You are on page 1of 43

CHAVANONGODA

NDI
KUSI
YE
ByPRIDE SHEPHERDMAWEDZEREa.
k.a
SUWANI
(
+263785308096)

Copyright©Pri
deshepherdMawedzere(2016),
allr
ightsreserved
i
nal lmedia.nopar
tofthispubl
icat
ionmaybereproducedor
tr
ansmi tt
edinanyf
irm,orbyanymeans. wit
houtapriorwrit
ten
authorit
ybytheAuthor.
SELFPUBLI
SHED

1
CONTENTS

Page
Chapt
er1-
--
--
--
--
--
--
--
--
--
--
--
--
--
--
--
--
--
--
--
--
--
--
--
1
Chapt
er2-
--
--
--
--
--
--
--
--
--
--
--
--
--
--
--
--
--
--
--
--
--
--
-2
Chapt
er3-
--
--
--
--
--
--
--
--
--
--
--
--
--
--
--
--
--
--
--
--
--
--
-3
Chapt
er4-
--
--
--
--
--
--
--
--
--
--
--
--
--
--
--
--
--
--
--
--
--
--
-4
Chapt
er5-
--
--
--
--
--
--
--
--
--
--
--
--
--
--
--
--
--
--
--
--
--
--
-5
Chapt
er6-
--
--
--
--
--
--
--
--
--
--
--
--
--
--
--
--
--
--
--
--
--
--
-6
Chapt
er7-
--
--
--
--
--
--
--
--
--
--
--
--
--
--
--
--
--
--
--
--
--
--
-7
Chapt
er8-
--
--
--
--
--
--
--
--
--
--
--
--
--
--
--
--
--
--
--
--
--
--
-8
Chapt
er9-
--
--
--
--
--
--
--
--
--
--
--
--
--
--
--
--
--
--
--
--
--
--
-9
Chapt
er10-
--
--
--
--
--
--
--
--
--
--
--
--
--
--
--
--
--
--
--
--
--
10

2
CHAPTER1
Panguvayandakabudakut indiendekubsaLi zzywas
sit
ingonasof aachi onazvaketv,akangaat obhoyekana
zvake nekut i ndaiva ndakumusi ya ega apa ndi ni
ndakangandamukokakut iazondiona.Asi kai twasnot
my wi llndaitevedzera mutemo webasa kut i kana
ndikangonzinhasiendakuMasvi ngondaitotevedzera.

"Kokasinhasizvakakwi dzaherenhaiMr s,goodbyei s


thesinglewordyousaynoki ssnowhat,comeonLi zzy
" ,ndakat aura ndakaisa satchel kumasana apo
ndakamira kumasur e kwesofar anga rakagra Li
zzy ,
shasha yakazviona kutiyakanga yapotsa .Semunhu
wandanga ndabat a akasimuka chi so chake chizere
kunyara .Istead ofdoi ng whatiwas sayi ng Lizzy
akatoenda zvake kudoor uko kwandai buda nako .
Without knowi ng what she was t hi
nking
ndakangoteverawomumasur esabhokiinotever
avatenzi
.
ndakaonaLizzyakotamapaakasvikapadoorachir
ati
dza
kutiai
nhongasomet hi
ngchakangachi r
ipasi.Igi
veher
ti
mekut ianhongendaizomubvunzaapedza.Shet ur
ned
backtomeakabat aenvl opeyeBl
ueyangai neri
bbonre
red yai
rati
dza kut
iyakanga i ne somethi
ng mukati.

3
Ndakasweder apedyokutindi
onekut iwhatexactl
ywas
i
tf or.Tomysur pri
sepamusor opakangapakanyor wa
kuti"TOYOUMYONLYONE, PRI DE!,ndakaper
asimba
zvekutindakarasi
ra sat
chelkwakader o uko ndi
chida
kutora envlope i
ya kutindiiver
enge ndega .Li zzy
akafinyamisakumesoasi fai
onazvinhuzvaimusemesa
kumber i kwake . Ndakangobat a mur omo wi t
hout
utt
eringanywor d.

"Whati sthisPandf rom who? ",panguvai yiangaava


closert omezvekut iaii
takungeachandi pazur akumeso
kwesenembama.Herent i
rebodywasshi veri
ngzvekuti
ndakaonakut ihashadzakangadzamukur ira."Li zzy
pleasecal m doywnzvambonyanyoi taseyi konhasi? ",by
the mommentyandakat aura mashoko aya ndakaona
shashai cxhigarapasiahsimoyowai ngovapaenvl ope
yaanga akabat a .To make mat terslwor se envlope
yacho yai t
ova nemar uva (rose)i zvo zvai tongorat
idza
kut izvaivamukat izvaivazver udo.Tomeyangayat ova
momentofmaddnessbecausendakangandi si
ngazive
zvekui ta . Ndakanga ndakanga ncdi sina mumzwe
musi kakunzekwaLi zzy,Lizzywast heonl yne,paar i
ndipopai vanemoyowanguwese."ButPr idewhy?
Why?Why?Pr ide,kundideedzaal lt hewayf rom South
Africakundi deedzeramat akananaakadayi",mwana
wevanhu ai rati
dza kutiaper erwa ,il ookatherf ace
mi sodziyanga yakuyer era uku t samba akanga ast i
avhur u."Vhur atsambayako, donotexpl ainanythngt o

4
me ,iwi llleave t
his pl
ace usare ugari
ke nepfambi
dazakopanokui tabasar ekundi
pedzeranguvayangu
Idiot",ndakabvandat emwaneEnvl opeiyakumeso.
Ndakanhonga asi moyo wangu wanga usi si
na
kugadzikana, iwasthi
nkingkutondiyaniangaaitaizvi.
Kubva zvandakanyenga Li zzy ti
rimaOr dinar
y Level
paSiyahokwe handina kuzombi t
a mumwe because i
didn'twanttocheather.

But apa zvakanga zvi si


ngashande because Li zzy
aisevenzesa humbowo wet samba i yi. Ndakangot i
nechemumoyo God knows ,ndakabvi sa r
ibbon riya
zvinyoronyor o,ndokuburit
sabepar akangar i
rimukati
ri
nvai ror ai
vanenyayayese.Bef orer eadi
ngt helater
ndakamhanyi ra kuzasi because ndai da kut arisa
signatur
ebutt onoavai lpangapasi nakunyor wakut i
fr
om nhngi.Ndakat anga kutemwa nemusor o and
start
ed t o see darkness all over t he house ,
ndakatombof unga kut
indakanga ndava bof u byt hat
ti
me .Ndakanzwa bher or emotokaripanze maboss
ekubasa akanga asvika ."You mustLear nt o be
panctuative!Ifyousuggested1o" cklockmakesur ei t
willbet hat",ndakawonaDrGut u,hewasmyboss
kubasa.Zvakangazvakur evakutindakangandanonoka.
"Pl i
z Lizzy waitforusayenda ndi sat indadzoka ",
ndakanhonga kabag kangu ndokut evera mumashur e
mashef u.Ndakapindamumot okaritonangaKar ibauko

5
kwatai
fanirakunoit
abasai kokof ort
wodaysorso.
Hongu mumot okar
indakapinda butmymi nd wasent
ther
endai f
ungakutichichai
zvochakangachakanyor
wa
muTsamba.Ndakangot i"Godidontwanttolooseher"
,Motokariyakabvayasi
mudzwa

Yaah Jour ney ndai ngoendawo zvangu pachokwadi


moyowai rwadza,Li zzyndakangandi si
ngadikumur uza
but by that time ai gona kungondisiya ndakasvava
because ofmazi vanhu aigodoka .Isuspect ed kut
i
Tsamba yanga yai swa naSomeone ai rwadziwa
nekudanana kwangu naLi zzy,butndakazvi udza kut
i
onedayt hetruethmusber eveal
ed.Ndakagar azvangu
ndakazendama paseat ndi chi
fef
eterwa nekamhepo
kai
pindanepahwi ndo.

