Professional Documents
Culture Documents
Empty Coffin (SSN1)
Empty Coffin (SSN1)
SEASON 1
This novel is about a
man lost the woman he
loved who left him
heart broken
meanwhile his new
wife had to suffer for
this because he never
loved and never
treated her as one
My name is Mr Isaac
my first wife Lisa, my
second wife Angela
,and 5 servants names
Tawanda ,Moses
,Tatenda,Melisa and
Rudo
Chapter 1
MR ISAAC ndiri murume
anemakore 39 years ndiri rich
man zvekurevesa ndine mari
yakawandisa ma million dollars
USD nema business akawanda
munyika nekunedzimwe nyika
zvino Lisa ndaimuda
zvakanyanyisa asi semunhu we
business ndaigara ndiri busy na
Lisa taigona kuita sex katatu pa
week "zvino rimwe zuva
ndakangoti ndichipedza kuita
sex naye ndakabva ndatobuda
ndichienda somewhere
ndichangobuda ndakabva
ndavona kuti ndakanganwa foni
yangu mu bedroom
ndakadzoka ndichisvika pamba
ndakavhura door remu
bedroom kuti nditore foni
yangu ndakawana Lisa achito
heavy sex nemumwe mushandi
ainzi Aron asi handina kuvarova
ndakangodzinga mushandi Lisa
ndakango murega akadaro
semunhu wandaida ndakabva
ndabuda ndikaenda zvangu
kwandakanga ndagara
ndichienda ndikamusiya arimu
bedroom achingo chema
semunhu abatwa "ndadzoka
ndakapinda mu bedroom
ndikawanikwa atozviuraya
amwa mapiritsi okuzviuraya asi
handina kumuviga semunhu
wandaida ndakatenga coffin
ndikaviga risina chinhu kuvhara
vashandi uye nevanhu iye
ndakabva ndamuisa muneimwe
room yekumusoro nokuti imba
yangu i 16 room's 8 down 8
kumusoro ndakabva ndaudza
vashandi vangu kuti room iyi
ayipindiwe inongopidzwa neni
chete 1 month later Lisa afa
ndakasangana na Angela
ndikamuudza kuti ndinoda
kumuroora nokuti mukadzi
wangu akafa asi ndaiva
ndisingamudi ndaiitira just to
stop people from talking ini
ndaizorara na Lisa every day
akafa kudaro " my second wife
Angela akabva avuya
kuzowanikwa ndakamuratidza
zvose kubva kuvashandi vangu
uye ndikamuratidza room
isingapindiwe pamba pangu
Angela: mr Isaac ndakanga
ndisingavadi asi amai vangu
ndivo vakandimanikidza just
because vaiva vaudzwa kuti
ndichakupai mari yakawanda
uye zvese zvamunoda neni
ndikabva ndavona kuti
zveshuwa murume uyu
anemari dzake "akabva atuma
drive wake kuti azonditora
kumba kwedu asi drive wacho
tavakusvika akabva amisa
motikari ndokunditendekera
pamba pacho "the drive dumps
me outside the get of the
house ndichisvika pamba pa
mr Isaac ndakaratidzwa ma
room's ose asi pane one room
yandakanzi ayipindiwe
zvachose one month later
ndaroorwa tisina kana kumbo
heavy sex tese ndakafunga
ndoga kuti pano ndakavingei.. i
was send to join this man mr
Isaac at his home somewhere
far i knew that he had lost his
wife this was all i knew i didn't
even have a picture" zvino
rimwe zuva ndakaona kuti
zvirinani ndiudze Mr Isaac kuti i
have everything at my beck and
call but i want more".....i am a
woman i want to love and be
loved"
Melisa: wry Mr Isaac kubva
zvakafa mukadzi wavo Lisa
pakatotanga kuiswa muteno
pano wekuti pane room
isingapindiwe asi kana ini
ndaiva mukadzi wavo ndaipinda
asi zvandiri mushandi handina
simba rekupinda
ndikawanikidzwa ndirimo
ndinoti ndanga ndichitsvagei
mu room macho ndodzingwa
basa ndoenda kupi ini
ndakauya pano ndichitambura
ikozvino ndatoputunhuka
nechikafu chepano iii zvirinani
ndimainde business rangu
Angela: ok ndichavhunza mr
Isaac vachinge vasvika ndoita
sekuti hapana chandinoziva
waita basa 👏
Tatenda: ok madam
End of chapter
Chapter 2
Mr Isaac: ndirimunzira
kudzoka kwandaiva ndaenda
ndichingosvika pamba tawanda
akabva andiudza zvese
zvakasara zvikaitika ndakanzwa
hasha ndichinzwa kuti Angela
anga achida kupinda mu room
yandakamuudza kuti ayi
pindiwe ndakamusheedza
ndikamuvhunza
Mr Isaac: Angela
ayifungidzira kuti ndingaisa ma
keys e room isingapindiwe
muhomwe here "ma keys e
room ina Lisa anogara muhuro
pa gold cheni😜
Angela: ndakangoramba
ndakanyarara ndakashaya
zvekumupindura ndakabva
ndaenda kuma room's
ekumusoro ndakangoti
nditarise mudenga ndiripa
dhuze ne toilet yaiva pedyo ne
room isingavhurwi nokuti
panema toilet ma matatu
arimukati kozoita two panze
ndakavona wachi itsva asi yaiva
ichingoratidza time imwe
isingambo chinji ndikai set kuti
ishande zvakanaka
ndichikuseta pakabva pasvika
rudo
Mr Isaac: ndirimunzira
kuenda ku south Africa
ndaifunga zvandainge ndavona
kuna Rudo zvidzva kuita kunge
anogeza nemukaka kudaro asi
iye ndingarara naye nokuti
ahasi mukadzi wangu Angela
anofanirwa ku suffer until I'm
done... asi ndinofanirwa kuti
pandinorara naye handifanirwi
kurara na Lisa ndichamboona
kuti zvinoita here
Chapter 3
Angela: ndakangorara
zvangu asi ndaingoti
nechemumoyo mari iripo uye
zvese asi semukadzi ndinema
feelings at list kutopiwa one
round zvitori nani manje apa
every day munhu achingoti
ndakaneta ndakafungisisa
husiku rwese dzimara ndatoona
kuti mai vangu ndivo
vakakonzeresa zvose nekuda
mari kwavo"kwakasvika
mukuedza ndakangobuda na
Moses ndichienda kundotenga
zvandaida ndakambofunga
kumuvhunza kuti mr Isaac
havana imwe girl friend
somewhere hre because ndiye
drive wavo every day asi
ndakangosiyana nazvo nokuti
hasha dzangu dzainge dzava
pamusoro semunhu asingawani
sex apa ndinemurume kana
nemu shop ndaingotora chero "
ndakanyanya kufunga kusvika
pakuona kuti zvirinani
kuroorwa nemunhu asina mari
asi mu bedroom uchiwana rudo
rwakakwana ndakaona Moses
ava kundiudza kuti madam
musanyanya kufunga
zvakanyanya ndakangoramba
ndakanyarara handina kana
kumupindura kusvika tasvika
kumba...ndakasvika
ndikasheedza Tatenda nokuti
ndiye wandanga ndatojaira
kubvunza apa ndaida
kutomupa basa rekuti
ateverere mr Isaac every day
pavanokwidza ku room
isingapindiwe nokuti
ndinofunga kuti mu room
imomo mune something wrong
chinoita kuti mr Isaac vashaye
basa neni because wry
isingapindiwe even neni
mukadzi wavo ...hayitsvairwe
inongogara yakavharwa
Tatenda: madam basa
ramurikundituma ini hangu
handikwanisi dene matsvaga
mumwe not ini
zvinondidzingisa basa na mr
Isaac asi ndinogona kukupai
dzimwe pfungwa dene
mambobuda maenda ku n'anga
kana kuma church maigona
kuudzwa kuti chinyi
chakavadzika then after that
mochivona kuti
mungazvifambisa sei kana
muchinge maziva...
