You are on page 1of 23

[18/04, 21:32] +263 77 398 8456: *Kana munhu akubira kana kutiza nechikwereti chako*

Tora gomarara remutamba,mudzi wegaradziva,feso,mudzi wemuroro,mufandichimuka pisa


uchipopotera kudzoswa kwezvinhu zvako kana chikwereti chako
************************

Ukaona musoro wenyoka yausina kuuraya wotora mhonzi dzemhiripiri wodziisa muchimusoro
chiya wozvifushira panobuda mhonzi dziye wodzidyara 4 corners of yo yard apana mbavha
inobuda nechinhu pamba pako anongoona nyoka 🐍🐍 dzakamukomberedza motomubata

*Vana mbavha mairasa* *gore rino*


[18/04, 21:33] +263 77 398 8456: *KUFUMURA MUPFUHWIRA*
🆕🆕🆕🆕🆕

Rwendo rwuno vakadzi nana Marwei hamusunde

Ichoooooo🔥🔥🔥🔥

Uri kuziva here kana kufungidzira kuti Hama yako kana mudiwa wako akapfuhwirwa ?

Ungarapanure sei kupfuhwirwa uku ?

*Tsvaga nzira iri nyore kwauri pazvitatu izvi*

*1*. Kana usingazive chinonzi *dengu* bvunza vamwe. Tora dengu wonyangira akavarairwa
uye wauri kuti akapfuhwirwa. Muvhare kumeso nedengu racho .Ndati muvhare asingaone kana
kuzvifungira handiti.

Chiriporipotyo (immediately) bvisa dengu worigadzika pasi. Rakatarisa mudenga...kwete kuri


kwidibira.

*Chii chinoitika kana wadaro ?*


Anovhunduka kuti chii chiri kuitika....kuvhunduka ikoko ndiko kupera kwekupfuhwirwa. Mumwe
anogona kutoshevedzera ipapo ipapo (konapokonapo) kuti *ko mai nhingi varipi?* Mai nhingi
anenge achitaura Zita remukadzi wake.
*💯% effective!!!*

*2* Cheka nzara dzako dzose dzemumaoko nedzemumakumbo woisa pakadaro.


Zvadaro nokora ivhu retsoka *yewauri kufungira kuti ndiye nyakupfuhwira* woisa mucup
pamwe nenzara dziye.
Add water (mvura) mucup iye ine nzara nevhu retsoka.
Inwa mvura yacho.
*BOOOOOM* 🔥🔥🔥
*💯% effective*
*3*. Tora *mutsvairo*
Yes, mutsvairo.
Ipa mutsvairo wacho kumwana Ari pasi pemakore 6 ekuberekwa...mwana wesewese .

Same process applies.Mwana iyeye ngaanyangire kana kuti kutaimira nyakupfuhwirwa


akavarairwa.
Ngaasvikomurova kumusana kwake nemutsvairo wacho.....ndati *kumusana*
Kuvhunduka kwaachaita ndiko kuperawo kwedambudziko.
*💯% effectively ndatenda 👍

Nyon'o

Do u beat these eggs or u just break and drink it❓


I have been struggling for years with this acid

Kunyora zita rahubby pamusoro wocya kaspace wonyora zita ramarwei wobvarura into 2 pieces
wozvibatanidza wobvarurazve nepakat zvoita zvipepa 4 then woisa mvura mu2litres woisa
mhiripiri dxopfuura 12 imomo woisa nezvipepa zviya wopota uchichukuchidza uchitaura mazita
avo sekuti iwe bhanguza nabhangulin vavanai sekuvava kunoita mhiripiri iyi msawirirane
uchitaura zvaunoda ksvika zvanaka

Mukaka wekuchenesa ma evil spirits👇👇. -Tora ivhu renzvimbo inowanda vanhu, tora zviyo
uye fresh milk (nyangwe sterilized milk,ndoyandakashandisa ini). -so yu need 3 things :
zviyo,fresh milk shoma shoma,ivhu repanowanda vanhu. *Isa zvose mu bucket rine mvura
yauri kuda kugeza.Rega kugeza nesipo.Geza uchitaura zvaunoda nezvausingadi.Nyangwe
ukapukuta ne towel hazvina basa izvi.Gezera mubhavha so that mvura ine zviyo yawageza iya
unoirasira panzvimbo yazvinogona kumera zviyo zviya, zvatopera. Kugeza 1day chete.
👆👆👆👆👆 this simple remedy inobvisa mazimweya ose including ngozi,etc zvose zvinosunga
play pahupenyu hwako,mamwe ma remedies ose anenge akuita ukamaita bcz unenge wagezwa
munyama wese wema kinds ose

Kukumbira zambuko

Ndoisa dish rangu first ndoisa bute kuruboshwe ndopfugama ndoisa ndotora zvishoma
nezvishoma ndichiisa mudhishi ndichitaurira zvandoda ndapedza ndoombera mmaoko ndoita weti
yangu ndoombera futi katatu ndoisa mukaka ndodira mvura ndotopinda ndogeza kumanheru
kwete usiku

*KUFURATIDZA VANOTERANA NEHUPENYU HWAKO*


Torai mucheka mutsvuku wonyora zita remunhu ne surname yake paka mucheka kaya
netsito..taurai muchiita semuno popota eg siyana nenii iwe susan handina mhosva newe ndoda
kuzviraramira..uchitaura izvi une uchito sunga kamucheka kaya mbichani mbichani kusvika
wapedza kupopota..tora mucheka uya wonotsitsa pasi pezidombo raunoona kutii haringo dhererwi
kufudugurwa nemunhu worova pasi usina kucheuka kusvika kumba..usataura nemunhu usatii
wasvika kumba..

Munhu haadi kubhadhara chikweret chako it's izvi

Torai Bute rehondo nebanga riding sharp motaurira then morara makaisa pasi pe pillow motaura
kuti banga enda unobaya pane mari yangu iuye.at least 3 days

*CHIBEREKO CHINORWADZA*

Madzimai batsirikai neGoko reUyu kusuka chibereko Zvimwekurwadza kwechibereko itsvina.


Tora goko reUyu kacha kacha, boil it wonwa mvura yacho.
Tsvina yose inobuda zvekuti unotoiona 👀

Kumwe kurwadza kwechibereko kuno konzerwavo nekushaya bonde kwenguva refu.


Chibereko chinodzika kubva panzvimbo chodzika kuzasi.
Kana zvadaro munonzwa chichirwadza, kunzwa musana, chiuno, makumbo vamwe nepaguvhu.
Chibereko chikadzika nekushaya bonde chinongoda 🍆 kuti chikwidzezve chidzoke panzvimbo.