6
CHAPTER2

From Tynwald kupi nda mut own ndakanga ndakagar a


ndakaxambiraseatnekuper erwandakayedzakuf unga
kutiangava ai va aniuyo akanga akai sa zi
so r ake
paRudor wevavi ri.Ndakamboyedzakuf ungakutikasi
paivanemusi kanawandakadanananayendi kamusi ya
asi zvakanga zvi sizvo nekuti kubvi
ra zvandatanga
kusevenzeramuHar arehandinakumboi t
asuchat hing.
Tichi
svika pa PRI NCE EDWARD ,ndakaona shef u
vakubuda mur oad vachi da kudaira nhare yavo .
Ndakaitatari
sapavar iwit
hat al
kingeyndai dakunza
zvavai
zotaura paf oni.Nechemumoyo ndai ngotidai
ri
kavashokor ekutitheJourneywaspost pone,"Hel lo
MrWi cknel
l!", pakamboitakanguvashef uvakanyarara.
Vaida kunzwa zvai zot
aurwa na Wi cknel
luyo ai va
nenyembe dzai va pamusor o pevese pabasa .Kkk
Wandaitibossi nikunaWicknellai
toti
woboss.
Okt
" aken,sowheni fnott
oday?",ndakasi
mudzanzeve
j
ustbecausezvait
aurwazvai
ender
ananezvandai
shuva.
NhareYakabvayadambuka.Chi nguvachimwechoMr
Gutuvakandi
tar
isandokuti."Thedatewasshi f
tedto

7
nextweekweekendsoyoumaygobackhomezvako
unotandara namaini
ni",vakapedza kut
aura boseka
zvavo,kamoyomoyokakangakakut ondi
kuvadzaipapo
nekutindandakuf
ungakumba.

"Yaaa i we !Koi mwe nyaya ndanga ndakanganwa


kukubvunza! ",vakdaro zvavo MrGut u vachindi
rova
bendekete vachi
rat
idzakutivai
vanenyaya."I piSirimi
nyaya dzenyu ti
ngadzipedza here kkk",ndakat ura
hangundichisekabutmumoyondai yedzakuf ungakuti
yai
vanyayayei.
Pachokwadi dai mudongo dongo wai ur
aya apa
ndingadayindakafanekutiinsteadoft ell
ingmeMrGut u
vakatot
arisa panhare yavo zvavo uku i nindai
yuwira
nekudakunzwa,r egaimuchi ngezizvakanzi"curiousit
y
ki
ll
s a cat", ndakashaya kut indot oyindakafunga
kubuda mumot okarikut ivagot aura vachi t
indenge
ndakuyenda.Ndakat orasatchelndokui sakumusana.
"YaaokSi rNdakudzoker
a,t hereisnoneedyekut i
ndimbopindamut ownsi
ncemakombiachiwanikwaf ut
i
pano " ,ndakader
o ndakutovhar
a zvangu door
remotokariasi
kamumoyondai sadakuyendar akanga
ri
ngorizanochete.

8
"Ooh,youngmanmar iyemuchovhai yikoungafamba
netsokahere?", ndakaambi dzwa$10ndi yoyainzi
yemuchovha,nyayai yayakangayat onyar
arwai ni
wo
kutindichit
iko nhaivashe nyaya i ya i
nindanga
ndambowonekandakaonazvi si
ngait
e." Oksi
rthanks,",
ndakabvandayambukamugwagwa( Ki
rkman)ndomi ra
kudivir
eruboshwenekut
indikokwai miramakombi.Mr
Gutuvakamut samot
okariyavondiyehutu-u.

Motokardzesedzadar i
kanechi konzer
ochekutidzese
zvadzodzakangadzakazar aapai nindai
dakumhanya
kunonzwanananaLi zzyasatiaendasekuvimbisa
kwaakangaaitakutiasiazondimiri
ra.Iwastot
aly
confusedzvekutindakamisaTaxyangayakanyiBUSY
SIGNALndokut ambidzamut yairiwayo$10iya
yandakangandat ambiwa.
Pandakapindandavhramadoorpakasvi kakombianga
i
sina kuzar a ndokudari
ka ichi
yenda apa kwandi r
i
zvakangazvisai
tekutindiburukenekut imariyakanga
yatoshanda . Semar i yekupiwa hai na kunyanya
kundirwadza zvayo . Ndakangor idza zitsamwa
ndokuudyuramesondakat ar
isakombiyekwaBossKays
i
chiyendazvayoapaka$10kangakat oyenda..Mut yar
i
akatoshamisakutiwhatwasi t ,akatyor amugwagwa
onangakuTynwaldnaki r
kman.

Of cour
se ai
mhanya zvake but i
ni ndai
sagut
sika

9
nespeedyakesemunhuakangaanezvaai dakumhanyi ra
.Ndakai t
asendi chamudzi ngapanyangakut indi pinde
i
nisi ncekut yair
a ndai gona zvangu ssmunhu ai t
yar i
a
mot okaridzekubasa."Tr yt oincreaseyourspeed ,
kuchoosert axkwandai t
aitdosentmeankut ihandigone
kukwi r
a kombii t
sj ustbecause i m behi nd time ! ",
ndakanyepa zvangu uku ndi chibur
itsa maf il
es
musat chelizvindaizviti
rakutiavhundukeuyekut iaone
kuti ndaimhanya . Ndakat ar
isa speedomet er yake
ndikaona60Km /Hr,ndakar ambandat arisa,mot okar i
yakanga yakur ohwa zvekwamber i zvekuti ka hana
kangu kanga kakut ibamu bamu ndakaona yava pa
120km/ hr.Kana i nipakut yati
a kwangu ndai sasvika
kweseukondai tambimu60, 70,80imomo.Byt het i
me
yatakasvika pana Bul awayo r oad panga pane t raffi
c
yakawanda .Zvi nhu zvacho zvanga zvakubhowa ,
takait
aal most15mi nst akami r
aipapomt okoaridzabva
munaBul wayodzi chipinda,ndakambodakupopot abut
zvaisachinj
achinhur obotrai
var ed.

10
CHAPTER3

Robotr akait
agr eenandt henwepr occeed, hatinazvedu
kunyanya kut orat ime mur oad .Ndakapet a mapepa
nemaf air
a angu ndokumadzoser a musat chelmakar e
mandakanga ndamat ora ,it hen turned tot hedr i
ver
ndakumuudze kut i ar ove r ight turn pat akasvi ka
pamadoker o . He f ol
lowed my command akabva
achityora chiHonda f i
tt onanga kumanewst ands uko
kqaiva kuchangovakwa ndi ko kwai va nei mba yangu
zvangu.it oldthet axdr i
verkut iachindidr operzvake
coz ndange ndasvi ka . Ndakaf amba zvi shoma
nezvishoma ndi chidanga paver andah ndai da kut anga
ndanzwa f i
rts ndi sati ndangosvika pl us semunhu
aizi
kanwa kut iabuda outnebasa ndai da kur ova ka
surprise . By t he t i
me yandakasvi ka paver andah
ndakanzimumba maanemavoi ceai kwana kui t
at hree
butr aLi
zzyhandi nakur i
nzwa.Ndakami randakat eer era
kutindi nzwe kut ichichai cho chat or
a nzvi mbo .
Ndakanzwa munhe i nzwi r emunhu ai chema asi
ranyatsorati
dza kut i munhu anga at ova nenguva
achichema .Ndakabat a hana yangu yai it
a kunonzi
kubika manhanga . Ndai t
adza kumur a chai ko ,

11
ndakazambi ra madzirof or bal
ance because ndega
ndangandi sisagone .Ndakait
akanguvandakamirabut
nothinghavechanged,vanhuvai t
auravait
auri
rapasi
pasi, it
hendeci dedtogetinbutndai
tya.Pandakasvika
pamukovandi chidakupindamukatindakai
takufreezer
chaiko when isaw Li netsi
steryaLizzy.Ndakabat a
mur omondi chishayachekut
aura.

Ndakanga ndava kunyar a mumba mangu ,"vanhu


vechikadzikusanzwi sisa,i zvezvikutodahamadzkeko
tat
it arooeana her e i su " , ndai zviudza zvangu
nechemumoyo.Ndakat arisa tot heot hersof a ndisat
i
ndatairakanachr i
o,t omysur pri
sepakangapakagar a
musi kana mushava , akanga akasi mba zvi ri
pakat
nepakat i,kurebakwakepangui dzihandi nakukuona
nekut iangaakagar apasi.It r
yedt or ecogni seherbut
ndakashayakanapekut angi ra,herf acewasentnew i n
my eyes ,but ndakat adza kana kuf ungi dzi
ra kuti
ndakambomuonepi.Ndakasi mudzazvemuaor oandi
sawLi zzyakazvivharakumesonef avet owelachi rat
idza
kutiaipukutami sodzi,ithent urnbackt omai guruLinnet
panguva i yivanga vakunyar a because undernor mal
cir
cumst ances zvavakanga vai a zvai va zvi si
ngaite
kusvikapambapanguwi thoumyappr oval.