Angela: ok ndichambofunga
nezvazvo waita basa ungaenda
hako undoita zvawanga
uchita....ndakasara ndichifunga
kuti zvimwe ishuwa
ndichambozama kuma church
Melisa: wry mr Isaac
pandavaonda vachivhura room
isingapindiwe vanga vachingo
tarisa tarisa asi dai ndavonekwa
hangu nhasi ndaitodzingwa
basa raitopera because iii
mutarisiro wavanga vachita
pane zvirimo chete zvakakosha
pamwe ndimo mune mari yavo
yose and vanhu vanemari
so"haungazi zvavanovanza iii
kana ndichida basa pano
zvirinani ndivhare wangu
muromo wekuzasi
newekumusoro zvino madam
Angela vachatopedzisira
vochiva vakomana vanoshanda
pano because ukashaya sex apa
wakaroorwa haaaa ma one
hameno tichange tiripo isu
vana melisa tichavonesa gore
rino ...
Tawanda: ndakavona ndoga
kuti pavakuda kutamba
wakachenjera because Aron
basa rakapera yaiva nyaya
yekutorana nemukadzi wa boss
shuwa munhu angapinda
akashama kokana ndaiva ndoga
handaikunda kurega zvidzva
zvandaivona kusvibirira kudaro
ndaizonzi ndakapusa because iii
mumwe muyedzo haikundiki"
shumba kurega munhu
ichimuona never "because
munhukadzi anotori muyedzo
yokutanga panyika "before
imwe yose ivepo saka
kungongwariravo because
unovona wava mujere kana
kutouraiwa pakaipa pano but
handifanirwi kuudza mr Isaac
kuti madam Angela vakapinda
mu room mangu vakashama
vanogona kufunga kuti
takatorara tose kungonyarara
vachazvivonera voga kuti
mukadzi wavo pane
zvaanofunga kana ivo vasipo
because rudo vaviri inosarira
yava kwauri apa urimushandi
futi...
Mr Isaac: ndakavona
zvirinani kuudza Rudo kuti
handina ma feelings ake
ndinemukadzi wangu Angela
nokuti ndaivona ichiramba
kumira kwaari asi
ndikangopinda mu room ya Lisa
inotosimuka very fast uye
ndakabva ndatomuudza kuti
akaramba achipfeka zvimini
zvake pamba pangu basa
richamuperera asingafungiri
ndapedza kumuudza
ndakangomusiya akangomira
achiratidza kubhoikana asi
ndakangoti ndezvake iye ndiye
aripamba pangu saka ngaite
zvanenge avona kuti zviri ryt
kwaari panezvanda kamuudza
..
End of chapter
Chapter 4
ANGELA
Madzibaba andisiku
understand kana muchiti
murikuona spiritual wife mberi
kwangu "ndibudirei pachena
ndizive I'm lost
Madzibaba Tari: Madzimai
makaroorwa asi murikuchema
mu marriage yenyu
kusanganisira room
yandaratidzwa isingavhurwi
mukati memusha wenyu asi ini
handikwanisi kukubatsirai
ndaita mudiki padambudziko
ririmukati memusha wenyu
dene maenda kunemamwe
masangano zvimwe
mungabatsirika..
ANGELA : madini
mangondibatsira ndapererwa
ini munhu washe
Mr Isaac: vandinavo
vakakwana and siyana nenyaya
iyoyo ndakaneta ndinoda
kurara wanzwa ..
Angela : ndakarara husiku
rwese ndichingofunga kuti saka
ndichatora zano ripi
Mr Isaac :kwaenda
ndakaenda mu kitchen kuti
ndinopiwa Breck fast na rudo
kuti ndigozowana kubuda
akandivona akabva atodonesa
ka tauro ndokumhanyira
kundimbundikira asina kupfeka
End of chapter
Chapter 5
MR ISAAC
Mr Isaac: hakuna
ndafonerwa na mai vangu
kumusha vachindiudza kuti
varikurwara
Angela: sorry murume
wangu tinotomuka mangwana
makuseni tichiendako neni
ndinodavo kundovona my
mother in law hati hamusati
makamboenda neni kumusha
kwenyu kubva zvamandiroora
ndingatofara kuzivana nehama
dzenyu dzose kuitira
mangwana ...
Mr Isaac: zvamangwana
ndomboenda ndoga " then
tozoenda tose mushure
memwedzi mutatu
Angela : ndakamuka
makuseni ndichitoudza
vashandi kuti mumwe
nemumwe ayite basa rake
nemazvo and hakuna
anopikisana nezvandinotaura
kubva nhasi ...nokuti mumoyo
ndaifara kuti ndakaroorwa
million dollars USD yose ndaiva
ndozvinzwa kuti ndini amai
vepano zvakawanda
zvakambobuda mupfungwa
dzangu panguva idzodzo
kunyangwe zvokuti handipiwe
sex ndakambo zvikanganwa
...asi chaiva chasara kwandiri
kuwana ma keys e room
isingapindiwe pamba
pemurume wangu...
Tatenda : zveshuwa
ndakafara neni ndanzwa kuti
madam Angela vandoroorwa
ndakabva ndambotofunga kuti
pamwe vachapiwa ma keys e
room isingapindiwe nokuti
pamwe ndimo mune mari yose
ya mr Isaac hameno tomboona
sezvo vakandoroorwa ...
Melissa: ndakambozvitaura
kuti wangu muromo nyarara
nhasi ndini ndava kubika
pamba pano " uye
ndakatovonavo madam Angela
vachiratidza kufara nezuro
kubva zvavaroorwa na mr Isaac
kuda zvava kuvaitira mu
bedroom this days " asi Rudo
handisi kuvona mufaro kwake
this days kubva
zvatachinjaniswa
mabasa"ndichambo try
kumubvunza zvezvo ari munhu
kadzi seni ndonzwa kubva
kwaari pamwe kuda arikurwara
kana kuti anoda basa rake
rekubika
Rudo ndakasara
ndichingofunga zvakawanda
ndava ndega asi
ndaingochemera mumoyo kuti
ndini ndakamanikidza mr Isaac
ku heavy sex neni vasingadi
zvino handichazivi kuti
zvichafamba sei pandichaudza
mr Isaac..
End of chapter
Chapter 6
MR ISAAC
motikari ichangosimuka
ndakananga S.A Johannesburg
ndakanzwa voice ra Lisa"
kutaura neni ... I want to be
buried mr Isaac ..asi
ndakaramba ndakangonyarara
sendisina kuzvinzwa motikari
yakamhanyiswa zvokuti 4 hours
takanga tatosvika Petersburg
tachitarisana ne road ye
Johannesburg pasina chinguva
takanga tatosvika ndakabva
ndasiya Moses mumotikari
ndikaenda muimba yava sekuru
yavai shandira asi havana
kumbotora chinguva vakanga
vatopedza kutondigadzirira
zvandainge ndafambira
vakabva vandipa mhiko yokuti
ndichisvika pamba pangu
ndinofanirwa kusvika
kuchipinda mu room ya Lisa
ndomurova nechitauro chacho
kumeso then ndapedza ndobva
ndarara naye asi imwe mhiko
ndakanzi ndinofanirwa
kumupukuta pakati pezvidzva
zvake every morning zuva
nezuva nechitauro chacho
ndobva ndachiisa pasi
pemusoro wake asi hazvina
kuti torera nguva pakudzokera
ku Zimbabwe 5 hours takanga
tatosvika ndakangoburuka
mumotikari ngakananga ku
room ya Lisa ndakasvikavo
ndokuita zvose zvandaiva
ndaudzwa ndapedza
ndakabuda mu room ya Lisa
ndokuenda ku bedroom kwaiva
na Angela asi ndakasvika
Angela achichema
aripamusoro pemubhedha asi
ndakango murega akadaro
nokuti ndaitofunga zvakawanda
mupfungwa dzangu
Rudo:pandakavona mr Isaac
vachipinda mumba
vachimhanya vakananga kuma
room's ekumusoro
ndakangoshaya ndoga kuti
ndichavatanga sei apa mvura
yaingo sinira zvimapundu
zvaiva zvatozara kuzasi
pachinhu changu chemunhu
kadzi asi chaindinetsa
ndechekuti ndaiva ndarota
hope dzakaipa ndichitaura
nemunhu ayiratidza kuti akafa
achiti ndinofanirwa kufa
ndazara mapundu pose pose
"zvino ndakanga ndotoshaya
kuti ndichavaudza
ndichitangira nepapi
ndakaramba ndakangomira
ndichingonzwisa tsitsi
"ndakamira kwenguva refu
ndichingofunga misodzi
ichingobuda ichingoyerera
pasina anoipukuta
ndakambofunga kutora tambo
kuti ndinozvisungirira mu room
mangu asi ndirimunzira kuenda
mu room mangu kundozvi
henga "ndakabva ndasangana
na Melissa achipinda mu
kitchen "akanditorera tambo
ndokupinda neni mu room yake
ndokutanga kutaura neni
achindikumbira kuti
ndisazviuraya ...
