You are on page 1of 2

Uyezve kunyangwe kana ndichinamata ndikati Petro, of Eriya, Kana mai

KUNAMATA / PRAYER Mariya chaivo munamato wangu hapana kwauri kuenda nekuti Bible
ratibudisira pachena kuti Jesu chete.
1 Peter 4:7 Munguva yepedzisira yatava kurarama parikubuda pfungwa
yekuti chimwe chezvinhu chakakosha kunamata. Kwanzi svinurai kuti Saka tinozvifambisa sei?
munyengetere, rechirungu rinoti be sober. Zvorevakuti pakunamata inguva
yakakosha yatinofana kuita takagadzikana. Luke 11:1 Vamwe vangati zvechokwadi kunamata kungadzidziswa vanhu
here, asi pano parikududa kuti Vadzidzi vakatokumbira kuti vadzidziswe
Kunamata uku kwatirikutaura nezvako kutaura naMwari sababa vedu. uye John akatombodzidzisa vakewo. Saka zvakanaka kuti tidzidze.
Chatinoda kudzidza apa maitirwo acho kwete zvekutaura.
Matthew 26:41 Kana tava kutevera Mwari hazvirevi kuti miyedzo
hapachina asi apa parikunzi kana tikanamata Mwari anotibatsira kuti Matthew 6:5-9 Apa Jesu arikubudisa kuti tinozviita sei.
tikunde miyedzo.
Vs 5 Pakutanga Jesu arikutsiura tsika dzisingafaniri kuitwa nevanhu
Acts 9:11 Saul tinomuziva asi apa pakuratidza kuti chinhu chatinofana kuita vanoziva Mwari pakunamata.Apa atsiura kanamatiro keshow off. Ndeipi
kana tada kutevera Mwari kunamata, uye Mwari anotarisira kuti munhu show off yacho. 1. Kunamata vakamira mumachurch uye pamharadzano
mumwe nomumwe azvinamatire. dzenzira zvanzi vanozviitira kuti vaonekwe nevanhu, asi hanzi vatopiwa
mubairo wavo asi kunamwari Havana chavanowana.
Present worship, kutaura nendimi uye paridza zvese zvakanaka asi stage
yekunamata yakakosha amunhu mumwe nemumwe. Vs6 Zvanzi indapakavanda Mwari anokunzwa. Zvirikunzi kana tafunga
kunamata Mwari mumba medu chaimo makanaka uye Mwari anototinzwa
Unonamata sei ?
tirimo.
Eph 4:5 Panyaya dzekunamata tinaIshe mumwe, kutenda kumwe chete
Vs7 Apa Mwari arikuti ngatisaita savahedheni vano ramba vachingo
(faith/ way) yatinozviita nazvo.
dzokorora zvisina mature. Kovahedheni vanoita sei ?
Acts 4:12 apa parikunzi nzira yega yekuponeswa yakaitwa naMwari ndiJesu
1Kings 18:26-29 Baal tinzwei baal tinzwei kubva kuseni jesus , jesus, holy
chete hatina imwe. Apa parikubuda futi kuti tinofana kungetine ukama
jesus hazvisizvo.Imwepfungwa irikubuda apa vaifunga kuti vakazvirwadzisa
hwakanaka naye. Apa pabuda futi kuti kana tichinamata ngatipote naJesu
ndokuti Mwari atinzve asi hazvisizvo vs 8 inobudisa pachena kuti Mwari
kwete kupota nemuropa rake zvinhu zvakasiyana kuti Jesu neropa rake.
anotinzwa.
1 Tim 2:5 Apa parikutsinhira kuti Jesu watirikutaura uyu ndiye bridge rekuti
Vs 9 Hanzi munoti baba vedu varikudenga. Apa Jesu arikubudisa pfungwa
tisvike kunaMwari hatiendi nekunaVmusendekwa kana Vamuringai Jesu
yekuti kana tatenda kwaari Mwari vava baba vedu saka tinofanira
chete.
kuvaremekedza kana takutaura avo, uye tisingatyi.

Asi ngatimboonai pfungwa iyi


Provebs 18:21 Pane pamwe pokuti munhu achinamata anotanga Tarira apa 1 Samuel 28:4-7 Saul atadzira Mwari akudarubatsiro anotsaka
zvakanaka asi ava pakati ukanzwa munamato wake unoona kuti haasisiri vamwe vamwari, kovanhu vamazuvano varikuzviitawo here.
kutaura naMwari asi nasatani . eg Munhu anogona kutanga zvakanaka
Baba vedu vari kudenga, zita renyu ngarikwenzwe, ndokumbirawo Mwari Exdus 20:4-6 Apa Mwari arikutaura kuti kana tavakunamata Mwari arikuti
mundichengete pamwechete nemhuri yangu, arikudaro wonzwa akuti iwe haadi kuti tibatsirwe nezvimwe zvinhu kumunamata. Dzingava hari, miti,
satani ndinokuraira iwe urwere ndinokuraira. Vanhu vazhinji ukataura navo matombo uye kana chipi Mwari arikuti izvozvo ndinozvirovera vanhu. Saka
vanokota verse iyi vachiti rurimi runesimba rekuparadza kana kuvaka. Asi uchaona kuti mazuvano unogona kutonzwa munhu achiti ndakanganwa
zvenyu mukaitarisisa munoona kuti verse iyi haisikuti Mwari akaisa samba munamato kwete kuti akanganwa kunamata asi arikuti anechinhu chaanoti
parurimi rwedu kuti kudzinge mweya yakaipa. Chinodzinga mweya yakaipa munamato semvura kana domba , Mwari ati kwete chinonzi munamato
ndiMwari kwete rurimi, isu tinokumbira Mwari kuti azviite. kutaura naMwari mumwe nemumwe .

Chatinofana kujekerwa nacho ndechekuti munamato kutaura naMwari Kune here vasingakodzeri kunamata vanonzi naMwari vaitirwe nevamwe?
kwete nasatani kana mweya yesvina. Anodzinga dambudziko ndiMwari Heb 10:21-23 Zvirikunzi mumwe nemumwe ngaaswedere kumaMwari
kwete isu or rurimi rwedu asingatyi. Mwari wedu haatyisi saka ngatiuyei kwaari tikumbire zvatinoda
tichizvinipisa.
John 14:13 Mwari arikuti kwana tinehukama naMwari uye tikakumbira
mukudakwake Mwari anotibatsira.

1 John 5:14 Apa parikutsigira kuti ngatisatyai kukumbira Mwari asi tizviite
mukuda kwake. Mwari nekuziva kwavo kwese tikakumbira zvatinoda
vanotipa. Pakunamata hatiiti kunge tirikuda kubata Mwari kwiyo kutoti
chitondipayi izvozvi Mwari anoona zvatisingaoni uye zvakatinakira.

Isaya 55:8-9 Mwari arikubudisa pfungwayekuti anoziva zvakatinakira


kupfuura isu, sezvakamboitika kuna Paul achikumbira Mwari kuti
amubatire padambudziko rake 2cor 12 :8-10 Mwari akamupindura kuti
nyasha dzaakaitirwa zvakatoringana, iye akagutsikana nazvo.

Provebs 28:9 Apa pakaipa apa Mwari arikuti munhu anoramba kunzwa uye
kuteerera mirairo yaMwri , iye Mwari haagamuchiriwo munamato wake.
Asi imboonai apa vanhu varikuti kana vasingadi kuteerera Mwari minamato
yavo isingachapindurwa, vanozvitsvakira dzimwenzira / minamato
yavanoita comfort mairi asi isingabatsiri

You might also like