Zvamunongozi
va kut
i hama yemukadzi i nonet
sa ,
ndakagar
azvangupastoolbecausepapasi
sinaspace.
Ndakabvi
sahatkut
indi
mhor esesisvaLi
zzybuthavana

12
kudavira ,ndakanyar a kudzosa r uoko r wandakanga
ndakanenekeedzer akwavar i.Ndakavatar i
samumazi so
ndichidakuonakut ivaifngeithenshemovedherhead
kwakut ot
arisa kuside semunhu ai ona mazaiezvi huta
mber ikwake ."God have pl ans",ndakazvi taura
nechemumoyo.Ndakasi mukandokupndamubedr oom ,
iopenedmydr awerndokut orabodhoror angur evicer oy
rakanga r ava muhaf u .Uko ndi ko kwai va kubasa
kwangu ,ndi sat
indai ta anything ndai tanga kut ora
bhodhor or anguei t
hrvi cer oyor r edwi nendombot i
zvutu kut i ndinyatsoona zvi nenge zvi chii
ti
ka .
Ndakabuda zvangu ndi chida kumboenda paSanganai
uko ndai ziva kut ndiko kwai noperera st ress zvese
nenyadzidzangu . Ndakapi ka kut ikana pai zoi
ta
musi ndo manher u pai t
ozoita musi ndo ,ndakanga
ndakut oi
twa mur anda mumba mangu .Ndakat ari
sa
kuserikwedoorukokwai vanepushi ngtrayyandai kanda
makeys angu emot okar i kana ndabva kubasa .
Ndakaudapanzendokuyendazvakasar azvot auri
rwana
hameno i nin ndaiziva kutizvangu zvai zozviit
a zvega
kanandamwador ondi wowai vamushongawangu.

13
CHAPTER4

Whi l
e iwher e dr i
ving to Sanganayi,icantexpl ain
zvakaitika ,ndakangoona r aii
ta kunge r ima mber i
kwangu, r
oadchai yondakangandi si
ngachai oni.Itryed
to stop t he carbut,ndakashaya kana pekumi ra.
ndaingoi tazvekuf ungi dzir
akut indaizogonakubonder a
panedzi mwemot okar ikanakupi ndapar edr obot."Pl i
z
helpi m notseei nganyt hi
nghel ppl i
z",icr iedwitha
harsh and l oud voi ceseeki ng firhelp .Ri ma riya
rakabva r angoenda but nzvi mbo yandai va haisi yo
yandaionamumazi soangu.Mumazi soangundai ona
ndiripaChi ckeni nni riopposi t
eKFC i ripaj oinercity,
ndaiona ndi torinaLi zzy akabata hert akeaway yai va
nemachi pa kuner umwe r uoko akanga akabat a bott l
e
restone.Thef unpar tofittaif
ambat i
chiyendakunaf irst
butt aisava nemi ssion ,kumasur e kwedu kwai t
ever a
munhu anga akapf eka a bl ue sui takabat al aptop
mumaoko .Paakasvi ka pataiva akasvi ka ndokubat a
Lizzyruokondokuchi njarootvonangagkuChar geoffice
i
ni handi na kana move yandakai t
a ndakangobat a
musor o ndi chitura bef u .Kanguva kadi kindakabva
ndatangakuonazvai iti
ka..Ndakangandat opindamuna
Stortf
or d i nst ead of Ki r
kman . Ndakaona vanhu
vakami ramot okar idzakazaramusi demer oad.Icol dnt

14
bel
ieve what was i n my eyes .Ndakaona mur
oad
makazarapolicekutheothersidekwangakunebencz
spr
interyangayakat
amadenhede.

Ndakayedzakudzosazvandai r ati
dzwakut indi
tikuhope
zvi
nonet sanekut iayaai vamasi kat
i.Ndakambof unga
kutindi t
indaifunga zvakamboi ti
ka asiai va manyepo
nekutihandi na kumboenda na Li zzy muchi cken nn
kubva t i
chit
anga kudanana . Chi nhu
chaindshngurubmdza kunyanya ndechekut ithe same
sit
uationyandaionayai l
inkernechokwadchai t
ikapakat i
pangunaLi zzy.Ther ewaasomeoneai dakut iti
siyane
butmubvunzowai vawekut iai vaani?.Ndakabur uka
mumot okari ndi chida kut arisa kana ndakanga
ndabonder a.Evr ythingwaswel lpakangapasi nakana
damagekmberkwemot okari.Hanayanguhai nakmi ra
kurova as yai t
owedzer a ndai tindi kacheuka kut ari
sa
kumapur sa hana yangu yat owedzera kur ova .
Ndakat endeuka ndonanga pedyo nepakanga
pakaungana vanhu ndi chi
da kunzwi siaa kut i chiyi
chaizvochaiit
ika.
Ndakaendapasi deper oadpangapakapakaf ordr anger
yeblue yanga ir
it i
nted ,ndakanyara kusvika pedyo
nekutikamookarikangunei yozvai
ngondiudzakut iapa
hapasipakoapa. NdakabvandaendapaVi t
zyangai r
i
nexttot hefordr anger,mangamuneayoung l ady
akanga akapfeka whitezvekutindakat
ombof unga kui
aivanurse.Ndisatindataur
anayemapur isaakapasi gn

15
yekutimtokaridzi
chiyendazvadzo.Vi t
ziyayakabbva
yangoendawo ndi sina chandabvunza . Yakatora
dir
ectionyekupi
ndamumanest andsum mai vaneimba
yangu.Ndakangzvi udzanechemumoyokut indakanga
ndisi
na pr obl
em . Ndakaenda kumot okari yangu
ndichi
da kuender era mber i ner wendo r wangu
rwekubhawa.

Within15mi nsambul anceyakangayat oaviaka, t


omei t
wasl i
keadr eam becausehandi nakumboonamai t
iki
ro
azvo ,ndakngozoona mot a yatoit
a manhede padi vi
peroad .Ndakapi nda mumot okariasizi so raingova
panzvimbo . I deci ded t o go back home nekut i
ndaisazivakut ikumber izvaindifambiraseyinemhepo
yakanga yandi bata i yo . Ndakar wvesa honda f it
ndodzoker a zvangu mumadoker o makar e .
ndakabat i
dza radi o mumot okar
indi chi da kurefr
esher
hangu ndi chizipir
wa nekamumhanzi ,ndi chibati
dza
pakabva pangot anga kur i
ra chi mbo chemushakabvu
System Tazvi da chi ne mashoko ekut i,"Kushat a
ndakashat a zvangu pachi so , kushat a ndajashata
zvangupamesohandi rambe, ndinozvizivandegandega
asindinayewanguanondi shairahope" ,ndakat oseka
zvanguzvangukut ikunyangwemunhuakanziakashat a
zvakait
aseyihaaf eakat adzakur oorwa.Kamhanziaka
kakaramba kachi dandauka dzamar a ndasvi ka pedyo
pedyonepamba.Ndakami samot okarindi chi
dakumbot i
zvutu bhodhor ar iya reviceroy zvimwe ndai zowana
maavi i
kiroepambasemunhuangaambobudanehasha.

16
Ndakar ovahur ombirizvangundikanzwapar eremoyo,
ndakanzwakuf urwanekamhepondi kabva ndazi vakut i
zvakangazvashanda.Ndakapamhi dzahur oyechi tatu
ndiyeyechi na,ndakangandakut oonayeseseyangu,
ndakaeusimudzi randonangapambandakangandasar a
ne less t han 50 met er
s ,kaVi tz kaye kandakanga
ndasangananakopat i
meyandakaonat saonakakanga
kakapaka pamut i wanga wakat ari
sana nepamba
pangu ,kai nyat
sorat
idzakutimur idzi
wawachoai va
mumbamanguchet e,ndakasvikopakakal oanmower
kangu kk ndomadeedzer o avanoi t
a zvi mt a zvi di ki
zvi
singatanekubonder apasi vapf anhavamazuvano.
Ndakabur ukandokunangamumba,panguvai yindanga
ndakutsika pasinezvigumwe chet e hwahwa hwanga
hwatondi t
oranekutindakangandanwapasi nadi lusion.
Mumba mai va nezhohwe zhohwe muchi i
ta semai va
nevanhuvai t
ukanabutzvavaitaurachai zvondakt adza
kuzvinzwisisa. Ndakangozonzwanzwir aidakut aur a
asir akangot i,"Asii mimunot i- -
--
---
",ndakabva
ndanzwanoi seyakai
takungemagi raziaipwanyi ka