Mr Isaac: handikwanisi
kuvudza mukadzi wangu kuti
ndakarara newe
ndichambofunga nyaya yako
ndichadzoka nemhinduro asi
parezvino ndava kukupa mari
uyende
kuchipatara...ndichikutaura na
Rudo Melissa akabva atopinda
ndikabva ndabuda asi
zvakandipa kufunga
zvakanyanya mupfungwa
dzangu.. ndichindopinda mu
bedroom ndakawanikwa
Angela anyarara achiratidza
kungoshaya mufaro ndakabva
ndachimubvunza zvaanga
achichema...
Angela: akatorwa
nemapurisa nezuro kuma half
11 husiku
Mr Isaac: ok ndichaenda ku
police station musi we koti
ndinonzwa kuti saka
achatongwa mutongo wakadini
...hazvina basa zvinongoitika
chipukuta misodzi ....ndakanga
ndava kufunga pfungwa
dzakawanda kuti Angela
handifanirwi kumudzinga
nokuti ndakango muroorera...
just to stop people from talking
not kuti kumuda saka zveku
repewa kwake ndakangoti
mapurisa achaita basa rawo...
Mr Isaac:zvino nguva
dzakafamba ndikadana Rudo
kuti nditaure naye kuti
achiregedza basa achiende
kumusha kwavo nokuti Angela
ayizosvika mukuzviziva kuti
ndakarara naye ...
Mr Isaac: Rudo
achingobuda ndakatobva
ndatokwira ku room kundo
heavy sex na Lisa ndapedza
ndatobuda ndichi kiya door ra
Lisa ndakavona Angela
akatomira pa toilet iripa dhuze
ne room ya Lisa akatonditarisa
ndaida kumubvunza kuti
akatarisei asi ndakango musiya
akamira hameno kuti ayifungei
ini ndaiva ndatozvi gutirwa
zvangu bonde nemukadzi
wangu wandinoda apa ndai ziva
kuti ma keys ndini ndinawo
saka hapana zvaanga kwanisa
kuita...
Tawanda : zvino mazuva
akafamba girl friend yangu
ikavuya kuzondivona asi
yakandivimbisa kuti ichataura
kukoti kuti Angela
akambopinda akashama mu
room mangu iye arimo
End of chapter
Chapter 7
MR ISAAC
Maria: ndichangoita
sekutaura kwako pamwe
ndanga ndichirota
ndakasvinura ndombovona kuti
ghost racho rinodzoka here
pakurara ndichangorara mu
room yangu kana chipoko
chacho chazodzoka ndozorara
newe mu room mako.
Melisa:ok no problem
Tawanda:pandakazobudisw
a mujere na mr Isaac vakati
ndonoshandira ku America
ndakafara chaizvo uye
ndakabva ndaregerera madam
Angela mupfungwa dzangu
nokuti ndayiva ndaudzwa kuti
hazvifanirwi kuzikanwa kuti
ndakabudiswa mujere even girl
friend yangu handina
kukwanisa kuyitaurera kuti
ndiripi ndaka ngomuudza kuti
ndakaiswa kuchikurubhi
ndirikudyiwa nenda..guys
ndakazodzidza kuti munhu
anemari anokwanisa kukusiya
mujere kunyangwe usina
mhoswa..This time ndakapa
kutenda ndoga because even
passport yandakatoreswa
yakangobuda ipapo ipapo ...
Kephias: ok madam
.ndakabvapo ndakananga ku
room yangu ndakasvika.
ndikagara pasi not
pamubhedha ndikatanga
kufunga zvakawanda asi
ndakasvika pakuvona kuti
zvirinani ndivhare muromo
wangu wekumusoro
newekuzasi ndiko kuti
ndigobhadharwa na madam
Angela after two months
dzacho 25 thousand dollars
USD ndoga ndakasvika
pakuvona kuti kana ghost
racho rikaramba richidzoka
ndinongoita zvarinenge
randiudza until ndiwane mari
yangu uye kunyangwe
ndazopiwa mari yacho
handimbofi ndakavudza vanhu
even amai vangu chaivo nokuti
vanhu vane mari yakawanda
kudai so unozotsvakwa
ukawanikwa zvoko munhu
nguva dzakafamba
ndichingofunga zvose izvi...
End of chapter
Chapter 8
MR ISAAC
Mr Isaac: ndangonzwa
sendenga ndichirota asi
ndagwisana nevaroyi vaviri
vanga vachiti wry ndakanyanya
kupfuma ndine mari
yakawandisa asi chandafarira
ndarova vose ndikasiya
varatidza kufenda.
Mr Isaac : ini
ndinokundiswa namwari asatya
hako chi drive tatosiwa
nenguva dene tatova ku border
kutaura kudayi .motikari yava
kufamba ndakafara kuti Moses
haana kuvona Rudo angonzwa
kutaura kwangu chete .zvino
ndakatanga kufunga pfungwa
dzakawanda asi ndakavona
kuti .sezvo vabereki va Rudo
vakandi fonera number dzavo
ndava nadzo saka ndichatanga
ndafonera n'anga yangu ku
Johannesburg ndonzwa kuti
ichati kudini then ndozovona
kuti ndichazvifambisa sei .asi
semunhu anemari dzake
handina kutya zvakanyanya
ndakango batwa neka fiye
mbichana.zvino GD6 yakanga
ichimhanyiswa chaizvo pasina
chinguva takanga tatosvika
Pretoria kwatayi
enda.ndakasvikavo ndikavona
vashandi vangu variko kuti
vayiita basa rangu nemazvo
ndakafara nazvo ndikasiya
ndavatengera ma KFC vose
.ndapedza ndakapinda mu
office yangu ndikafonera
n'anga yangu ku Johannesburg
ndava kuchiyi taurira rimwe
dambudziko rakanga ravapo
yakabva yanditi......... muzukuru
iyi hayisi nyaya enda kumusha
kwemusikana wacho undotora
ivhu repa guva rake kureva
rinda . wondivigira ivhu racho
ndokugadzirira kuti asakunetsa
asi unofanirwa kutora ivhu
racho usinga vonekwi kana nani
zvake .asi nhasi husiku
uchavona zai re blue mu room
ya Lisa .ndiro raucha enda naro
wasvika kumusha kwemusikana
wacho ucharibudisa woribata
muruvoko .nokuti ndavona
musikana wacho arwisa kuti
usakwanisa kutora ivhu racho
.uye kana uchinge watora ivhu
racho unofanirwa kuvuya naro
mazuva maviri asati adarika
ndapedza muzukuru zvasarira
kwauri kuti ugo yenda kumusha
kwacho........ndapedza kutaura
ne n'anga yangu ndakatanga
kufunga kuti ndinofanirwa
kufonera vabereki va Rudo
ndivaudze kuti ndinoda
kuvaona then ndinoziva kuti
vachandipa ma direction
ndigoendako ne mari
yakawanda semunhu ari
kunovanyaradza apa ndinenge
ndichiziva zvandafambira
pamba pavo. nokuti ndinoziva
kuti munhu mutema
akangovona mari inoyita 100
thousand dollars USD anobva
atokanganwa panguva iyoyo
then ndochivona kuti
ndicharitora sei ivhu
racho.ndapedza kufunga zvose
zvandayifunga ndakabva
ndafonera vabereki va Rudo
vakandipinduravo zvakanaka
uye vakandipa ma direction
okuti ndichafamba sei kusvika
ndasvika kumusha kwacho
.pasina chinguva ndakabva
ndadobuda mu office ndikati
kuna Moses ndapedza
zvandanga ndichita ngatichi
dzokera ku Zimbabwe
.takapindavo mumotikari
ndokutora nzira yeku
Zimbabwe DG6 yakafambiswa
zvokuti hour ne half takanga
tatosvika pa border tachitarisira
kuti 3 hours tinenge tatosvika
Harare . zveshuwa 3 hours
takanga tatosvika Harare tatova
pamba pangu .ndichango
buruka mumotikari ndakanzwa
voice ra Rudo ndika tarisa,
tarisa ndikamuvona ........mr
Isaac ndinokupai 7 days chete
kureva one week kuti mubudise
muviri wa Lisa mumba kana
ndikadzoka pano musina kuita
zvandareva ndinosvika
ndichiku vurayayi physical
.only one week mr Isaac.......