Chitova

🫣🫣🫣🫣🫣🫣

King Onion recipe💃🏿

Vari kutsvaga mabasa tora king onion yako fresh one kunyanya yered iya woicheka into 4 pieces
yakadaro nemidzi yayo wonamata wakaibata nenhau yebasa Wapedza isa king Onion iyoyo
muwarm water zvorara over the night wofuma uchigeza wakananga kunotsvaka basa💃🏿Come back
with testimony 💃🏿

Besides kutsvaka basa zvinoshanda fut kufumura urombwa kana ushereketwa or kana une
chaunoda futi mulife. Good day ♥️

Waizviziva here zvakakoshera macopper bangles


Vanhu vakawanda vanofunga kuti wese anebangle in'anga kana kuti ane chekuita
nemishonga ..kwete
Bangle unogona kutsvaga rako roita seremucheno asi rinokubatsira zvakanyanya sokuti
Ahuvhiringidzwe nechitsinga
Kukafamba nepakateiwa rinofumura
Munhu ane tsinga paruoko kana munhu aita bundu paruoko rinopera akafeka bangle
Rinobatsira zvakawanda chaizvo kuzvitaura hazvipere
Vamwe vanopiwa mhando yebangle kumakereke...vamwe kumasvikiro...vamwe kuhope wakarara
Asi kazhinji kana munhu achida kutsvaga bangle rake paanowanika paye achitengeswa unotarisa
rakakunakira kudarika ose raunonzwa nemoyo wako kuti iri ndorida tora iroro watora ahungobva
wafeka
Unoenda naro kumba woisa hufu mundiro yevhu nezviyo imomo woisa bangle rako roraramo
mangwana kuseni wotora wofeka zvatonaka
Vane mibvunzo ndinopindura
App 263780676795

Mutunduru nemuti unonzi munhunguru miti muviri yakasiyana


Apa ndati nditaure pamutunduru mabasa awo zvaunoita pararamo yedu

Kune madzimai achangobva kusununguka....kana madzimai anoda kudzora kuita mhandara


kwatura muti uyu omesa makwande Acho womadzvura dzvura feka mazuva matatu watova
manake

Kuvanhu rume midzi yemutunduru iya muti wakakosha panhau dzemusana imba yomukati muti
unodarika vhuka vhuka nekuti unoti uite dambarefu...chikara chinowedzera hazvina mhosva kana
ukapa madzimai vamwewo midzi yacho

Kana Iwo matunduru Acho anovavira sekunge lemon anodyiwa zvakare kana mashizha Acho
anorapira buka kune vana vanovhunduka unosanganisa nezai nemushamba wogeza mwana

263780676795sekuru

1..wazama business Rafa


2..basa wazama kutsvaga ranetsa
3..business hapana chinotengwa
4..mapepa ekuti uyende kunze anetsa kufamba kwawo
5..wanano waroora kana kuroorwa kakawanda uchiparadzana
6..pfuma haiite zvinobatika kungowana yodarika
7.. hupenyu hwako hwasiyana nehwekare...MOTA dzafa.. businesses Rafa...
8..zvikwereti hobho hobho
9..kurwaraa rwara
10..kushorwa ..kudzikisirwa...kumhurwa.. kupomerwa
11..kushanda hapana muripo

ita so muzukuru.....tora MUFANDICHIMUKA ubate namaoko ose Ari maviri kumbirira zvose
zvaukuda pamuti uyu wakaubata sokuti .....iwe mufandichimuka kuoma kwawakaita ndiko kuoma
kwakaita chiraramo changu asi chandinoziva ndikakupa mvura unomuka ...uchinge wamuka basa
rangu ngarimuke...wanano yangu ngaimuke... business rangu ngarimuke....Mari yangu
ngaimuke....TAURA ZVOSE ZVAUNODA ZVIMUKE WAKABATA GWENZI IRI...
WAPEDZA KUTAURA CHINYIKA MUTI UYU MUMVURA WORARA URIMO IMOMO
MANGWANA UKAMUKA WAKAITA GREEN CHIRATIDZO CHOKURARAMA PATSVA
WAMUKA

APA ZVAKUSIYANA KUTI UNE DAMBUDZIKO RIPI


rimwe dambudziko rinoda kuti ugeze muti uyu ....rimwe rinoda umwe mvura yacho....rimwe
dambudziko rinoda kuti usanganise neivhu repanoungana vanhu especially business issues..kana
kunorikanda murukova mumvura
UCHAONA ZVINHU ZVICHIVHURIKA RARAMO YOITA MANAKE zvinhu zvavakufamba

Miti nemishonga inotiraramisa

+263780676795sekuru Whatsapp

Mufandichimuka.

Mufandichimuka sezita rawo chigwenzi chinowanzomera paruware.Chigwenzi ichi chine tsina


yachinoita yekuti kana kwapisa kusina mvura chinooma uye kana mvura yanaya chinomuka
kudzoka mashizha kuita green.

Saka gwenzi iri mushonga unobatsira zvakawanda chaizvo pakurarama kwevanhu.


Zvimwe zvezvaunoshanda ndezvinotevera.

#Kudzivirira kubva kumhandu,muroyi akauya husiku haakuoni,munhu akakuteya unonyumwa


worega kushandisa nzira iyoyo,vanhu vakakurongera zvakaipa hazvibudiriri.
#unomutsiridza zvinhu zvanga zvava kufa,ringava business,marriage,relationship,munhu kana
chipi zvacho changa chava kufa chinomuka.
#Kuchenura pabasa,kana uchifunga kuti pabasa pako kana pamusha pako pakashereketerwa tora
mufandichimuka wosanganisa nenzeve yenguruve,siya zviri mumvura kusvika mufandichimuka
wava green,mimina mvura yacho undomwaya kubasa kana pamba.

#Unosunungura zvipo zvakasungwa.


#Unovhura mhanza kuti ipenye.
#Unochenura makwara kuti zvese zvauri kuronga kana zvauri kufambira zvibude zvakanaka.

#Mabasa hongu unovhura mabasa.Kana uri rovha riri kutsvaga basa tora mufandichimuka
ukumbire basa unoona uchiri wana.

Unoita sei.
Tora mufandichimuka wakaoma,woubata nemaoko maviri woti kwauri iwe
mufandichimuka,sekuoma kwawakaita ndiko kuoma kwakaita chiraramo changu asi ndinoziva
kuti iwe ukawana mvura unomuka saka ini ndichakupa mvura kuti umuke asi paunomuka neniwo
umuke nebasa rangu,umuke uchimutsawo marriage yangu,umuke uchimutsawo mushando wangu
wemaoko,umuke uchimutsawo hutano hwangu,umuke uchimutsawo zvipo zvangu.