17
CHAPTER5
.

Ndakat omboyenda paneut r


al kunge mot okari ,
ndai akashayakut indopindaher ekanakut indot eerera
ndiripanzei papo.Ndakangot ichinouyachinooneniko
handi tindinindai
vamur idziwembaher e.Zvidorozvi ya
zvandakanga ndambot i zvut u zvanaga zvachi gara
manj e ndakanga ndakwi ra ndege yemashanga .I
openedt hedoorslowlynekut indaivanekakutyanekut i
ndai saziva kutichiyichaitor
a nzvi mbo .Ndi chipinda
ndakabat ir
wa nesetswa nekut iLi
zzynemuai kana uya
wandakanga ndawana akagar a mumba vakanga
vakami ri
sana vakat ari
sana semachongwe apa
vairatidza kuti
nmut ambo wakanga wakat svuka r opa .
Lizzyai rati
dzakutiakangaakat or
ohwa2- 0pazvbodzwa.
Pakupindakwandakai tazvakatowedzeraLi zzyakabva
achisi
mudza r uoko r weruboshwe ndi ye pashaya
yemusikanauyazi vha.Inininechemumoyondakat oti"
comeonmyboy"ndakami r
andakaoker andi chi
tadza
kubatavanhuvai rovana.Li zzypaakandi t
ibaakabva
asvipi
ra kamusikana kaya mat e kumeso kuita sekut
i
ndaivandamudzvanyabut t
on ref
owar d .SisivaLizzy
Vakasimuka ndokundi bata collar ndokundizvuva
vakananganenimubedr oom ,handi nakumboi tanharo
kanakupi ki
sanechemumoyondakangozi vakut ivaida
kutindi
sapindi
rezvibhakerauyevaidakundipinzadare.

18
Ndichi
ndamumbavakabvavandi
sai
dzi
rakwakader
o
uko.

Munoziva ndakait
a hasha zvangu kunyangwe paiva
pasi
na zvandaikwanisa kuvai
ta nechi
konzer
o chekuti
ai
vamunhukadzi.Vakagar apamubhedhavakandi
tari
sa
mumazi ao apa i ni ndakasvi
konorover
a kumadziro
negot
si.
"TellmePr idezvinoreveyii
zvi?,whatiathemeani ngof
thi
s?",mai guruvakabvunzavachi rati
dzakut ivai
va
nehashadzemandi ri
ri.Hashadzemhandozvekut ipai
da
kushandiswa hunyanzvi pakupi ndura ,i ni hazvi
na
kunyanya kundi netsa nekutihunyanzvindokwavawo
kubasa kwangu .Kubasa vai t
onditiA MAN OF HI S
WORDSj ustbecuseiknowwhatt osayandhowt osay
i
t." Mayyoupl izcalm downmadam ,icantt el
lyou
anythingkusvi kamambopedzazvenyuhashabecause
ndikataur
a apa you wi l
l no under stand because
makat samwa i know zvi nhu zvi norwadza uye
hazvitmbir
ike nyor e nyore ".Ndakapi ndur a zvangu
nekavoicekaiitakungemunhuar ikui
mbat ypeyemusc
i
yai nonzicount r
ymuai c

Vanoterer
at ypeyemusici
nonzicountr
ymuai cyouar e
getti
ngwhati twas.Thevoi
cewassodel i
ciousbutwith
al ow volume ."Whyusi ngar
espectvana vevamwe
vanhu,onedayyouwi llr
egretandyouwi llneverf
ind

19
someone like herim tell
ing you ",vakaaura vachii
ta
kudederakuitakubvundachai konehasha.Ndakai suka
ansibenddownonhershoessezvi yazvinoit
amunhu
anonamata.Ndakavat ari
samumazi soandisai d"Isaid
sorrymadam ,i t
sntyourf aul
tormyf aultbutast i
me
goesyouwi llgetwhatim saying ",ndakapindurawhi l
e
holdi
ing maiguru *shouldersko ndai t
yeizvangu si si
vemudiwawangu.Ndakaonavakunyar anechemumoyo
ndakangoti @ l eats my i dea i s wor king .
Vakandisi
mudza."Dontbel ikethaPr i
de",vakanga
vakunyara manje uye vakatoona kutizvakanga vaita
wasentnormal .

"Okay,f ornow thisi snotar ighttopictodi scuss ,


mambobvunzawo her e kutiwho i st hat lady uye
airi
kudeyiatmypal ace",ndakabvunzanekut itakanga
takunzwisisanazveduzvakangazvasi yananepakut anga
.Ndai dakuzi vakutiwhowast hatlady ndaizovawan
maender eronenyayai yibecausepanguvai yihapana
chandaikwani sakuitanekutindaisazivanyaya."She
said,shei syourgi rl
fr
iendandshei spr egnant,hauna
kuonaher ebagr ir
ikuserikwedoorukoat ouyanezvi nhu
zvakezvese",
"Hooohonhai!Ndyemunhuai saenvl
opeyat
ona
padoor
rnhai!",ndakabvandavhot
omoka.Butndingat
i
handi
nakuvhotomokabecausendizvzvi
nhuzvai
tovapo.
.

20
"Okay, igoti
t.Li
zzyakur ati
dzayiher
eenvlopeyataona?
" ,iasked herndi chidakunzwakanaakangaaona
envlope,uyendai
dazvekuzi vakutwherewasi t."Yes,i
saw t",mai gur
u vakat aura vachi
sumuka vachibuda
mubedr oom and inl ess t han a munite vakadzoka
neenvlopeiya mumaoko ."Okaykeep i tbecausei t
mightbeusedasevi denceoneday!", yaaatai
tauri
rana
zvedubutkakusandrusterkaivakakazar
amavar i.

21
CHAPTER6

"Iknowt hatyouar enotbel ievi


ngal lwhati shppeni ng,
butas t he st
ory unfolds you wi lltrustme ever",
ndakat aura whi
le steppi ng intot he sit
ing room umo
machangachakachaya.Ndasvi kavanhuvachi rati
dza
kuti
vanhuvangavachi net anekur ovana."HeyLi zzy,
whati sitmambot auriranaher ezvamangot i
buranakut i,
do you know t hatf i
ght ing doesnotsol veanyt hi
ng .
Ipapomunor ovanamobvi sanamazi nobutatt heend
youwi llseekutiyouhavesol vednot hing.Mayyoupl i
z
come her e.".Ndai t
aur a zvangu Li zzyakanga akat i
nzeve kwangwa achi terera zvandai t
aur a zvekut i
ndakaitamanyemwendi chtindai aurwazvai nzwikwa."
Seatdownsot hatwemayt alk",ndakat aurazvangu
ndichinobata amaimwana r uoko ,t o my sur pri
se
ndakar ohwambamaner uokor ekwaleftwhl eholdingthe
other .Apa ndakagut sikana kut imunhukadzikana
atsamwabecomeswhi ld.Semur umendakat iiwil
lnever
quit,ndakamubat amaokoesendokumugar isapadhuze
nasisivakemaybeai zovar especter.

Pandakator
aLizzyMusi kanauyaakabvaagarawopasi
achit
ura befu achi
rati
dza kut
iakanga azvuzvungwa
nezvi
bhakera .Butt his was nott
he stor
y ."Yaaa
Vahanzvadzimayyoui ntr
oduceyour
selfsothatwecan

22
start f rom t here " , ndakanga ndi singachade
zvekunonoker wa pol ice ai va pedyo saka ndai da
kutonovhur isadcat etopr oovet oLizzyandhersi ster
that i was peef ect at l east Mapur isa ai zozviona
kuburikidzaner esearchkut iwhowast het roublemaker.
"Im iyoursi sterwhyar eyoucal li
ngmevahanzvadzi,
i
m yourt odaynhai?".Kamukadzikayakakat otaur a
kachit
opoza zvako kunge cl eck wepa bar ack .Ko
zvakaitaura zvai tosetsa ka because how come kut i
munhu asi ngakuzi ve anokuudza kut i wakundi t
i
hanzvadzinhasi.Tometwasr eal
lyfunnybutt oLizzy
and her si st er zvai tovawedzer a hasha because
nechemumoyomavovai ngotindi ri
kutambanepf ungwa
dzavo."Okl etssayyouar enotmysi sterandi m not
yourbr other.Justanswert hequest i
ont hatwhoar eand
whati s your st ory because haungangouye pamba
pemunhut henwakut oitanoi se". Ndakaonashasha
yakutofengur azvayozi budor ai i
takungekapuyedhaga.
"Ndauyakuzokupamhur iyako,onl ythat!",kakat aur a
zvakokakat ar isakusi de."Okay,ar eyout r
yingt osay
dumbur aunar ondi yoyaur i
kutmhur iyangu , youi diot,
satan'messanger",ndakanzwa kushat ir
wa zvekut i
ndakambof ungukumunhanhi ranebhut suyekwavandem
chaiyobutndakanzwat stsiuyendakaonakut indai zoita
poli
cecaset houghndangandi si
nanyayazvangu.