pasina chinguva Rudo akabva
ato disappear . handina kana
kumupindura nokuti ayito taura
achitochema kuratidza hasha
.ndakasara ndikapinda mumba
ndikagara pa sofa
.ndakanyarara .Melisa ndiye
akazosvika nechikafu akanditi
ava kundoshedza Angela
nokuti akanga atopedza kubika
.Angela akasvika tika kwazisana
tikadya zvedu chikafu .tapedza
ndakavona Angela
achitoyeverwa ne film ra
Rambo first blood rayitamba pa
DSTV .ndakabva ndasimuka
sendinoenda ku toilet apa
ndichitoenda ku room ya Lisa
kundorara naye .ndakapinda
mu room ya Lisa ndika heavy
sex naye ndayinakirwa kunge
ndayidya huchi .guys Lisa
anonaka kudarika munhu
mupenyu. ndapedza kuyita
two rounds ndakabuda
ndikayenda ku bedroom
ndikawanikwa Angela asati
apinda mu bedroom
ndakangoti achikuvona hake
Rambo. ndakabva ndato isavo
naked weapon film rema
China kuti ndivone
ndichifunga rwedo rwekuenda
kumusha kwa Rudo .nokuti
ndakanga ndatopiwa 7 days
left kuti agodzoka kuzoita
zvaayitaura zvacho .pasina
chinguva Angela akabvavo
apinda mu bedroom tingakanga
hedu kutaura nyaya tichivona
Naked weapon.
Angela: ndatotanga
kuvonavo muchivona film nhasi
kubva zvamandiroora mr Isaac.
Mr Isaac: ndinomafarira ma
film ama china igori nyaya
yokuti ndinogara ndiri busy uye
ndinosvika pamba ndakaneta .
Angela: ok murume wangu
kana rapera tichaisa rimwe
rinonakidza remusikana iyeyi
rakanzi cyborg hati musikana
uyu ndiye Angelina Jolie .
Kephias:mazuva ano
chipoko chacho hachisi
kumbodzoka kuzotaura neni
dene mazuva achindi mhanyira
two months dzacho dzasvika
ndapiwa 25 thousand dollars
USD na madam Angela
ndigondo tsvagavo musikana
wekuroora imwe mari ndigoto
vhura zvangu ma business angu
.kuti mazuva ano kucharoorwa
sakare here zvangori zvekungo
zivana ukatobvisa 1500 dollars
USD unenge watopedza zvose
zvino diwa ndayi funga izvi
ndichitovona kunge
ndatopihwa mari yacho kuda
mari uku....
Tatenda: ndinofunga
kumbotaura na Kephias
ndimutsiure kuti asanyanya
kuyita close na madam Angela
because vamwe varikuma jere
nazvo. ngazive zvebasa rake
rakavinga pano because mr
Isaac vakazozvibata kuti
vanotoseka vose
achadimburwa musoro chete.
Mr Isaac:ndakamukavo
makeseni acho ndikapinda
munzira kuyenda ku musha
kwana Rudo zvekuma half 2
ndakanga ndatosvika Moses
ndakanga ndamusiya nokuti
ndakanga ndisingadi kuti azive
zvayiitika" pandakangoti
ndichimisa motikari pamba
pana Rudo ndakabva ndato
vona rinda raiva pachuru
ringori roga ndakabva ndabuda
mumotikari ne bag remari
ndisati kana ndambogara pasi
amai vake vakatanga
kundibvunza mubvunzo apa
murume wavo ayiva akatobata
sanhu muruvoko akatomira
asina kugara pasi achito ratidza
hasha
End of chapter
Chapter 9
MR ISAAC
Kephias: unondivudza
zvokuti ndisataura na madam
Angela sei ini ndirimu shandi
wepano warwadziwa nei
pazviri.
Tatenda: ndangoti
ndikutsiure semumwe wangu
nokuti mumwe mukomana
wayishanda pano ayinzi
Tawanda ariku jere saka iwe
ndangokuruma nzeve chete
ukaramba uchiseka navo
ndichazokuvona wava kujere
Kephias: ndanga
ndisingamboto zivi zvachose
nyaya iyi zvakaitika rini
Tatenda : pava ne two
months later zvayitika saka
ndango kuvudzavo kuti gara
kure navo kureva kuti ziva
zvawakavinga pano .
Mr Isaac:zvino ndakagara
mumotikari kusvika kuma half 1
vabereki va Rudo vasati varara
.pandakazo vona kuti vachirara
ndakanyatso kufamba
mbichana mbichana ndichienda
parinda ra Rudo ndakasvika pa
rinda racho ndokubudisa bepa
muhomwe rikuti ndichisa ivhu
racho ndakanzwa voice ra Rudo
ndikatarisa tarisa ndikamuvona
aripamusoro perinda rake
pandaida kunokora ivhu pacho.
........mr Isaac murikutsvagei
parinda rangu .........handina
kana kumupindura ndakango
mutendeka nezai rangu akabva
atonyarara ndikanokora ivhu
ndapedza ndakabva
ndandopinda mumotikari
yangu handina kana kumbo
noka pa window pandakanga
ndanzi ndinoke kana ndava
kuyenda ndakafambisa motikari
zvokuti yaimhanya kuti
ndigobata nguva ku Harare
nokuti ndayida kuzondo
gadzirira kuti ndirare ndava ku
Johannesburg handina kutora
nguva zvekuma half six
makuseni ndakanga ndatosvika
pamba pangu ndakabva
ndatonanga ku room ya Lisa
kuti ndimbondo rova one round
ndatosvika pamukova
ndakanzwa futi voice ra
Rudo..... murikufungei ne ivhu
rangu mr Isaac ......ndakabva
ndabudisa futi zai rangu
ndikanzwa anyarara ndakabva
ndarara na Lisa ndapedza
ndakabuda ndikayenda ku
bedroom kwaiva na Angela
handina kana kumbogara
ndakabva ndamudza kuti
ndichambo buda ndinodzoka
manheru .ndakabva ndashedza
Moses kuti a drive tiyende
Johannesburg. motikari
ichangofamba mbichana Rudo
akabva amira mberi kwe
motikari ndikabuda
mumotikari kuti ndinzwe
zvayida kutaura apa ndaiva
ndakatobata zai rangu
muruvoko.............mr Isaac
End of chapter
Chapter 10
MR ISAAC
Maria:ndakamuka makuseni
ndichitsvaira ruvanze
ndikavona ropa raiva
pavharanda rakawanda chaizvo
asi payiva netsamba yakanyora
pandakatora tsamba kuti
ndiverenge ndakavona
mutsamba makanzi ....ndini
Rudo madam Angela ngava
verenge zvirimutsamba iyi
ndisati ndapedza kuverenga
tsamba yacho yakabva ya
nyangarika muruvoko
rwangu.asi ndakamhanya
ndakananga ku room ya
madam Angela kuti
ndinovaudza uye vavone ropa
raiva pavharanda .