#NB The more the time it takes revive signals kuti zvinhu zvako zvanga zvakavhara.
Kana mhanza yako yakapenya zvinotora less than a day to become green,kana zvanga zvakasunga
zvotora kana 3 days asi zvakasungisisa hachitoiti green yacho.
Saka unoita sei kana charamba kuchinja kuita green.
Repeat the process again and again.

Hongu unokwanisa kuramba uchidzokorodza kushandisa mufandichimuka wawamboshandisa asi


kana une yakawanda shandisa kamwechete worasa.

#Unotsipinura mudzimu kana mashavi akasungwa nemuvengi.


#Unodzinga mamhepo nemweya wetsvina pamunhu kunyangwe munhu arohwa nezvidhoma
mukaupisa wakaoma pamoto zvidhoma zvinotisa.
#Gobacktosender unodzorera zvinhu kwazvabva.
#Unoyeresa zvinhu,unoita kuti munhu kana kuti zvinhu zvako zvive nehuyera kuitira kuti
usangorerukareruka.
Makamboona here panobikwa doro remudzimu kuti mufandichimuka unoshandiswa setsotso
vanenge vachiitira kuti doro iroro risashereketerwe newakaipa.
Makambozvicherechedza here machembere achiuyita mutsvairo wepanze kuruzevha.

#Kuuchika
#Kudziisa muviri kumadzimai
#Mushonga wemusana kunana baba.
#Feelings unounza kunzwa kuda bonde kune vaye vasina mafeelings.

#Unofumura zviri kuitwa nemunhu zvakaipa asi apa unosanganisa nemashizha emusekesa akaoma
wopisa pamoto uchitaura zita remunhu wauri kufungidzira kuti ari kukuitira zvakaipa angava
mudiwa wako ari kukuchita zvinoswera zvabuda pachena.

#NB mishonga inoshanda neropa saka kune vamwe zvinogona kuramba kushanda.Kana wakanzi
usashandisa mushonga regera.

Muti uyu unoshanda zvakawandisa asi zvimwe zvacho handingakuudzei nekuti vamwe venyu
munozoushandisa zvisiri izvo.

Mufandichimuka unoita zvese zvaunenge wakumbirira kuti uyite iwewe,secret iripo


unoperekedzwa nemashoko.
Tora mufandichimuka wako wakaoma wotaurira zvese zvaķanaka zvaunoda kuti zviitike
pahupenyu hwako.
Wapedza kudeketerera utore uwuyise mudhishi kana chero pamwe pakapamhamha,dira mvura
kusvika mashizha ese ava mumvura.
Pota uchienda pauri uchideketerera kusvika mashizha aya ayita green.

Chitora mvura iya upote uchinwa imwe uchigeza nayo makuseni nemanheru kwemazuva
anokwana matatu uchitaura zvaunoda.
Mvura inenge yasara pakugeza iya enda unoirasa kuroad uko kunofamba nevanhu asi makesure
kuti mvura iyoyo haijengi.

Kana uchida kuita matare ehondo tora mufandichimuka wakaoma,tora marsha ako akabaka,kanda
mufandichimuka pamarasha,paye panotanga kupwipwitika hutsi fukira uchituka mhepo dzakaipa.

Kubvisa munyama, tora mufandichimuka wakaoma uyise mudhishi,wetera weti yako imomo,isa 1
cup fresh milk,chekera malemons matatu woisa zvitsama zviviri zvemunyu wemagodo,vhaidza
mvura yako yakawanda wondodira mudhishi muya mune mufandichimuka wonatira kusvika
wadikitira uchituka mamhepo ese anokutevera uchiramba munyama.Padare iri ukawana
nemashizha emuzeze ukazvisanganisa unenge wapedzera zvako.
Kana mvura iya yakupora enda unogeza nayo nemutsvairo uchituka mhepo dzakaipa.

Kana nhumbu yapfurikidza mazuva ayo torai midzi yemufandichimuka neivhu racho moisa
mucup yesimbi yakamboshanda iyi inenge yanzwa nekusvuuka moisa imomo modira mvura
mosiya mvura iya yochinja colour,ipai munhu ane nhumbu uya onwa mvura asi ngaasabate cup iyi
anoiruma nemurumo oita zvekupungura mvura imwe ichidzika nekudumbu kusvika
kusikarudzi,haapatori kana 2 hours anenge azvara.

#Ndapota kwete kuzokumbirira manake kumufandichimuka wawatora uri green kuruware nekuti
paunongooma chete zvinhu zvako zvinobva zvavhara zvozovhurika futi pauchazomuka.

Ndanyora zvandinozivawo kana une zvaunoziva unokwanisa kuwedzerawo vanhu vabatsirike.

Kana une zvimwe zvaunoda kubatsirwa maringe nechivanhu chedu nekubatsirwa


pamatambudziko akasiyana bata
+263780676795sekuru Whatsapp

Musiyano uripo pamakwenzi


Gwezvo... chaunga...mukoka

Gwezvo iri igwenzi rinoshanda kunyanya mukudiwa diwa ...murudo..mumabasa

Chaunga chinoshanda mubusiness rinoitwa kuita kuti vanhu


vaungane ...shop...church...chikoro..nezvhimwe
Mukoka ...iri igwenzi rinoshanda kunyanya mubusiness rinoita...zvekare paharanga dzinovhima
kwadoka ayewa chokwadi vanhu vaanoungana

Hazviite kuti munhu kana achida kuwana kna kuwanikwa ahungashandise chaunga kuti vanhu
vazare pauri.....ndikuuya nezvimwe

Vanoda app÷+263780676795

Ukuchera midzi iyi inogeza chibereko zvakanyanya nguva ino yemvura Muti uyu unowanika
uzere..
Chera chitsamha chemudzi uyu
Boilisa umwe mvura yacho
2-3 liters

Mainly for..... chibereko chinorwadza


Discharge
Kugeza chibereko waita miscarriage
Siki dziya dzomudumbu asi unosanganiswa nechin'ai
Chinobatsira zvokuti
Miti NEMISHONGA INOTIRARAMISA
+263780676795sekuru Whatsapp

MBIYA
Usaitiswa matare embiya kana usati wava neruzivo nezvembiya

Inzwa kutya mbiya inzwai kuitya mbiya inoshandiswa nevaroyi inoshandiswa zve pamasowe

Zvino mbiya hapachina chaicha shanda yakungo shanda kutsipika zvipo zvevanhu

Yakushandiswa kudeketera mumabasa erima ...