"Okay,
justseai
papoim comi
ngbacksoon",ndakabva
ndat
ari
sa kudoor ndi
chida kubuda wi
thout tel
li
ng

23
anyonekwandai vandakananga.Ndakabudapanzeand
mai gurufol
lowed me vachi mhanya vaida kuziva kuti
ndaivandarongeyi."Sowher ear eyougoi ngnow ",
vakabvunza vachi bvunda zvekut i ndakazi va kut i
vaifungakut
indakuyendakunozvi urayarelsekut oenda
zvachose ."Noi m goi ngtocal lthepolicebecause
alonewecantsol vet hismaybet ikadeedzamapur i
sa
she wi l
lconfess",ndakat aura zvangu by t hatti
me
ndakami r
ahanguj ustf orr
espect."Okayt hatsagud
i
deai dea,goahead".

Igoti ntot hecar, t


houghpangapar i
pedyozvapondai da
kukur umi dzakuavi ka.NdakareverserHondandonanga
mukar oad kanga kachangosi wa nemadoker o saka
kai
naki dza kumhanya yai va nanzva chai yo .
Ndakat ombobat i
dza zvangu wi r
osindi chida kudzor a
ndangar i
rozvangunekuf urwanemhepo.Got sir angu
rai
ndi remer a dor o ri
ya ranga r achi
ndikora zvi no ,
ndaisekami t
iyafambakkasiyai vamot okariyaifamba.
Unfor tunat l
eypandakasvikapaspotpayapandakasi ya
panemapur isandakawanapat ovaneMaj ournalistbut
mavi ctims anga at ot
aurwa kuyenda kuhospi t
al .
Ndakabhoekana because mapur i
sa wasentt heref ut
i
saka ndakanzwa hasha because i nivanhu vandai da
chaivochi voaivamapur i
sa.
Ndakachaya ziU turn zvekuti kana vai
vapedyo
vakat
oshaya kuti ndaizvi
fambi
sa sei , vamwe
vakat
ofunga kuti ndai
va someone ar i r
ude or

24
ndai
tovawonemhosva.
Inimumusor o mangu ndai zi
va hangu kut
iby t
he
moment yandai zosvi
ka pedyo chete maJour
nal
ist
aizondi
bvunzabvunzatwakawanda

25
CHAPTER7

Byt het i
meyandakangandavakut oendakumbahangu
kunoonakut iwhatwasnext,ndi yedhumhadhumha
naSuwani, NaSuwaniwewher efri
ends, notjustf ri
ends
butf r
iends f orlife. From hi gh schoolmat i
cha anga
aakutotit
iri
mat wi
nsbecauset aif
ambat eseal ways, wai t
ukaona ininaSuwaniwat omuon .By t hen aitodr i
ver
zvake kaToyot acorr oll
akake, ndakambot arisazvangu
kuside ndichi i
ta sendi sina kuona kut iai va iye .
Ndakaramba ndi chi
tyaira f or sur ei ye anga asi na
kundiona.Ndakavhar azvangur oadndi chi i
tamukonyo
ndaidakuonakut ianor eactor.Iwasshockedkuona
pachiburuka mapur isa t wo anga at orimuUni form .
Ndakatanga kuseka . " What i s thi s ndodr iving
dzamakadzi dziswa her e i dzi vakur u chi mbobat ai
napapa",Onewemapur i
saayaakader oachi vhomor a
mbomamuhomwe,iopenedt hedoor sndokubuda.
Pandakanof i
ra kumi ra panze chet e mboma yakanga
yava kut ondi naya ndakai bata ndokut anga zvangu
kuseka."St oyi tyoo!I wewef utikoiyindei pii yi",
Suwaniakadeedzer awi thaloudhar shvoi ce,akabuda
mumot okariachi r
ati
dza kushami sika zvikuru because
dzamgadzat ovaal mostf ouryear stisinakumboonana

Takambundi
ranakui
takunget
aivanemamagneti
cfor
e,
kufar
akwatakai
taapakwakangakwakapf
uriki
dza.Ini

26
ndait
ikuf arir
a vasahwi r
a vangu ,ndot izve kufari
ra
mapur i
sa aya nokut i ndai t
otsvaga mapur isa saka
mudzimuyangayakombor a."How ar eMrSuwani,ko
takut
otyakakukudeedzanezi tar akor emadunhur ir
wa
munhu avkuf ambanemaguar dskudai" ,ndakader o
zvangu ndi chit
svaga kungodenha chet e uyo wai va
mugiri
ro kut ipataisanga t ait
odenhanha chet e ,asi
panguva i yizvanga zvakupedzwa nekukur a nekut i
mazuvaeduchai wot aitot
ambachi richikudochaicho."
Iwe,hai wai bvapoapa,ur ikurar
amamunzvi mboi no
i
yewendai fungakut iwakat ofakudhr aini",akader o
zvake achinyemwer era ,ndakacheuka mapur i
sa aya
angaat omirazvawoachi onanzvi mboyemadoker oi yo
yakangayakuyevedzakuona.Nzvi mboi yimakarekar e
ayo vanhu vai toswer a vachi ri
ma nzungu makazar a
mombe nezvi mwe zvi mhuka asi panguva i yi
wainyatsoona kuti yhaaa ndasvika kuya
kwandaingonzwakut i kuHar are.

"Anwher e,i
ninewetinowir
ir
anazvinozikanwanevanhu
vesekumushaukokusangani si
ravaberekiveduchai
vo"
ndakaderoasindisi
nakupedzakut izndakaganhuri
rwa
pakatinaSuwaniuyoakangaachi gutsiri
ramusor o,"
Zvokwad i papo hauna kuposha i ni newe t i
ne
hushamwar i hunokunda hukama hwer
opa
"zvemafunni
eszvakanga zvapera manj e,tanga t
ava
pakumbopanamupakwawegwendo( shokadzogwendo)
i
zvot ai
wanzotaur
at i
ri
kumushakwedukuMasvi ngo."

27
Shamwar izvandakuoonazvanaka,ndi nodakut it
eam
yako i yi i
mbondi batsi
ra ndi ne nyaya yangu di ki
yandi nayo " ,ndakaender era mber i hangu nekut i
ndakanga ndagut sikana kut i aiva at erer
a . " ose
machenabhur uru,asihausat iwat idyo-opanenyaya
yako chai po ,chi ngodoma kut ishamwar iinipano
ndinodakut iundi batsi
rezvakat i,nezvakat ithenfrom
theret oonawayf orwad",akapi nduraachi dakunzwa
pacho chai po pai va nenyaya yangu ."Okay apa
urikuyendakupiunekwaur ikumhanyi raher enekutiini
pambapangupedopedoapo,paur ikuonai mbai yo
i
neGazebhoapo", ndakaender eramber i."Yaaandanga
ndauyakuzot ari
sast andyanguyandakat engasvondo
rapfuur aimomuno mumadoker o makar e muno saka
ndavakudakut i mabhi r
idhaachi t
angisabasar awo",
ndakanyemwer era nechemumoyondi chitiheyashuwa
Mwar i wat isanganisa zvekar e naSahwi wangu
tavakuzogar atesemunof utinekut indimomandakanga
ndat engawo yangu st and ndi katopedza kuvaka .
Ndakamur ondedzeramami ri
roangaakai tanyayayang
yesekubvapazvakat angirakusvi kapazvangazvava.
Akandi udzawokut ihapanachai netsapakangapasi na
nyaya .i nindaitomuseka nechemumoyo kut iainditi
hapananyayai nindakangandat opererwa.