Maria ndakasara
ndakangomira ndakabata
muromo apa kuti ndindovudza
Melisa ndakavona kuti anogona
kundovudza futi madam Angela
nyaya yacho ikazondishatira
zvachose asi ndakabva
ndatovona kuti pamba pa mr
Isaac panezvikukutu zvinorema
asi semushandi handikwanisi
kusimudza musoro
zvakanyanya nokuti hapana
arikundi believe kusiya kwa
kephias because
akambosangana nazvo
ndakazopedzisa kutsaira zvangu
asi zvayingondibata
mupfungwa dzangu zvandaiva
ndavona ..
Mr Isaac:Takazosvika
Johannesburg kuma 10 to 12
midnight nokuti ndaiva
ndatambudzwa na Rudo
munzira motikari ichiramba
kufamba ndichigwa naye
ndakasvikavo ndikadanidzira
mudare ra sekuru
ndikavhurirwa ndichangopinda
mukati ........muzukuru
wanonoka kusvika asi ndino
understand dambudziko
rawasangana naro munzira asi
chinzwa musikana wacho aripo
pano zita rake ndi Rudo
pakayipa muzukuru ......sekuru
ndibatsirei shuwa hapana
kumira zvakanaka ......... Sekuru
ndipe zai muzukuru
.........ndichinotambidza sekuru
zai rakabva radonera pasi rika
putsika pasina chinguva
ndakanzwa voice ra Rudo
.........ndinokuvurayayi mose
pano sekuru majayira kusunga
mweya yavanhu kuti isamuka
muchirarisa vanhu nezvitunha
nhasi tinopedzerana chete soul
to soul ........sekuru dzokera
kwawabva ndisati
ndakuparadzira pano
...........Rudo. no ngapagwiwe
izvezvi handivhundisirwe ini
handidzokeri ndisina kupedza
basa.......
End of chapter
Chapter 11
MR ISAAC
"manje muchavona
mukasandipa 25 thousand
dollars yangu mari yacho
ichakuvavayi�
"how dare you speak to me like
your girl friend kephias
" Sorry
"Sorry to yourself
Moses: ndayiva zvangu
ndakanyarara ndichi drive asi
nechemumoyo ndakangoti
kana kurikuti hupfumi rwa mr
Isaac rwakanaka abva haruperi
zvekumhanya wonder's shall
never end
"yeah
"ok
Ok my beautiful daughter ❤️
Melisa ndakangovona
kephias asina kana mufaro kana
kudya asina asi ndakangotivo
ndimubvunze kuti wry
achingori like munhu
arikunyanya kufunga
End of chapter
CHAPTER 12
MR ISAAC
Melisa
ndayito bika chikafu
chamanheru ndiriku kitchen
ndapedza kubika ndisati
ndapakura ndakanzwa ka
sound kayifamba kumashure
kwangu ndakacheuka
ndikavona ndi Rudo
ndakavhunduka ndikadonha
pasi ndakazomuka pava paya
ndikavona asisipo
ndakazopakura chikafu
ndichingo bvunda kuratidza
kutya pasina chinguva madam
Angela vakabva vasvika
ndisingavavoni ndakangonzwa
voice kutaura ndakabva
ndavhunduka ndakadonesa
ndiro yandayiva ndakabata
ikapwanyika
Mr Isaac
Ndakazomuka nguva dzava
kuma 9 husiku Angela
akangogara pamusoro
pemubhedha ndakatoshaya
wry asingapindi mumachira uye
achingobudisa misodzi pasina
amurova ndayida kutobuda
kuyenda ku room ya Lisa
akamhanyira kumira pa door
kuti ndisa buda
"murikuyendepi husiku garayi
pasi timbotaura pano pamba
pashata chaiko Rudo arikunetsa
kubva kuvashandi tose neni
ndivudzeyi chokwadi kuti wry
achinetsa pano iye ayingori
mushandi
Mr Isaac
Kephias
Melisa
Mr Isaac
Mr Isaac
End of chapter
CHAPTER 13
MR ISAAC
11 days later ndayitobva
zvangu out ndikafonerwa na
sekuru .........muzukuru ndava
ryt uvuye kuno ku
Johannesburg mangwana pane
imwe ring yandinoda kukupa
kuwedzera pane yaunayo
kuitira kana Rudo avakuya
ashaye simba uye ring idzi kana
dzava mbiri achashaya simba
zvachose kutaura kudayi
ndakatobva kugungwa nezuro
kundosimbiswa ne njuzu yangu
ikozvino hapana
zvaangakwanisa kundiita
akadzoka anopararira pano
ndinoziva kuti achadzoka
achifungidzira kuti ndichirizviya
zvandaiva .........ok sekuru
ndinouya mangwana asi kubva
zvamabva kwaari handina
kumbovingwa naye futi .......ok
muzukuru pamwe inyaya ye
ring ndovona wasvika
mangwana ..........ok sekuru
ndapedza kutaura na sekuru
ndakanzwa moyo wangu
kushununguka chako apa 11
days dzose handina
kumbovingwa na Rudo zvinu
zvangu zvayingofamba
zvakanaka kephias ayi drive
zvake kusvika tasvika pamba
ndakaburuka mumotikari
ndikapinda mumba nemufaro
mukuru handina kana
wandisina kumhorosa zuva iri
kana na Angela akatoshaya kuti
ndayifarireyi kusvika
pakuvudza vashandi kuti
kutanga next month
ndinokutambirisayi 500 dollars
USD pamwedzi mumwe
nemumwe ndakavona
vashandi vangu vachifara
chaizvo ndakabva ndavaudza
kuti ndinoda kukuitira party
nokuti munoshanda zvakanaka
ndapedza kuvaudza ndakabva
ndakwidza ku bedroom na
Angela takasvika tikayita nyaya
dzayifadza nokuti ayitotanga
kutovonavo mufaro wangu
zuva iri
Maria
zuva iri ndanzwa zve party
ndakafara kusvika pakuda kupa
mr Isaac hug chaiyo
ndakaswera masikati ose
ndichifara uye ava manheru
ndakaenda mu room ya Melisa
kundorara tichita nyaya hakuna
dzimwe dzayitaurwa kusiya
kwedze party nekufarira
kuwedzerwa mari kwakasvika
mukuyedza takangogara tiri
two zviya zvokuti takambovona
chipoko zvakanga zvabuda
zvose matiri Melisa
akazotobuda achindoitira Mr
Isaac chikafu kuma seven
makuseni ndakasara
ndichitobudavo ndichindoita
mabasa angu rekutsvaira
nereku wacha ndapedza
mabasa angu ndakabva
ndatofonera amai vangu
ndichivaudza kuti tirikuitirwa
party uye tawedzerwa mari
Kephias
Tawanda
End of chapter
CHAPTER 14
MR ISAAC
"Ok
End of chapter
CHAPTER 15
ANGELA
Melisa
ndakavona kuti Madam Angela
vayenda kumusha kwavo uye
hapasisina kumira zvakanaka
ndakambofunga kusiya basa asi
pandakavudza Maria
patayibatsirana kunhunga ma
bottle ndiro zvakasiyana siyana
zvaiva zvaitika musi we party
ndakazodzora pfungwa dzangu
"but mamwe ma drama
atinosangana nawo vasikana
ka akanyanya kana ndazogara
ndava nemusha wangu inozova
nhorondo kuvana vangu
nemurume wangu
Angela
Mr Isaac
ndichiku Pretoria
ndakafonerwa na sekuru
.......muzukuru ndavona
mukadzi wako afamba pamwe
chete navabereki vake asi iwe
usamubvunza nyaya iyi
pachadzoka achakupa drink
usamwa urambe .........ok
sekuru ndazvinzwa tavamunzira