Vazhinji makakwidibiriswa mbiya mukanzi mufushure iri nzira yeku tsipika dzimu

Vamwe makanzi muise pasi pemubhedha makakwidibira iri nzira yekuvharwa hope

Vamwe makanzi mupwanyire pamharadzano iri nzira yeku vhiringa ngirozi ne dzimu

Vamwe makanyoreswa mazita enyu nemitupo yenyu mumbiya mukanzi munorasa kana kuno
tsipika inzira yekutsipika zviri pauri

Vamwe makanzi mugare nembiya ? Ko ukugarirei nembiya mumba mako ?zvichiitirwei ??


Vakachiva chipo chako vakuchi shandisa kuburikidza nembiya iri mumba mako yavakakutengesa
ikushanda se network pasowe hanzi gara wakaidira mvura

Hanzi gara wakaiisa mazai


Hanzi gara wakaiisa mukaka

Vamwe makatopihwa hurombwa kuburikidza nembiya hanzi chawada taurira pambiya ...ndonzwa
tsitsi

Ngirozi kana iripo inongoburuka hainei ne mbiya


Hanzi dzimu rako roda mbiya roidii mbiya ??

Mbiya mbiya dzavhiringa vanhu pasi pezuva ...

Masowe mazhinji akachererwa mbiya dzaka tsindikirwa iri nzira yekuti varoti varatidzwi vasaone
kana kurota

Kana wafunga kunamata namata zvisina mbiya mukati kuna Musikavanhu munamato yako
ichanzwikwa ...nekuti vacho vakuyeresa mbiya dzacho vazara negodo nehutsinye

Zvipo zvabatwa zvatsipikwa nembiya ...rasa mbiya yaunayo iyo ndeyei ?

Zviri pauri zviri kutadza kusvika kwazvo nekuda kwezvibatwa batwa zvauri kubatiswa nevabvi
vekumadokero

Kana une chipo chekuzoti uchaporofita uchaporofita pasina mbiya iyoyo ...Ngirozi kana njuzu iri
pauri ikazobuda iyo pachayo ichitaura yoga kuti inoda mbiya ndipo paucha tenga

Kana zviri pauri zvisati zvakuudza kuti tsvaka mbiya usatsvaka

Munhu nemunhu akanamata ega anonzwikwa


Ukakumbirira wega kumudzimu yako unonzwikwa simba ririparurimi rwako kwete pambiya

Mvura yenzungu

Kuti vamwe vanenge vasingazivewo asi pamakwenzi anotorwa nevazukuru pakudzora sikarudzi
akasiyana siyana amwe Acho kunyanya aye ekufeka pane akanaka chaizvo kune amwe
anokuvadza chibereko hongu unonga wadzora asi mangwana dambudziko pakudzora
ndinokurudzira makwenzi akaita se pin code....mutunduru.... kamhandara nokuti unoisa
mumukaka kana kumwa nemvura unodzoka kuti shwiiiii asi usina kuita zvokufeka uye sezvakaita
pin code kana mutunduru unodziisa miri sezvinoita kasugar Kaye kanodziisa miri

Vanoziva vanopupura uye kana usati wazviita chiita udzoke nechapupu


Tora nzungu cup imwechete Isa kana mu1 liter yomvura ngazvirare zvakadaro kwachena kuseni
imwa mvura iya cup makuseni masikati manheru kana ikasara imwe wongogeza nayo chete
sanganai henyu izvi zvinokurwadza asi unogara nguva huru wakadaro nemvura yenzungu iyi
Miti nemishonga INOTIRARAMISA

+263780676795sekuru Whatsapp

KUBEREKA VANA VACHIFIRA MUDUMBU KANA KUBEREKA VANA VACHIFA


VACHANGOZVARWA.
DZIDZISO: Ukaona uchibereka vana vachifira mudumbu kana kufa vachangozvarwa dambudziko
rako kazhinji unenge uine sare. Sare inouraya vana inowanikwa kumadzimai. Inogona kugara
mudumbu memudzimai iyi inorapwa nemushonga wekuboilisa mvura madzimai vachimwa kana
kugarira ...sare rinoita Kuti usemwe nyangwe nevarume ukudanana nemunhu mosiyana pasina
chinangwa chaicho.. sare rinoita Kuti uite munyama....sare rinoita usemewe nevanhu nyangwe uri
murume unoita sare....

Unogona kutoshandisa mutsvaira churu kurapira sare kupisa dota racho

Miti nemishonga INOTIRARAMISA

Mutsine unorapa zvakawanda and it's one plant that is very efficient and quick to heal.i have used
mutsine for a lot of benefits and it brought positive results .so far I have used Mutsine using the
leaves Ari raw ukama rub in your hands paanobuditsa juice yacho woshandisa
.zvisasa wonamira
pa ma shizha acho pawakwizira for awhile.
.maronda emukamwa
.mwana akamboita shungu mota it helped.
.rush
.Ronda .
It has great benefitMaronda epahuro unoiisa solt shoma woboila wonwa mvura yachoUnowedzera
ropa
Kudzikisa bpZvisasa zvinowoma ukakwizira mashizha achoIni wakandirapa ma ulcers kutsenga
mashizha acho uchimedza muto wacho kuseni usati wadya chinhu

Nhodzera dzenjuzu
Vazhinji vane nhodzera dzenjuzu Mararamiro anoita njuzu iri mumvura ndomaramiro avanoita
vari pano pasi
Njuzu haioneke oneke ..ndozvoita vanhu vane shavi renjuzu kugara akazvi vharira mumba zvake .
kushaiwa shamwari chaidzo ..kusada noise .kana azvifungawo zvenoise anoita kahwan
Kutonhorwa makumbo kuita seari mufirigi ..kutotodza njuzu ikoko sekuti iyo ndeye mumvura ..so
vakawanda vanoita chando makumbo ..kutodza besu rayo rogara riri mumvura

Njuzu inofarira mushana asi inodziya paisinga oneke oneke .ndozvoita vanhu vane shavi renjuzu
anoti akadziya mushana odzekera mumba tym tym odzoka pamushana ..vanhu vane shavi iri
vanokasika kupindwa nechacho ..anogona kugara pazuva panopisa uchifunga kuti akurwara izvo
atori bho zvake ..