"Okayl etmetal
ktomyt eam i
wej ustrelaxt
here",
akader
o achof
amba achiyenda kwakanga kwakami
ra
vakomana vake . Zvavakat
auri
rana ipapo handi
na

28
kunzwa uye ndai satozvi ziva .Akadzoka achi rovanisa
zvakemaokoachi ri
dzakamur idzosemunhuunoguhwa
shuromugwenzi."Sor ted,r i
ghti wechi yendazvako
pambapakoi n10mi nut est imet obvat at ever awoi papo
i
papo . " , i f ollowed hi s i nstruct i
ons zvangu
ndakangomut i"I ri
bho t hanksndokut rust ersakawhy
wor r
y " ,ndakapi nda muhonda ndokui zhezheudza
ndotari
sa kumba . , ndakat anga zvangu kur i
dza
kamur i
idzo ndi chitevedzer a kambo ka Rever entT
Chivari
ro kekut iEber nezer,kunyangwe zvai oma sei
Lizzy ndai sada kumusi ya ndai tozomur ooor a chet e
vegoso vasi ngadivachi da nekut indai ziva hangu kut i
naMwar i hapana chai r amba . Ndakasvi ka pamba
ndokugar a zvangu semunhu ai sazi va zvaai ta .
Ndakawana mai guru vakut opukut a pukut a mi dziyo
mumba.Handi nawandakat auranayendakangonyar ara
ndakami ri
rakut ivakomanavachi svi
kavai tetunhut wavo
.Zvisinewopasi nakanachi nguvat eam r akabvar ari
dza
bhero,ndakat imai gur uvabudezvavovagamuchi r
e,
vakabuda pasi na chi nguva vakanga vadzoka
vakadungami dzana vai ti mai guru kumber i kouya
vakoma t hen Shef Suwanni ndi vo vai kokonyar a
sedzomba( hwi za)vachi tever azvavo, "Gogo- --
--
--,aaah
Shefushei si nher e?" ,mupur isaai vakumber iakabva
ashevedzer awt hahar shvoi ceachi bvisamahandcuf fs
paBandir ake.

29
CHAPTER8

Ndakambof unga kutizvimwe ndai va zvangu kuhope


because how come kut imunhuanongopi nda mumba
otodeedza kut iarimuno futi.Ndakai sa meso angu
pamukomanauyaai deedzerakutiar
imuno, apondanga
ndakat eyanzevendaidachetekuzivakutiaizotikudiuye
whatwashi ssecondmove.Ndakambodakuvhumuka
asi ndakazoona kut i ndaipisi
ra pamwe ndi zvo
zvavakangavat aur
ir
anakutvai t
e."Yaaaah,How ar e
yousi r?Youmayt akeaseat" ,ndakabvandat aurawith
a strange voi ce ,ndaitonyepedzerawo kushami si
ka
sekuti ndakanga ndi si
ngavazive var ume ava i ni
ndaivazivazvangu.

Ndakaona muj aya uya onanga pakanga pakagar a


mukadziuyaakangaanenhumbuyangu? .Ndakaseka
zvangu ? ndi chi
naki
dzwa nemai ti
kir
o azvai
it
a ayo
aii
svonaka kudayi . Mwar i vamgu havana kuda
kundir
asa,kunyangwezvazvoLi zzynasi
sivakeLi net
vakanga varasa chivi
mbo mandi r
i Mwari ndaiziva
nechemumoyo kut ihavaindi
siya .Kamukadzikaya
kakai
swa wachimbi r
idzaipenya penya ,wanike ini
nenyemwerero ndongof ashukir
a . Ndakamboda
kukaudzakut
iendemabhengur oakoakanakawena

"Fol
lowme,
youi
diot!
",t
hemai
nsai
dinanononcence

30
,har sh and l
oudervoice.Vakabuda vakatevedzana
handinakuzivakwavai
endaasindakangofungidzir
akuti
kwaiva kumotokar
ichet e kwavai
vai
enda .Af terthat
Suwanindi popaakazogarazvakepasofanguvayese
yakait
ikazvi
mweakangaakami r
azvakeakaokera.

"Kkkkkkkdonewi t
hthisone ,otherwisei
ri
setili
feMr
Pr
ide?"Akasekazvakeavakundi bvunzazveupenyu.
Ndisat
i ndai mupi
ndura ndakatanga kumupa
maintr
uduct
ions,
"SheisLizzymyFianceandhersi t
sterLinet.Lizzyand
LinetavavanonziMrSuwanihei smybestbestf ri
end
fr
om highschool"ndakabvandangoitakutizvi
fambe."
Okayiii
itaf
aranekuzi
vanaHowar eyouMrSuwani?",
amaiguruvakabvavadavir
a,uyuLi zzyakangaakagar a
akabataRushayasemunhuaf i
rwa.Ndakazi vahangu
kutidzai
va hasha dzakanga dzakamumoner a nguva
i
dzodzo.
""
Inindi
nof
arazvanguhamenoimimimaigur
u?.
Suwaniakabvaatopi
ndur
azvakenenzwi
remufar
o.
Butiwewet ellme,zvakafambaseikusvi kauvepawava
apanekanguvakadi kidi kii
kakakat akabvakuchikoro
wavakutonzi Shefu uye waakufamba
wakachengetedzwa ",ndakangoer eka a ndabvunza
mubvunzowandai zvibvunzainindeganekut izvakanga
zvandi
shami sa.
"Kkkkkhaaaai
wewef
uti,wewi
llt
alkanot
hert
ime

31
ngatimbotauraheduzvenyayayakoi yinyatsondiudza
kutiHwyur i
kuitazvinhuzvakader oi wekkk"akat aur a
zvake achikuvar a nekuseka zvekutindakazviona kut i
aisada kundibudi ra pachena kut i nyembe akanga
adziwana seiuye nguvaimwanana wazur o ."Okay
hapananyayaapa,i niwhatihavet oldisenoughandi
thinkndizvozvega.Kanapanezvi mwel etmel eave
ndimbonotengazvanguchi ngwawosar auchikurukur a
nanaAmai guruvako avamaybet heywi l
ltel
lyoumor e
nemaf ungi
roavowo",ndakasi mukandokut oradhor a
pamusor opecof feet abl
e ." Maiguruyoumaypr epar e
ussomecof fee",isai d .Ndakaf arabecauseLi net
foll
owed my r equestndai f
unga kut iachandinyadzi sa
mumba mune vaenzi."Okaydearyou maygo ",
vakadaira ."So Suwil etme go pakaSuper mar ket
kakavakwaapoorpakat uckshopkar i
pedoakondi tsvage
chingwa.

Ndakabva ndabuda .By t he momentyandakabuda


ndakadhumhananemukomanauyaachi dzo, ndakaenda
paside kut i apinde zvake. Ndakaramba ndakami ra
pavhar andah ndichida kunzwa kutianga abvepiuye
aizotichikunaShef uvake."Yaaabossf uelguage
i
kur ati
dza kutif uelhamuchi na .plus t
he same car
yatakaonanezur okuchitubundiyoyakapakwapamut i
apobuthamunamunhumukat i"akadar
o."Whi chcar?,
unor eva here kaNissan sun kai
va nekamukadzikaya
nezur okuGlenNor ah?", Suwanivakapi
ndurai nzwiravo

32
ri
chir
ati
dzakut
ivai
shami
swa."YesSi
rndi
yoyochai
yo"
akapi
nduramukomanauya.
'
okayi weDubeendaunobur i
tsamweyamumavhi r
iese
wosiyazvakader omahur eawaar ikuda kutoenderer
a
haikona",akaderoSuwiachi nj
amoodachi rati
dzakuti
ashatir
wachaizvo.Sezvondangandi changobvakudir
a
ful
ltankndakapindamumbandokut ambidzamukomaba
uyamakeysemot a"Youngmanyoucanusemi ne",
ndakaturandi
chinongedzeramotokariyangu.
"
Godbl
essyouSi
r",
akadar
oSuwnai.
Mukomana uya haana kuzombot
ora nguva akabva
abudakwakui
samsikanauyamumotokari
ndokuenda.