kudzoka ku Zimbabwe ndakati
nechemumoyo asi anoda
kundiuraya osara ne wealth
yose yandinayo
Angela
ndakamukavo ndikatorana
nevabereki vangu tikayenda
Kwa sekuru takangotora zvedu
48 minute taiva tatosvika
sevanhu vaifamba nemotikari
tasvika padare rasekuru
takabvisavo shangu
ndokupinda
mukati........vazukuru
mafambira nyaya ya Angela
mwana wenyu uyu
watambudzika kumurume
wake wachema ne room
isingapindiwe pamba
pemurume wake ndizvo here
muzukuru..........yeah ndizvo
sekuru .........sekuru ok chiisayi
makwati angu mundiro umu
ndigokuvudza zvokuita
.........ndakaisa makwati acho
mundiro yasekuru .........sekuru
yeah muzukuru mushonga
wandinokupa uyu uchaisa mu
drink wopa murume wako kana
apedza kumwa achabatwa
nehope iwe wotora sipo isina
kumboshanda woyinyika
mumvura then wopima key
irimuhuro make asi unopima
iripa gold cheni ndiyo key ye
room isingapindiwe wapedza
wondoyi chekeresa kuma
hardware asi usavhura wega
nokuti unogona kuita PTSD
kungodonha pauchavona
zvirimukati mayo ini
handikwanisi kukutaurira
zvandiremera muzukuru
ndapedza mungabuda zvenyu
nenhembe yeshure mufambe
zvakanaka .......tirimunzira
kubva kwasekuru ndainzwa kuti
ndichipinda munzira kudzokera
nokuti kudhara ndichida kuziva
zvirimu room yacho tasvika
kumba nevabereki vangu
ndakagara pasi navo
ndikavaudza kuti mangwana
ndirikudzokera kumurume
wangu
End of chapter
CHAPTER 16
MR ISAAC
ANGELA
ndakamuka makuseni
ndikaweneka vabereki vangu
ndapenda ndakapinda munzira
kudzokera ku Harare kumba
kwemurume wangu asi
ndayinyanya kufunga
ndirimunzira kudaro
ndakafunga kusvika pakufunga
kuti ndinofanirwa kuwana ma
papers ama business uye imba
iswe muzita rangu asi
ndichikufunga kudaro
ndakavona rima mberi kwe
motikari ndikamisa pa side pe
road pasina chinguva
ndakanzwa voice rayitaura
.......madam Angela pfungwa
dzamurikufunga hadzibudi mr
Isaac munhu ane mari
yakawandisa even ma business
kunedzimwe nyika mirirai
nguva musamhanyira mberi
.......voice iri rapedza kutaura
rima rakabva rabva
ndikaenderera mberi nerwendo
rwangu asi ndakazvi bvunza
kasingaperi nokuti ma papers
ama business ndaiva
ndatowana plan yawo nguva
dzakafamba ndirimunzira
ndikasvika Harare kuma half
one masikati ndakawanavo Mr
Isaac varipo asi havana
kundibvunza zvakawanda
vakangonditi wadzoka
Malisa
Tatenda
Angela
END Of CHAPTER
CHAPTER 17
Angela: pandakavona kuti
ndabatwa ndakashaya kuti
ndoita sei ndakaramba
ndakangobata mushonga
wangu ndakamuratidzira mu
cup ye drink pandakavona mr
Isaac vouya pandiri handina
kana kutsiduruka ndakaramba
ndakango sitika ndakazovona
vodira rimwe drink ndokubva
vadzokera ku bedroom
ndakasara ndikagara pasi
kwechinguva ndakangobata
shaya kana pfungwa dzakambo
buda panguva iyo zvino
dambudziko rakazoitika ndaiva
ndotya kundorara ku bedroom
kwavari nguva dzakafamba
kusvika kuma five makuseni
ndipo pandakazo nyahwaira
ndichienda ku bedroom
ndakasvika ndikango zvivhara
musoro ndisina kuvata
ndakazosara ndovata kuma half
seven vabuda vasina kutaura
neni ndakambofunga kuti
ndifonere amai vangu
ndivaudze kuti madhiri aya
akabatwa asi ndakatovona kuti
kwava kutopedza nguva
ndakazobatwa nehope
ndikamuka masikati na 3
o'clock apa nzara yaiva
yandirova kuti ndichidya
chikafu chairamba kupinda
because handayiziva zvaiva
zvofunga mr Isaac ndakaswera
nenzara kusvika zuva ravira
Melisa akazosvika pakuti
"madam wry musina kudya
even kunwa drink zvaro
handina kana kumupindira
ndakangoti ndirikurwara asi
ndakatomuvona kuti
ayitobatikana nekusadya
kwangu nguva dzava kuma
seven manheru mr Isaac
vakabva vasvika vakangoburuka
vakananga ku bedroom hapana
wavakataura naye handina
kutora chinguva ndakabva
ndakwidzavo kumusoro ku
bedroom kuchindokumbira
ruregerero ndakapfugama pasi
ndichidetemba mutupo wavo
wavaera shumba ndipo
pandakavona vavakuita
kakusekerera mbichana
"asi Angela zveshuwa wayida
kundipfuudza kuti ugosara
uchita zvaunoda hati because
wakavona ndine mari
yakawanda ukatovona yava
yako yose hati "manje chero
wanga wakandipfuudza zvinhu
zvose zviri mugwara iwe wayi
zongowana zvakakukodzera
semukadzi wangu
"ndaiva ndisingadi kupfuudza
hupenyu rwenyu ini waiva
mushonga wokuti mude kurara
neni because pava ne 3 years
mandiroora asi hapana even
one day zvaro ramakambo
heavy sex neni
"saka mushonga wacho
wakamuwanipi
Mr Isaac: tasvika ku
Zimbabwe na kephias
ndakaburuka mumotikari
ndakananga mumba ndava pa
door ndakangonzwa like
ndayishedzwa kumashure
kwangu pandakacheuka
ndakavona ndi Rudo
ndakazama kumutendeka ne
ring asi zvakashaya basa akabva
asiya msg ............mr Isaac
makatadza kubudisa chitunha
panguva yandakakupayi " imwi
ndayigona kukuregererayi
nokuti chandaida ndechekuti
mubudise Lisa pachena kuti
hamuna kumuviga ari mumba
kwe 3 years 2 months zvino
kwasara 72 hours ndikadzoka
pano musina kumubudisa
ndichaita kuti zvibude pachena
uye imwi ndichakuparadzayi
ndofunga msg yangu mayinzwa
END Of CHAPTER
CHAPTER 18
Mr Isaac : 3 days later nguva
dzaiva dzava kuma 11 makuseni
ndayida kutoyenda kundotenga
take away nokuti ndakarega
kudya chikafu chinobikwa
pamba pangu kubva musi
wandabata Angela redhandend
achindiisira mushonga mu
drink. ndakabuda mumba
zvakanaka ndava kundopinda
mumotikari ndakavona kaku
vayima mberi kwangu
ndakabva ndaregedza kupinda
mumotikari pasina chinguva
ndakabva ndavona ndi Rudo asi
handina kumutendeka ne ring
because yaiva yakambotadza
kushanda akatanga kutaura
nehasha ...........mr Isaac nhasi
ndiro zuva renyu rekufa
physically vudzayi mukadzi
wenyu chokwadi ndisati
ndakuvurayayi izvezvi
so.........ndakaramba
ndakanyarara pasina chinguva
ndakavona sekuru vatosvika
........sekuru hakuna munhu
waunouraya pano Rudo mira
ndikuvudze before