Njuzu inezviramwa haide zvisina basa ..vanhu vane shavi renjuzu havatambwe navo uchiita
majokes naye havadi zvisina basa ..vanoramwa asi unogona kusazviona kuti aramwa ..ukaona
munhu anovengwa nemunhu ane shavi renjuzu .ziva kuti munhu iyeye akaipa

Njuzu hainyime inopa ..vanhu vane shavi renjuzu vashoma vanonyima vazhinji vanopa
vanobatsira hama neshamwari asi vanozo tsindikwa or kupandukirwa ..after apandukirwa anobva
aropafadzwa × 2

Hasha tsungunu ine hasha ..vane shavi renjuzu rume iyi vanoita nhodzera dzayo ..vanokasika
kutsamwa ..vanobatira vanochengeta chigumbu havaregereri akakunyunyutira zvako zvadhakwa

Njuzu inonyumwa ..ndozvoita vane shavi racho vanonyumwa .vanoshanda nemoyo .mavoices ne
hope ..

Saka mararamiro atinoita pano pasi pezuva arikuitwa pasi pemvura ..arikuitwa kumusoro kudenga
Mararamiro epasi pemvura haasi ehutsotsi kodiwa chokwadi kwete nhemha ..ndosaka muchiona
njuzu ichida zvinhu8 zviri straight haide tsvina haide chihure ..

Unoitawo here nhodzera dzenjuzu dzandanyora apo kana uchiita isa like ne comment

Ndotenda vakusenda airtime yedata


Mukutendwa nezvinoita ndinyore pano hanzi wedzerwai hanzi zvakavharwa ngazvi
vhurike .zvaka sugwa ngazvi sununguke muupenyu hwako

Nhoko yetsuro yemsango


Ukaisa mumafuta awunozora nekugeza nadzo dzinovhura luck

Chest inorwadza nguva dzose ,bhoilisai mukaka wembudzi monwa

*Chirwere cheSugar kana yakwira, idya magaka🥒 kana kunwa mvura yederere.*

Wakagumao kunwa nekugeza ivhu remumvuri wako rinhi🤔🤔ngatiite izvozvo tivige zvakanaka
zvirimatiri zvisarondwe gore rino uiteo chinooneka nhandi
Ukaona munyama wekusarorwa vanyanyisa Tora mutsvairo wemumba uye woisa mumvura
wogeza uchitaura kt ndikutsvaira zvese zviri pandiri marara ese ndikubvisa kana vapedza
unoukanda kumawirira right wotora mugoti munobika sadza uye woisa zvakare mumvura woti
sekudiva kunoita mugoti neniwo ndomadirwo andichaita hapana musha usina mugoti Saka ini
ndichaona semugoti ndoda zvakanaka pahupenyu hwangu vapedza woubata zvakanaka woisa
paunogara zvakanak ndatenda hangu

Mai vakafa vakasiya mwana mucheche modhonza kashinda pahembe yamai mosungorira mwana
pagumbo or paruoko ,kusvika kadambuka kega ,kudambuka ndokukanganwa kunoita mwana uye
zvoita Kut asanetse

Kana Uchida Kuti usarwadziwe nekurumura mwana pamukaka unoisa mashizha ecabbage
mumazamu wopfeka braa uchipota uchichinja mashizha Aya zvobetsera Kut mazamu asazvimbe
nekurwadza uye kukurumidza kuomesa mukaka

Madande...mutande haakurudzirwe kugara akarembera mumba,3 years madande mutande


asingabviswe mumba ,,zvinopa munyama in other words kuzvikokera munyama ,ndozvimwe
zvinoita varume vaende
miti nemishonga inotiraramisa

Bring Back Lost Love Remedies

Kudzosa vadiwa vavo ne tsine

👉unotora tsine dzakati wandei


👉womona pa paper or rizla sezvoitwa mbanje
👉womira pa window worivura na 12am or 12pm maskat or manheru its up to you
👉WO lighter wosvuta u chidana Zita rake for 3 days
👉kana adzoka tora mashizha etsine zorera pa chest pako womupa hug

🔥hakuna kwaachaenda

💓💓💓💓💓💓💓💓💓💓💓💓💓

Do as I Say

⚡️Kana uine baba vevamwana vakaenda


⚡️kana Mai vemwana vakaenda
⚡️kana mwana akaenda asisacheuka mubereki *

Do as I say herb ati vanodzoka havo*


👉Tora mashizha Acho mochengeta Mumba ndoda kut aome Ari Mumba musaomesa pazuva ,
👉kana aoma kuyai kana kutswanya tswanya kana kudzvura Aite powder
👉imwe powder isa mumafuta ako ekuzora
👉imwe geza nawo mazuva ose uchitaura zvaunoda pane murume kana mukadzi kana mwana
asiri kukucheukawo paunenge uchigeza uye pakuzora mafuta

💓💓💓💓💓💓💓💓💓💓💓💓💓💓

Zvinodzosa mudiwa akaenda:-

👉tora Everest
👉wonyora zita.surname nemutupo wake
👉womuka na03:00 to 05:00
👉wobatidza uchiputa uchitaura .
👉Nhingi ndini nhingi kupisa kwandiri kuita mudzanga uyu
👉ndirikupisa moyo wako funga ini dzoka kwandiri nhingi
👉Ita 3 to 7 days

💓💓💓💓💓💓💓💓💓💓💓💓💓💓

Kudzosa Mudiwa/ munhu akaenda

👉NYORA ZITA RAKE PASI PAIVHU CHAIPO NEMUTUPO WAKE


👉WAPEDZA IZVI NOKORA IVHU IRI WOSANGANISA NEBUTE REMATARE
👉TAURA ZVESE ZVAURI KUDA PAIVHU IRORO UCHITAURA NEMUTUPO WAKE
👉UCHITUKIRIRA MHEPO YEKUMUSHA KWAKO NEYEKWAKE ISINGADE UGARE
MUMBA
👉WAPEDZA IVHU IRI RIWAYE PAMOTO KANA KUISA PARATA WOISA PASTOVE GAS
AMENO CHAUNOSHANDISA KUBIKISA
👉PARINOTSVA PAYA WAYA UPFU UCHITI :-

⚡️NHINGI NDODA UDZOKE KUMBA


⚡️UDYE SADZA REKUMBA SEKUMARAINI

👉WAPEDZA ISA IVHU RITONHORE WOISA ZVAKO MUBUCKET WOISA MVURA


👉GEZA NARO KUNHINGI KWAKO UCHITAURA ZVAUNODA
👉APA UKAONA AKASADZOKA APA
UMMMMM DZOKERA KUMUSHA UNOBIKA DORO CHAIRO
👉KANA KUNOGADZIRISA CHIVANHU CHEKUMBA KWENYU

💓💓💓💓💓💓💓💓💓💓💓💓💓

Vose vane varume or vakadzi vavakasiyana navo asi uchiri kumuda


👉tenga candle re red onyora zita rake 12 times
👉rorara richipfuta paunori lighter unoti 👉sekupfuta kuri kuita candle iri rudo rwedu ngarupfute
kupfuura pekutanga
👉kupfuura kupfuta kunoita candle iri

💓💓💓💓💓💓💓💓💓💓💓💓💓💓

Kudzosa Murume

Kana uchida kuti Murume akakusiya adzoke try this.