33
CHAPTER9
Ndakaf ambawo ndakubuda panze kut i ndi yende .
Ndakasi mudzamusor ondokuonaDubeachi i
tazvaanga
audzwa naboss ,ndakai ta alomostf i
ve st eps ndipo
pandakaona kamukadzikaya kachi uya kwakangakna
Dube . Ndakanyat sokumira ndi chida kuona kut i
zvaizof ambasei?.WhenDubenot icedt hatt heowner
oft heNi ssansuwascomi ngakabvaami raakabat a
mahandcuf f
smumaoko.Apandi popakat angama1,"
Whatar eyoudoi ng?Yousonofabi tchanswerme."
kamukadzikayakakabur i
tsapistolandshehol ditti
ghtl
y
on t he t r
igerzvekutikungor egedza chet e Dube was
goingt ol eavetheearth."ther eisnothingyoucando?
pullthet r
igerandiwi l
ldothesame.Ti tf ortatisaf ai
r
game",amswer edDube.Yaaat omei twasl i
kea
drammaordr eam .Hapanaanodakuf achokwadiDube
akabur itsayakewopi stolandapandakaonakut izvi
ya
zvinoitwa panamovi e kut i vanhu vakanongedzana
nepfut ihapanaanour ayamumwei t
st rue.Kamukadzi
kayenaDubevangavangot ari
sanasemachongwe."Si r
May you Cal lMrSuwani? ",zvechi ngwa ndakabva
ndatombomi rabecausepangapai pa.Ir ushedbackt o
thehouse,ndakawanazvanguSuwivabvi sabachir avo
vaturikapasof aravangavakagar a.

"Yaaakoinot
orit
eam nhai?,fol
lowmehuyauonekuno
nekuchi
mbidza",ndakataur
andakabat
aSuwaniruoko

34
ndichimodhonza kut i akur umi dzej kusi muka nekut i
zvaigona kui ta zvi mwe ."Whi ch team ? ,wai ta
momment! ",panguva yai taur ai zviai vhovhonyor a
chinhuchaasi nakundi panguvayekut indi onekut iwhat
was i t . Akangochi buritsa mubhachi ndokui sa
muhomwe yet rouse , "Ipfutichet e nothing el se " ,
ndakazvi paconcl usioni nmymi nd.Wet henal lrushed
outoft hehouse."Whochsi dePee?", Suwiaskedwi th
avoi cef whichwasf ulloff ear."JustFol l
owme, kumut i
ukomheni wel iftupyourheadandgoogl eyoureyesyou
willsee ",ndakamuudza zvangu nezwir ai
va r izere
kusekanechemuyo.Whenwewher eabout2met res
takaonakut imukadsiuyamazi soakeai vapanaDube
chete because kumasudur itsa kwake ei therai rohwa
pasingaur ayiorai toendeswa,"Yaai yindoi nonzikeep
theeyesont hepr icechai yoi yi",ndakat aur andega
nechemumoyo ndi chi seka zvangu .Wi thin seconds
dzanga dzamuchener a ,handi na kuona kut iSuwi
akapi wasi mbiseinaDubeasindakazoongoonadzava
mumaokokapf utikatodonhapasi.Ndakagut sikanakut i
some of f
iecers ar e wel lt rained because t o me
zvakat oit
akungemaj i
c.

"Bytheendoft omorr
owevrythingwllbeinor der
.Apai
thi
nk2 ndivo vasar
a buthatidikuvatsvaga theywil
l
come on theirown ".Akadar o Suwaniachi gumha
gumhamaokoake."Okaysakai tor
iat eam ,kuda
kundi
rambanisanewandakapi
wanedenga.asikoi mwe

35
nyayayavondeyei?Seivar i
kungosungwavesevesei ni
handinakumbof ungazvakwandapandakaonamukadzi
uyu nemot okari heya i tori mhondi nhai ? " ,
ndaizvi
bvunza mi bvunzo hobho hobho mupf ungwa
dzangu butt her e was no answer.Ndakangomi r
ira
mangwanaachosezvakangazvat aurwanaSuwikut i*At
theendoft omor r
ow evrythi
ngwi llbeinorder*ndanga
ndanonokerwa nezuva r ainzi mangwana i ro zuva
randaif
ungakut indiroZuvar andaizopemberer
andabat a
muvengiuye ndi ro zuva r andaizochenur
wa pamber i
paLizzynaSisivakeLi nnetkutindakangandisi
nanyaya.

"OkaySi rsowhat snext,ndomi ri


raTi chadzokeher e
kanakut indoshandi aamot okariyakei yoyikunomusi ya
kunevamwevaket akami r
iraheduzuvar amangwana
ramataura?",akabvunzazvakeDubesemunhuakanga
atoshandazuvai r
oro."Yaaaapi wamakeys,aaahko
hantywabur it
samweyaher esounogof ambsei?,Boss
Suwivakadavi r
a zvavo ." No si r ndanga ndi sat
i
ndaburit
sai nimat yresachozvi muromozvakavhar irwa
soapandangandi chitsvagaplanndi popaazouyaega" ,
Dubeakadai r
azvakandi shamisawoneninekut inguva
yese yandai muona akachonj omar a ndai ti arikuta
zvaangaat umwakut iait
e."OkaysakaDr i
veanddr op
herpaCent ralpoli
cet henmot okariunoi si
yaf ut
iipapo
modzoka naTi ch neyake " , Suwani akapi ndur a
achiburi
tsamakeysMupur seyemukadziuya."OkaySi r
youmaycal lTichkui tir
akut it
sazopesanamunzi rauye

36
afanotoraJerr
ycanmuof ficeti
godzokat ichi
tengafuel",
dube akadai ra achivhura madoor s emot okari kuti
mukadziuyaapi nde."Okayl etmedoi tusatiwaenda" .
suwaniakader oavakut odail
ernumberdzaTi ch."Hel l
o
Tich--
-_-
--
--
--
--
--
_--
--
--
--
- , Yaaaa kana usat i wapi nda
mur oadmi r
aipapoDubei scomi ngmozodzokamese- -
--
--_
---
--
--
--
_--
Hooosokanai ur
ipapoendamuof f
iceutore
jerr
ycankui ti
rafuel_--
---
--
-_-
---
--
-yaaaaokayshar p--
--_",
Suwiakapedza kuf ona asihandi na kunge ndanzwa
zvakabva kunaTich ndai ngonzwa i ye Suwichet e ."
YaaaSor t
edyoumayl eavet hepl ace",mukomanauya
(Dube)akabvaaendanepf ambi iyapaCent r
alpolice

37
CHAPTER10

Takami r
akudar onhar eyanguyakabvayat angakur inger
.i twas my Manager,"Hel lo Sirmaswer aseyi",
ndakadai ra nevoi ce r akadzi kami ra sepai va pasi na
chaiit
ika."Yesmupf anha,yaaaahmeet ingiyayavako
mangwana so bepr epar ed hazvi chisi
rizvenextweek
zviya zvanga zvambot aur wa makuseni ",dzakadai ra
dzichindiudza shoko r aindisvota kwazvo kut ii ni
mangwana r ir
ir
o zuva r andai f
anira kubat a mat sot si
ndirozve zuva r ondonzi ndi yende kuKar iba
kumusangano ."Okay Si rno pr oblem im al ready
prepared " ,ndakanyepa zvangu ndi chi
da kuf adza
mur ungu . Pabasa hapana gwenzi kana gombot i
ri
nodiwa ka kut iukwi dziridzwe i ngorinyaya yekui ta
zvinodakadzauyezvi nofadzamur ungu.Kanamumba
chaimomuf uhwi r
ahaushandeasiukangozi vazvi noda
mur ume wako chet e mat owiri
rana . " That s why
ndichikufariraPeeyouar eor ganisedandpanct uative
okayiwi l
lcomet oyourhousedur i
ngt heearlyhour sof
tomor row ndokut orat oenda ",ndakanga ndai orora
njonda."Panct uati
vei nikkkkdzashayawoapai dzi",
ndakat auranechemumoyondokubvandasekazvangu."
Yaaashaat adikungopedzazvi nhui zvinhasisincet i
me
dzichipopl ushapanakwaur ikumhanyi r
aasyousai d.
AvandoBossvar i
kut
of onaavai m goingt oleaveHar ar e
during theear l
yhour soft omor r
ow f orameet ing i n

