You are on page 1of 4

ZIMBABWE SCHOOL EXAMINATIONS COUNCIL

General Certificate of Education Ordinary Level

LITERATURE IN SHONA 4069/1


PAPER 1 Poetry and Indigenous Knowledge Systems

SPECIMEN PAPER 1 hour 30 minutes

Additional materials:
Answer paper

NGUVA: Awa nemaminitsi makumi matatu

RAYIRO KUVANYORI VEBVUNZO

Uchapiwa mapepa okunyorera mhinduro dzako.

Nyora zita rako, nhamba yenzvimbo yauri kunyorera nenhamba yako yawakapiwa somunyori papepa
roga roga remhinduro rawashandisa.

Pindura mibvunzo miviri chete.

Ukashandisa mapepa anodarika rimwe, asunganidze pamwe chete.

ZIVISO KUVANYORI VEBVUNZO

Zvibodzwa zvakapiwa muzvikomberedzo izvi ( ) pamagumo pechidimbu chemubvunzo, uye


izvi [ ] panoperera mubvunzo woga woga.

Bvunzo ino yakanyorerwa pamapeji matatu nerimwe chete risina kunyorwa chinhu.

Copyright: Zimbabwe School Examinations Council, Specimen paper.

©ZIMSEC Specimen paper [Enda kuseri


2

CHIKAMU A: NHETEMBO

Pindura mubvunzo mumwe chete kubva muchikamu chino.

1. Chirikure, C.: Rukuvhute

Uchitsigira nenhetembo nhatu kubva muna Rukuvhute, tsanangura


maitiro akaipa matatu kubva munhetembo imwe neimwe ari kukanganisa
budiriro munyika. [25]

2. Tsanangura tsika sere dzepasichigare dzinoburitswa munhetembo dziri muna


Rukuvhute uchitsigira nenhetembo shanu chete.

Makadho, E. : Mutakunanzva WeNhetembo [25]

3. Kubva muna Mutakunanzva WeNhetembo sarudza nhetembo imwe chete


inotaura nezvevakadzi. Tsanangura zvainoreva zvishanu uye zvidavado
zvakashandiswamo. [25]

4 Sarudza nhetembo ina kubva muna Mutakunanzva WeNhetembo dzakanyorwa


naFrancis Matambirofa dzeshanduko yetsika nemagariro evaShona uchiburitsa
pfungwa mbiri chete panhetembo yoga yoga. [25]

4069/1 Specimen paper


3

CHIKAMU B: INDIGENOUS KNOWLEDGE SYSTEMS

Pindura mubvunzo mumwe chete kubva muchikamu chino.

5 Fortune G: Ngano Volume 2


Tsanangura matambudziko matanhatu anosangana nevanhukadzi
mungano nhanhatu dziri muna Ngano Volume 2. [25]

6. Tatira, L. : Zviera ZvavaShona

Uchishandisa ngano shanu kubva muna Ngano Volume 2, tsigira


pfungwa yokuti vaiti vezvakaipa vanorangwa muupenyu. [25]

7. Ndedzipi tsika sere dzevaShona dzinobuda muna Zviera ZvavaShona?


Tsigira nezviera zvisere. [25]

8. Tsanangura zviera zvishanu kubva muna Zviera ZvavaShona zvinoita


kuti vana vakoshese kodzero dzezvinorarama zvose uchiburitsa kodzero
pachiera choga choga. [25]

4069/1 Specimen paper


4

BLANK PAGE

4069/1 Specimen paper

You might also like