👉Unotora mavhu epanorara kitsi🐱 cat,


👉Isa mumvura ugeze muviri uchidana zita rake.
👉Zunza pillow seri kwe door uchidana zita rake.

⚡️Wapedza zvako

💓💓💓💓💓💓💓💓💓💓💓💓💓

✅️KUNEVAKATIZWA NEVARUME OR VAKADZI VAVACHIRI KUDA

👉ENDA PAMUTI WAKAITA SEMUAVO MUMANGO MUGUAVA


👉ZUNZA NHONGA SHIZHA RICHATANGA KUDONHA PASI
👉WONYORA ZITA REMUNHU WAURI KUDA ADZOKE KANA IRI LOST LOVER

👉GEZA NARO SHIZHA 2DAYS SEMAGEZERO AUNOITA MUTEURO WAPEDZA


👉ISA SHIZHA PAKANAKA WOSIYA ZVAKADERO

🔥CHIMIRIRA MARESULTS ACHO VAMWE VARIKUTOJAMBA NAYO IYI

💓💓💓💓💓💓💓💓💓💓💓💓💓

Kana uchida KUT munhu wako adzoke*

👉Unonyora Zita remukomana wacho nemutupo wake pachimucheka chichena 👉wotora brown
sugar nefodya yemhino wozvisanganisa

👂👂unozviitira musango

👉Wogadzika pasi wotaura zvaunoda wapedza


👉nhonga wosunga wotsvaka zidombo
👉wotsikirira wofuratira woenda haucheuki

♨️hakurambi futi kusvika murufu


♨️iweukamuramba anozviuraya
✅️Mari anokupa kunonoka Usati wataura

💓💓💓💓💓💓💓💓💓💓💓💓💓
Anokosora

Ndaive naro dambudziko iroro ndakarapwa neCinamon ,honey nelemom boiler unwe unoita boe
zviite katatu pazuva
*Kune vose vachangopinda vakapotsana neremedy yeshizha rembambaira*

*Tora shizha rembambaira moisa mubhutsu yekuleft moswera makapfeka bhutsu idzodzo*

*U will see favor kungava kubasa or kupi ,,unogona kungowana Mari kana muchitengesa
munogona kutengerwa zvamusati maita ,all changes pane zvakawanda*

izvi hazvinzi believe kuti zvishande kwete Ndokusaka mashizha Aya achiwanika gore rose
January to December

Dzoka ne testimony vadzimu vakurangarire

Miti nemishonga INOTIRARAMISA

Munamato wechivanhu
Hewoi kaa vakuru ndiri mwana vemuyera ngana ndapfugama musango renyu kuri kutsvagawo kaa
manake kuri kunamata ka kwepasi kwamunoziwa. Kubva pamudiki kusvika kumukuru yokwira
yakananga kumasvikiro edunhu rino yoenda kumhondoro dzenyika kumakombwe dakara
yadendemara kumweya mukuru Nyadenga moti kaa mwana vemutupo vakati akumbira kukotama
achireketa nevekwake movhurawo sango renyu motendera iyo midzimu yangu ipindewo inzwewo
angu matama moitawo rimwe chete nevekwangu ava ndonzikwawo kuchema kwangu. Hewoi
vana sorojena vasekuru vangu mukombachoto izvo zvanza ndezvenyu zvekukudza imi hewoi kaa
rungwana ngwana rwuno ndauya ndakupinda matikwiri ndakumberere nawo makwindingwi
kunotsvags chekuisa pasi pemhino dondinzwaiwo muvhure nzira imi vana chipavhurire
mopavhurira mzukuru venyu. Musha ukapinda nzara hauna rugare ipapo munopaziwa naizvozvo
kaa ah ndinzweiwo ndachema ndakatarisa mahwinya enyu epamhanza vanasorojena. Angu maoko
netsoka ngazvisangane nemanake wo zvee ndibatewo pakuru zve machangamire. Honai imi
makatsakatika makapedza kuroora madzimbuya edu ko nhasi uno ini ndonyimirwei mukana uyu
ndibvise woo pfuma, hamurwadziwe here kuona musha wenyu uchiramwirwa chitunha
chemutorwa ko ngozi dzakadai modzitendera sei?? Komborerai tibvise pfuma tipedze kuroora
kuitira zvizukuru zvenyu zvichateera ko ndiko kuchenesa nzira kaa kwamairewa. Marehwa rehwa
pamusoro pemupenyu anosunga hupenyu ko imi vacho maparadzei kaa vakuru nekutipa
zvinonovhara maburi iwayo. Hewo ndarereka ndapinda musango ini ndakwahimira 👏🏽👏🏽.
Munamato wevashavi uyo Humba yahwarara
Imba yezingizi tose toiziva ine Basa huru chaizvo kunyanya ñhau dzemudzimba...kuparadza
marwei nemurume. Zingizi gonyera pamwe.... Kurapa problm yekusanzva zvakanaka( nzeve)Plus
mota unoisa mumvura wozora madhaka achoDzungu isa mumvura wonwa mvura
yachoZvakawanda dear Kune vane nhumbu,vano vhumuka,vanoita weti
mumagumbeze,kuparadza barika,kumutsa mufi kana afa zvisina tsarukano. Zvakawanda. Imba ye
zingizi inomwiwa nemunhu anemimba yave pa7mnts worara wakaisa imba iya mumvura womwa
makuseni mavhu asara worasa panze.nzira inovhurika and awuzogarise mu labour

+263780676795sekuru Whatsapp

*PIN CODE*

Sezita racho unotongoona wega kuti uyu I locking system ndiwe wega unokwanisa kubaya *PIN
CODE* coz ndeyako wega

Vakawanda kwazvo muri kungonzwa izwi rekuti *PIN CODE* asi kuti uzive kuti zvii hauna
ruzivo rwakakwana regai ndikuudzei zvizere nezve chikamu *PIN CODE*