38
Kari
ba ",ndakaudza Suwindi chi da kutinyaya iya
i
chinopedzwandosi yawozvi nhuzvanguzvavai nor
der.
"Yaaaazvi noi
tahazvobutheykkkkkwandi omesera"
akadaro Suwi achi burit
sa nher embozha yake
muhombodo ndi singazive kut iai da kuf oner
a ani."
Hell
lo---
--
--
--
--
--
--
--
--
-yaaahMrJer aldyoumaycomet o
myof f
icejustnowit hinkevrythingi snowonor der-
--
--
--
-
--
--
--
--
--
Yesavakobutt hereisanot herguywi t
hthesame
stor
yneyenyu- -
--
--
---
---
---
--
--yesfrom t hesamewomenof
yourstory---
--
--
--
--
--
---
--
kkkkkkkr eally---
--
--
--
--
-okaythank
you " , Akabva adi mura r unhar e ndokuisa hake
muhomwe.
Ndakamboda kunyar ar
a asi chi moyo moyo
chakandituma kubvunza . " Ko ndi yani wawanga
uchitauranayeuchimuudzakut ipaneanot herguyane
same st ory and whi ch story yaukureva kkkkkk ",
ndakapedza ndobva ndaseka zvangu ."Yaaa hant y
waonapat api
ndamumbaTi chshout ed,"Si rShei sin
here",t hatwomanakauyakuof fi
cekwanguachi tiane
nhumbu yewor kmate yangu i nonzi Mr Jer ald so
zvatondishamisakutinhumbui mwechet ei yoyondi yo
yaakunziyaayako.Sot i
katoraiwenaMrJer aldandt he
womant oonakutiacharambaachi tai
ramashokoake
hereorshewi l
lconfess"akadar oSuwani.I nMymi nd
nyayayakangayat oper akarekwangakwangosar akuti
zvichinekumudi wawangukut i iwascl ean."Haaa
reall
y ? ,you ar e my her oe Suwiwandi yambut sa
because i was nowher e to go nyaya i yi yanga
yandizvimbisa musoro .Peopl e wanted me t ol eave

39
Lizzybutiwi l
lnot.I nichandakungodakunzwai st he
reasonwhyakauyakwandi ri",ndakapi ndur andichiit
a
kufashukir
a nemuf aro .I twas soundi ng funny kut i
mi mba one i noit
a var ume 2 how come .Pasi na
chinguba takami rat i
chikurukura na Suwindakaona
kaHonda f i
t kachi pindir
a panzvi mbo . " Now
Proclamati
on i st het hiefoft ime,nott imet o west
ngatichi
bva t atongoenda " , ndakat aura i zvi
ndakumhanyakunot oramaKeyEGai ayangayakapaka
kuserikwemba yeFr iend yangu Tr ymore uyo anga
andisii
ra achitikumba kwake mal andlord anonet sa
anengeakudakut iubhadhar ef ut
irentyemot okari.Gaia
ndaii
dirakut itai
kwanat esenekut itangat awandauye
Lizzy nasi si vake havai fanir
a kusar a vai fanir
a
kunozvinzwira pamhuno sef odya kut ivaindipomer a
mhosvayandangandi sinakupar a

Ndakanyara kudeedza Li zzynasisivake ndangobuda


ndakabta makeys .Ndakasvi ka pana Suwi and i
whisper
d,"Vaudzevauyet i
endebecausei nihavana
kanachimwechi nobvakwandi r
ichavarikudakunzwa" ,
ndakapedzakut aurandazar ir
wanekudakusekakkkk.' "
Kkkkkiwekat heywillbel
ieveyouonl ymi nut
eslef tkkkkk
",akader o Suwiavakut of amba kuyenda kunodeedza
vanhu.I nindakapindawomuGai andokuyireverserkuti
i
mi r
eyakatariramur oad."Yaaavakomanayoumayget
i
nhenyut i
dzokere",ndakadar ondisinakutarisandi po
pandakaonakut ivakomanavakangavakut odi
r azvavo

40
fuelmumot okariiyayavakangavauyanayo.Ndakaona
kut indangandazvi net
sa.Ndakadzoser aGaiapayanga
i
r indokuvhuramadoor seHondaf itkut
iti
shandisei
yoyo.
Ndakaona vana Suwi vakuuya vakat eedzana
ndi kangokwenya mhuno nekasi yamwa ndi chit
i
nechemumoyo zvangu zvakangazvaf aya.Vakasvi ka
vachi pinda mumot a and withi
n 5 mi nutes takanga
tat osimuka zvedu ,t ai
tivakomana mber ineyavo
mot okarii
sutichitever
awonaSuwinemhur iyangukkkk.
Ai va Makundano par oad ,Wi thin 20 mins takanga
tat opaka mot okarit ava zvedu muhof i
si yaSuwani
takat ari
sananemhandudzedudzi rimbiasiMrJer ald
wasnoti nbyt hattime.

" Nhasi zi mhandar a ungachiti


pawo her e humwe
humbowo kut inhumbu i yiseii we wahi nga kuti
NdeyaMrPr ide ofwhi ch imihamuzi vane ,hamuna
kumbodanana kana kusangana pabonde? "
,akadaro
Suwindokunyar araachipaMusi kanauyanguvayekut i
ataure."Inihandi nachmwechandi chataur auyemava
kutondishungurudza chandi nongoda ndechekut i
mundi sunungure mondi rega ndot evera mur idzi
wenhumbu uyu ager e apa uyu " ,musi kana uya
akapindura achirati
dza kana kusatombosvoda nekut i
ait
otauraachi ndinongedzera."Okay"Akadar oSuwi
achidzvanyadzvanyai mwef oniyangairipatafur
apake,
mushur emekanguvandakanzwaavakut aura,"You
maygeti nnMr- -
---
--
-Okayf ast
",akangot aur amit
sara

41
mi viri chet e . Ndakanzwa padoor pane nock
,makapi ndamur umeangaar i
mushavaangaar i
pakat i
nepakat ipakur eba."ThankyouMrJer al
dyoumay
takeaseat", akadar oSuwaniandMrJvachovakabva
vagar a pasi."Tokusunungur a her e woenda kana
uchi zivakut inhumbundeyaSuwanizvesur e", akataura
futiSuwanikumusi kanauya."NoSi rihavenomucht o
suchij ustwantt oconf ess",ndakaonamukadziuya
wekaNi ssan sun achi baya baya musi kana uya
nechi gunwe kumusana achi finyami sa kumeso
ndi kabvandangozi vakut iaisadakut iataure."Conf ess
" ,akader o Suwani achi nenekedzer a nhar e yake
ndi kazivakut iaidakut apazvai zotaurwanamusi kana
uya. "Zvamunoonahamadzangui nikuitakweseuku
hakusi kuda kwangu . Mi mba yandi nayo i yi
ndeyemur ume wamaiava vager e apa ,ndakai piwa
nemur ume wavo mushur e mekunge andi manikidza
kur ara neniachi t
ianondi wedzer a mar iyepay ,i ni
semunhu ai dawo kuwedzer wa mar iyepay handi na
kur amba . Pandakazot aura kut i ndi ne nhumbu
pakut anga ndakanzindi nenedzer e MrJer al
d vager e
apo avo asimushur emekungezvar amba amaiava
vakandi udza kutivanoda kut imwana wavo ar oor we
naMr Pr i
de saka vakat indi nofanira kut inhumbu
ndeyavo vobvavar ambananemusi kanawavo kui tir
a
kut ivadananenemwanawamaiava .Zvi nhuzvacho
zvakawanda asi i zvozvo ndi zvo zvakakosha " ,
akapedzakut aurandobvaat si
kitsir
aakanyar arazvake.
"I we Mai ava chi chako uye pay yawai nzo

42
uchawedzer wandeyei",akabvunzaSuwiasikwandi ri
nyaya yanga yaper a . Ndakacheuka kuna Li zzy
nechemumoyo ndai ngot i " * CHAVANONGODA
NDIKUSI YE*",I chindicho chai va chokwadi."I ni
kumba kwamai ava ndi noshanda sa housegi rl" ,
musikana uya akapi ndur a neni ndakanga
ndakumunzwi ratsit
si.Mukadziuyawoakapi wanguva
yekutaurazvai vakutsikwemoyowakeakadonongodza
zvese . Ndakacheuka kunaLi zzy ndi kaona mi sodzi
yakatinyakat a nyakat a nemat ama ,moyo wer udo
wakar wadza ndakabva ndasi muka ndichida
kunomupukut a asi i ye akabva asimuka
ndokundi mbundi r
a uku achi wedzer ekuchema ."I m
verysor yPr idenekukut samwi r
a kwesekwandakai ta
handinakuzi vakut euner udor wakadaiasihandi nawo
kuzviramba kwandai i
ta " , akadar o uku anga
akutonditot
esa nemi sodzi i yo yaongonochur ur uka
mumazi soake.Si sivakevakauyawondokupf ugama
vachindikumbi raruregereror wezvavai vavai taasii ni
ndakangot i , " handokur eger erei nekut i hapana
chamakandi tadzira.Anor egererwandeakat adza".

(
MAGUMO)
St
oryby SUWANI
43

You might also like