ndikuparadze iwe ndiwe
wakamanikidza mr Isaac kuvata
navo ivo vasingadi ........Rudo
sekuru ndinokuparadzayi
izvezvi zvirinani mudzokere
kwamabva ndisati ndakuyitayi
mapisi matatu ........sekuru
varikumvura ndipei simba
ndava kuparadza zvachose
muzukuru Rudo ndamuparadza
zvachose physically zvino ndava
kuchishandisa ivhu repanda
muparadzira kushunga mweya
wake zvachose kubva nhasi
hachakudzokeri kusvika kuma
gumo ehupenyu rwako ivhu iri
randashunga naro mweya wake
ndavakuyenda naro usare
zvakanaka muzukuru
.........pasina chinguva
ndakavona sekuru vasisipo
ndakasara ndikapinda
mumotikari ndichifara kuti
hakuchina achaita kuti
ndibudise Lisa mumba takabva
tamutsa motikari tikayenda
kundotenga chikafu changu
hatina kutora chinguva takanga
tatodzoka pamba ndakaburuka
mumotikari ndikapinda mumba
ndichifara zvisingaiti ndakabata
chikafu changu ndakapinda
mu bedroom ndikatanga
kuridza music ndichifara
chaizvo ndichitamba
ndichiseka ndoga
"ndangototi ndikuvudze
otherwise ndayigona kutoyiba
ndoga
"Yeah manje wakaura ndinoda
kuvuudza mr Isaac zvepabasa
uzive kuti rako hapachina uri
imbwa yemunhu
END Of CHAPTER
CHAPTER 19
Mr Isaac: Pandakamuka
after 9 minutes
ndichangopedza kudya chikafu
ndakazvibvunza kuti wry
ndangovata zvisina tsarukano
ndakabva ndavata nhema kwe
1 hour pandakavona kuti
Angela avata ndakabuda
ndikaenda kuma cameras angu
ndikandotarisa kubva na 9 pm
kusvika na 9 :30 pm ndakavona
zvose zvakaitika asi
ndakazviudza kuti Angela
handimbo mubvunzi
ndakadzokera ku bedroom
ndikasvika ndikarara kwayedza
ndakavudza Angela kuti
ndichambobuda " ndakabva
pamba ndakananga
kundotenga imwe key ye room
ya Lisa handina kutora chinguva
1 hour ndakanga ndatodzoka
ndakasvika pamba ndikavona
Melisa ayiva ku kitchen
ndikamuvudza kuti avudze
vashandi vose kuti one hour
hakuna anokwidza kuma
room's ekumusoro zveshuwa
hakuna akakwidza ndakachinja
key ndikapedza ndapedza
handina kugara ndakabva
ndatora ayivapo ndikamayisa
mubepa ndakabva ndadzika ku
kitchen Melisa ayiva achita
hake basa rake ndakabva
ndabuda ndikapinda
mumotikari mandayiva ndasiya
kephias akagara takabva
tayenda somewhere
kwandayino check mamwe ma
business angu zuva rakasvika
mukuvira tiriko zva Angela
ndakangoti arikuzvi tambudza
uye handimbo murambi sezvo
arimukadzi we "just to stop
people from talking
Angela: pandakasvika pamba
ndakapinda mu bedroom
ndikapfeka nhumbi dzekugwisa
ndapedza kupfeka ndakatora
tsvimbo� ndikatora chisanhu �
chaivamo mu bedroom
ndikachikochekera muchiuno
ndikamhanya ku kitchen
kundotora banga️ kugadzirira
kundogwisa chikara kana
ndichinge ndapinda mu room
isingapindiwe" ndakabva
ndananga ku room yacho kuti
ndinovhura ndipinde mukati
ndasvika pa door ndakazama
ma keys ose akaramba kuvhura
ndakambofunga kuti pamwe
ndakapima key isiriyo "asi
ndakazonyatso kufunga kuti
ndakapima iyo bcz ndiyo yaiva
pa gold cheni ndakabva
ndagara pasi pa door ipapo
ndichifunga kuti wry "
ndakatora about 1hour ndiripo
ndichingofunga ndakazobatwa
nepfungwa yokuti pamwe
ndakanzwikwa asi ndakazvi
bvunza kuti vachinja key
nguvayi ivo vabuda makuseni "
ndakabva ndamhanya ku
kitchen kundobvunza Melisa
kuti Mr Isaac vambodzoka here
pamba
"madam ini ndanga ndichisuka
ndiro dzangu mu kitchen muno
vangopinda kwe 20 minutes
vakabva vatobuda kwakanaka
here mavabvunza ipo pari
pamba pavo?
"yeah kwakanaka chero neni
ndinebvumo yekuvabvunza bcz
ndirimukadzi wavo wabatikana
neyi kubvunza kwandaita
murume wangu
"ndavona nzira yacho
vamabvunza nayo sorry henyu
kana ndakanganisa kupindura
END Of CHAPTER
CHAPTER 20
Angela: 3 days Mr Isaac
vachingori pamba vasingambo
budi kuyenda out ndakangoti
pamwe ndakabatwa futi
"mazuva ose awa nenivo
ndayingoswera pamba "ma
keys angu ndakamaviga pakati
pehembe dzangu zuva rechi 3
ndakanyanya kufunga kusvika
pakupererwa nepfungwa asi
dzimwe pfungwa ndaiva ndoda
kuchirega kuvhura room yacho
bcz ndayitovona kuti madhiri
angu ose arikuramba apa
ndinogona kuzoti ndichida
kuvhura pamwe after viki
panozobuda pacho mr Isaac
ma keys anogona kuramba
kuvhura bcz kubva
zvavandiroora hapana
pavakambogara 3 days vasina
kana kumbobuda kuyenda out
asi apa havasi kana kubuda
dzimwe pfungwa dzoti sezvo
ndakaudzwa na sekuru kuti
mari yavo hayisi yehurombwa
zvayigona futi kundishaisa
kumba rekuvhura sezvo ivo
vava kungoti take take neni
ndikabuda vanodongorera kuti
ndirikuendepi "asi handina
kana kumboratidzira kuti pane
zvandirikuda kuita ndayingoyita
semunhu asina kana chanoziva"
asi chakazoramba
chichindinetsa pa 3 days idzi
vayigona kupinda mu room
yacho 2 times per day ndayiita
sendisi ngazvivoni zvangu uye
ndisingambo vabvunzi ndizvo
zvakazondipa kuramba
ndinepfungwa yokuda kuvhura
room yacho kana vakangobuda
chete even hour imwe chete
zvayo"apa mutemo waiva
vatochinjwa ma toilet
ekumusoro ayiva atonzi
hachashandiswi koshandiswa
ekuzasi uye vachiti
kuchavakwa mamwe panze"
saka apa zvayiva
zvatowomeravo neni kuti
ndichavhura sei room yacho
zuva ravira ndapedza kugeza
kechi two ndakambo zvitarisa
pa mira ndikavona ndiri black
beaut asi ndakazvibvunza kuti
wry mr Isaac vasingadi kurara
neni even 3 days idzi vayingoti
vakaneta
Melisa: apa ndakazosvika
pakuvona ndoga kuti hapachina
kumira mushe zvachose pamba
pa mr Isaac "ndakagara pasi na
Maria na Tatenda
tichivonesana mayererano
nokurambidzwa kushandisa ma
toilet ekumusoro
Maria:ini ndinovona sokuti
inyaya yokuti aripedo ne room
isingapindiwe kuda ndosaka
vati tishandise ma toilet ekuzasi
Tatenda: ndizvo hazvo but i
room rudziyi isingapindiwe
even enemukadzi wavo Madam
Angela
Melisa: guys isu chedu
kushanda pano ngatingo
taurayi zve ma toilet tisiyane
nezve room iyi tikanzwika
tichitaura nezvayo tinogona