*PIN CODE* mushonga uri brown or yellow in color uyu mushoma uri fast uye unokwanisa
zvekare kuwana instant results ipapo ipapo hauna basa kuti ur ku period or zvipomerwa kwete ko
unoshanda zvipi let me tell you;

Kana uina daddy or boyfriend asingabude Mari use *PIN CODE*

Kana murume or boyfriend yako achiita vamwe vasikana kunze shandisa *PIN CODE* haafe
akabuda Mumba

Kana uchida kurara wakambundirwa shandisa *PIN CODE*

Uyu mushonga unoita kuti love chaiyo iuye iri multiple kushandisa chete *PIN CODE* wega
wondiudza hauna zvekuti ndomira ma days nooo ipapo ipapo kushanda kwe *PIN CODE*

Pin code inounza ma testimony akasiyana siyana ipapo ipapo kunyanya Kumari uku nekudiwa
diwa kushandisa PIN CODE unoona zvose kuwedzera kwe rudo Mari inouya usina kutaura

Ukafamba mu ma street inyaya ye PIN CODE kwese kwaaenda munhu unonzwa nezve chikamu
PIN CODE

Muviri wako wese unodziya kushandisa PIN CODE

Instructions acho ;
Tora a glass of water , milk or juice add half tea spoon of *PIN CODE* wonwa hako 30 minutes
before sex .

Chenjera kupihwa Mari yese pin code inotenderedza murume musoro ipapo ipapo

*PIN CODE* unogona kuugeza hako or kunwa zvose zvaunoda kushandisa PIN CODE kune ma
benefits akawandisa chose murume haafe akakusiya daddy vekwako rudo rwowedzera love
Mumba mako bonde kudanana kunowedzera kushandisa PIN CODE munhu wawashandisira
watomupedzera

For more recipe and information about *PIN CODE*

*Inbox 📥 if you want to order *PIN CODE*

Usazoti handina kukuudza *PIN CODE*


kuseri kwekumberi vanoda
0780676795

MEXICAN POPPY KUNE VANE H.I.V🔥

Rinoshanda zvirwere zvakawanda sora iri asi nhasi ndauya naro kune varikurarama hautachiwona
hwe h.i.v. Ritore woriomesa mumba or panemubvuri usatiomesa pazuwa*raoma ripise shandisa
Dota racho ,unonanzwa Dota racho makuseni uchangomuka uye manheru wakurara nanzva
uchimedza ,tenga rezor newone zvicheke nyora mumiri wako zorera Dota remexican poppy
zvinoswinya but shingirira izvi unozviita everyday kusvika 6 months dzakwana uchitanga kuzviita
ibva wazvitestar zvakare wogara nemaresults ako after 6moths enda kuchipatara undotestiwa
unowana good maresults h.i.v unenge usisina varipahutachiona itai izvi mudzoke nematestmon
🤞🔥🔥

GOGO SITHOLE GRUP 9...

Honono

Munotora poto ini makoko mabikira sadza iye momuvhara nayo kumeso akarara but kana Ari
murume mukuru ummmm vhayorenzi
Kurapwa kwe
1. Gonorrhea/siki
2. Genital Warts
Zvinodiwa
1.Damba
2. Mvura
Method
1. Tora damba risati raibva woripwanya.
2. Isa damba rawapwanya mupoto ine mvura to cover the contents.
3. Ngazviboile kwezvimaminutes zvingaite 20-30
4. Kana zvabhoila chimbosiya zviti porei
5. Chitora mixture iyo wozora pachironda/warts.
6. Kana uine sick yemudumbu ita zvekunwa.Or ukawana midzi yemupaw paw inobatsira
pakupedza sick yemukati unenge uchiitsenga uchinwa hako mvura for more than 3 days you will
see a great change,caz iro dambudziko rako haichaziri siphilis but its now
gonococal/gonoria,yavakurova kunze nemukati zvese,apa kana unema watts tenga miconazole
cream and apply pama watts ipapo everyday after bath osiya zvakadaro ma watts anopera ese
kuoma

Kana pane zvaunoda

[5/7, 1:51 AM] +263 78 067 6795: Pane mhepo iri kuda usabudirira
[5/7, 2:25 AM] +263 78 067 6795: Nyorai zita remunhu pabepa rewhite...hongu...Zita remunhu
wamuri kuda kuti akuitirei zvamunoshuvira .

Isai sugar yebrown or Bute pa bepa racho moisa mubhutsu yekuleft .

Mofamba muchitaura zvamunoda kuti munhu wacho akuitirei,


E.g murume wako, mukadzi wako, musikana or mukomana wako, boss wako and etc

Uye kana une mapromise ebasa unoisa zita raboss mubhutsu

Unogona kutsanya or kunamata munhu ari mubhutsu handiti


Miti nemishonga inotiraramisa

Kwete kungonzwa kudziya watopedza


Musana ngaisimbe migwagwa 2+
Simba ngariwande kuita chimuti
Kuita bonde pano neapo zvokumanikidza
Miri ngaisukwe
woita mhungu kwete nhengo duku
Rega nditi vazukururume vangu vose ndinoda kuti mupote muchidya makwenzi anoti

Mudanhatsindi
Munganganga
Mugondorosi
Vhuka vhuka
Mugaragunguwo
Nhanzva
Chipikiri
Mufufu

Aya makwenzi ekushandisa kana

Uchibudisa hurume hushoma shoma


Uchikasira kuneta musana

Dzidziso yezve munyama uye kuzvidzivirira

Type yeminyama : yekurasirirwa


Yekuberekwa nayo
Yekuhakira
Yedzinza

Minyama yeshavi / dzimu

Kana rakatsipikwa tsvaga bute rehondo...

Unomwa
Kugeza
Kunatira
Nokudeketerera

Zvekuhakira pamharadzano

Nokora ivhu remhararano .. salt yakapiswa yemagodo .. unoisa mvura mubucket half .
Woisa ivhu richipisa nesalt wotsikamo kwekanguva.
Zvobetsera vanorwra nemakumbo or vakanokoriwa tsoka🐾

Wapedza tora bute rematare natira wakashama haurase m vuraunokusha zvee mumba🏡
uchishandisa mutsvairo uchitaura uchidzinga mweya yose yaikutevera ibude kana une yard
kusha zvekare ...

2 ...kozoita zvekare minyama inokuvengesa kushaya basa ,kusemwa

Panoda bute
Freshmilk
Mutsvairo mutsva
Hembe yousisade
Zviyo

Zvokuita

Pfeka hembe dziya isamvura mubucket yakazara inotonhora.isa mukakanezviyo mukati ..mix
uchishandisa mutsvairo
Rova maoko nemutsvairo uye nepasi petsoka
Nehana uchiita uchiunyika mvumvura afta that
Geza nayo uchitaura uchidzinga mweya wakaipa

Pakutaura unogeza uchiti ndoda ndichene semukaka ndishaye zvippomero , chandinobata


chiendeke
Zviwande sezviyo ndibudirire.. vagutsikane neni semvura iyi wozotaura zvirikukunetsa
uchizviramba pamutumbi wako.. wapedza woti hakuna chituko chichagara pndiri ndisina
kutenderwa

Zvauchaita nehembe dziya dzwawakapfeka .. zviri kwauri kupisa kana kunozviisa pamhararano

NB ... Hazvivati mumba wapedza isa ppanze ukasiya mumba motangidza😂😉

Sora miti inorapa


1.jeko rinorapwa nehapa vamwe vanoti garadziva uye rinouchika unoritora nemidzi woriisa
muchinhu chinodirika mvura inwa mvura iyoyo kubva musi wawatadza kugeza wapedza ridzosere
kurwizi

2.zino boilisa nhundurwa usina kuyicheka asi iya yakaita yellow pfunda mvura yacho chero mudzi
wemutsine futi

3.munyaviri chero kungovaiwa nekufamba geza nemasamba e rooibos hazvina basa kuti akambo
shanda chinodiwa kutsvuka kwemvura

4.sare tswanya nyevhe unamire pariri arimudumbu boilisanyevhe mbishi inwa mvura yacho
4.nyongo kana ma acids inwa mazai kuseni usati wadya kana 3 wozonwa cup ye fresh milk
paunonwa unogona kubvova kana kumbo rasa mweya

5.kudzora kuzasi tsvanya mhodzi yemango chichena chemukati pfeka 5 days dzakatowanda

6.vaye varingoti bhu bhu nekuweti pfeka garlic wakasanganisa ne onion rara wakazvipfeka uye
zvinorapa chibereko

7.varikutadza kuyenda kuma MP chero nezvatiri kushandisa kurera vana tora lemon juice half cup
ne half onion woi great inwa zvakasangana panovira zuva unogona kuve watoyenda inwa usina
kudya zvite kana 3 day asi dzakato Wanda asi zvino svota

[5/7, 2:29 PM] +263 78 067 6795: KUBEREKA VANA VACHIFIRA MUDUMBU KANA
KUBEREKA VANA VACHIFA VACHANGOZVARWA.
DZIDZISO: Ukaona uchibereka vana vachifira mudumbu kana kufa vachangozvarwa dambudziko
rako kazhinji unenge uine sare. Sare inouraya vana inowanikwa kumadzimai. Inogona kugara
mudumbu memudzimai iyi inorapwa nemushonga wekuboilisa mvura madzimai vachimwa kana
kugarira ...sare rinoita Kuti usemwe nyangwe nevarume ukudanana nemunhu mosiyana pasina
chinangwa chaicho.. sare rinoita Kuti uite munyama....sare rinoita usemewe nevanhu nyangwe uri
murume unoita sare....

Unogona kutoshandisa mutsvaira churu kurapira sare kupisa dota racho

Miti nemishonga INOTIRARAMISA


[5/7, 2:29 PM] +263 78 067 6795: Pane vanhu vakasundirwa mhepo yekuti chese chaanobata
hachigare.
Your relationship doesn't last.
Your marriage doesn't last
Your business doesn't last
Your employment doesn't last
Your friendship doesn't last.

Zvinhu zvako zvese zvinosvodza.


Unopomerwa mhosva yausina kuita.
Unongovengwa,kushorwa,kutarisirwa pasi.
Vanhu vanongosvotwa newe, kuita kunge unosemesa.
Chese chaunobata chinopunzika. Nzira yaunofamba hausvike. Mari yako iwe haitenge zvaunenge
wakairongera.
Chese chaunobata chinoita miscarriage!!!! Unoedzawo zvinoita vana vevamwe asi zvako
hazvibude.
Ndiro jambwa iroro, ndiwo munyama, rushavashava, gwembe.
Huyai tikugezei munyama uyo or tsvaga kwaungagezwe uganhurwe pamunyama.

Basa rebute nderei??

Bute basa raro nderekusumudz varipasi kuti wauye vakurukure newe kungava kumakope kana
imwe nzira,tinosuma nebute rematare

Kana muchitenga bute tengai rinodiwa nemhepo dziripamuri not rodiwa nenyama dzenyu kwete
rinodhaka imi umwe akutoti rematare handirinzwe akutoputa rehondo chairo osanganisa nembanje
asi ndiwe ukuda izvozvo not varipauri

Ngatisapute bute chinakidzwa vazhinji takuputira bute kuvhundutsira vanhu kuti utyiwe
hazvisizvo zvinoputirwa Bute izvozvo ngariputwe nguva yakwana varidzi vakurida ukavatsvagira
ravanoda unoona zvinhu zvako zvichifamba,,bute harisanganiswe nezvimwe zvinhu zvakaita
sembanje kana zvimwe harisvike kune varipasi iroro nderako zvako.

Ukaona mhino dzako dzarwadza kana kuita mapundu bute iroro rarambwa,kutemwa nemusoro
wabva kuputa rarambwa iroro,kuda kurutsa kumira moyo wabva kuputa Bute rarambwa iroro
hakuna anodya zvinomunakira orutsa saka ukaona zvadaro rarambwa zama rimwe bute zvakare
unoona pane raunowirirana naro ana sorojena

Bute kana varipauri wakurida unorinzwa kunhuwirira mumba musina,,muoffice,mukombi even


mushop chaimo pese pese unonzwa richinhuwirira,umwe mhino dzoswinya,umwe kutemwa
nemusoro akangoputa zvotonyarar kureva kuti sign iyoyo yana sorojena yekuda bute pauri puta
vafareka nhai muzukuru

Saka mashoko angu ekupedzesera ndinoti ukatenga bute isa munhekwe kwete mukabepa tenga
nhekwe yako wotanga warisuma kuvaridxi zvoreva rinobva ravanehuyera kwete kungoputa njee
usapa munhu Bute rako kana kubatirwa nhekwe uye usangokumbira kumbira bute unosungwa
chipo naro bute iroro kune vanoshinha
Uchita bonde kamwe nhengo yotorara
Uchiti ukangopinda Muna amai watopedza 3mins
Nezvimwe zvokuti Mumba yomukati munakidze tora makwenzi iwayo ushandise

+263780676795sekuru Whatsapp

You might also like