kudzingwa basa tose tikaswera
tava kushandira mari
isingatenge mu Harare muno
Maria: taura hako melisa ini
handichadi kuramba
ndichitaura nezve nyaya iyi bcz
handidi zvozondidzingisa basa
veduwe "ndakadaro
ndichitobva pavari
Melisa : yeah ini ndabudavo
mazviri ndavakuyenda ku
kitchen kwandinoshanda ndiri
Kephias: ndaiva
ndakatogara zvangu mu room
mangu ndikanzwa
mr Isaac vondishedza
ndakayenda ndichimhanya
"ugadzirire kuma 3 tinoyenda
kumusha kwangu ndinoda
kumbondovona vabereki vangu
"ok murungu wangu asi pane
imwe nyaya inogara
ichindinetsa ndakati ndakagara
mu room mangu rimwe zuva
ndikafonerwa na Moses
achindivudza kuti akadzoka
anoda kuti tibe mari tigotiza
basa
"Kephias do you have evidence
to provide here
Moses:
anondinyepera ndakataura
naye rini izvozvo makore
mangani ndichi kushandirayi
ndayiregereyi kuba mari yacho
END Of CHAPTER
CHAPTER 21
Tavonga chimbudzana
Pandakanzwa kuti mr Isaac
vasungwa ndakatsvaga USB ine
information yose ku Pretoria
mu office yavo hombe
yandinochengetera zvakasiyana
siyana zvema business
avo"ndayiwana USB ndakafara
chaizvo nokuti ndiyo ichava
nehumbowo ku high court zim
Harare musi we court ine zvose
kubva pakudzingwa kwa Aron
basa awanikidzwa achi heavy
sex na Lisa uye kuzviuraya kwa
Lisa ega bcz akanwa mapiritsi
ekuzviuraya nezvakawanda
kusanganisira hupfumi rwa mr
Isaac pavakanunga simbi
yemari kureva goridhe
ravakapiwa ma million dollars
ku America asingaverengeki
"zvino ndakabva ndatosimuka
kubva kuno S.A Pretoria
ndakananga ku Zimbabwe
Harare kundogadzirira zuva
remusi we court "uye kubva
musi wasungwa mr Isaac
ndakafonerwavo nema Lawyer
avo arikunedzimwe nyika
dzakayita se "America
kuchasimuka matatu south
Africa 4 Botswana 2 Zambia 1
bcz Mr Isaac imbinga yenyika
Mr Isaac
Angela
pandakavona ndirimuchipatara
ndakavhunduka kuti
ndirikutsvageyi mu hospital asi
mayiva matozara hama dzangu
ndidzo dzakazogara neni pasi
dzikandirondedzera zvose
zvakaitika "ndipo pandakazo
rangarira asi handifungi
ndikaregerera mr Isaac
zvichanditorera nguva" uye
ndichatenga Coffin re 5 million
dollars rekuviga naro maiguru
Lisa bcz handifi
ndakakangamwa kuti mr Isaac
vayimuda" kusvika pakurara
naye arichitunha kwemakore
matatu nemwedzi mitatu"
ndakafunga zvose izvi
ndikachema pamberi
pevabereki vangu nehama
zhinji dzehukama uye ini kana
ndabva kundoviga maiguru Lisa
ndichadzokera kumusha kwedu
kusvika mr Isaac vacheneswa
bcz handingarari nemunhu
ayirara nechitunha uye
handifungi kuti marriage yedu
icharamba iripo shuwa
nemunakiro wandakaita
ndorarirwa nechitunha
Maria
"zvakangofanana ko izvozvi
muripo wani pabasa
makaregereyi kusiya basa
muchiti pabuda chitunha
"hazvina kufanana mhamha
Maria nekuda zvinhu
akangonzwa kuchema ku room
isingapindiwe kwava kumhanya
achiyendako kwava kusvika
nekufenda one time
"kana newe mwanangu dene
wakavona panguva iyoyo
wayigona kutofendavo newe
zvinotyisa kuvona chitunha
chaunoziva kuti chakatovigwa
kare kana neni ndayigona
kudonha ndikatofa zvachose
Moses
ini pandakangonzwa kuti mr
vasungwa ndakafara chaizvo
bcz vayiva vatondidzinga basa
ndakangoti deni ndirini
mutongi wedzimhosva
ndayivatongera life in jere
Aron
yeah kunyangwe zvangu
ndakadzingwa basa na mr but
iyi nyaya ndakavona ndoga kuti
vanobuda bcz imbinga yenyika
zvasiyana nesu tinochengeta
dzimba dzevanhu "uye
ndakafunga izvi kusvika
pakuvona kuti mari yakanaka
mishonga yekuti chitunha
chisavora uye chisanhuwa
ndiyema million dollars yeah
but mr vakashinga not
zvokutamba
Tawanda
ndayiva ndatodzokera ku
America asi ndakangoti
nechemumoyo mr imbinga
yenyika vanobuda zuva re court
bcz vanema Lawyer akawanda
uye emhando dzepamusoro
zvasiyana nemumhuvo zvake
Tatenda
zveshuwa ndakavona kuti
zvakawoma mari inoyitisa
munhu zvakawanda takasara
tikayita nyaya na kephias
kusvika kwayedza
"saka madam Angela vavhura
sei room iyi ivo vasina ma keys
ayo
CHAPTER 22
Mr Isaac
zuva re court pandakavona
Tavonga ndakabva ndatoziva
kuti ndirikubuda bcz ndayiziva
kuti zvose zvandayitora pama
cameras zvirimu USB iyoyo"
uye ndakatarisa ndikavona ma
Lawyer angu ekunedzimwe
nyika aripo achiratidza kuda
nezvenyaya yacho apa
vayitoziva kuti vakayita basa
nemazvo mari ndinovadirira
High court
Mr Isaac
5 days later ndabuda mujere
ndakayenda kumusha kwa Lisa
kundokumbira ruregerero asi
ndasvika ndakaripiswa 1million
dollars asi semunhu anemari
dzake handina kumbovona
semari kwandiri uye
ndakafarira zvakayitwa na
Angela kutatidza rudo kuna Lisa
Hama dza Lisa
Mr Isaac
Tatenda
ini ndinomira nemwi murungu
wangu uye handina
kumbozviisa munjere dzangu
nokuti ndinoziva kuti ndizvo
zvinoyita true love
Mr Isaac
ndapedza kutaura nevashandi
vangu ndakapinda munzira
kuyenda kumusha kwa Angela
"kuti ndinotaura navabereki
vake uye nedzimwe hama
dzake bcz Angela hasi ku
understand kunyangwe zvake
akakumbira 5 million dollars
yokutengera Lisa COFFIN asi
handichazivi kuti achagara here
mu marriage iyi bcz zvokuti
ndakarara nechitunha ndiri
mbinga yenyika saka
dambudziko racho
rinogadzirisika then
ndozokwanisa kuzorara
nemunhu mupenyu asi kana
andiramba hake ndinoroora
mumwe mukadzi" ndasvika
kumusha kwa Angela hama
dzose dza Angela dzakangonditi
nditange ndaviga Lisa nyaya
yangu na Angela yozovonekwa
asi zvakawanda vachatevedzera
zvichabva pakati pemoyo wa
Angela "ndanzwa mashoko awa
handina kugara ndakabva
ndasimudza GD6 yangu
kudzokera Harare
Angela
mazuva avamba kwasara 3
days kuti tindoviga Lisa
ndakagadzirira uye ini na mr
Isaac takanga tisingataure
nyaya nokuti
ndakavagumbukira
zvakanyanyisa
Mr Isaac
1 week later takapinda munzira
kundoviga Lisa kumusha
kwangu kwazvimba "pamariro a
Lisa payiva nevanhu vayikwana
million revanhu uye hama
dzose dzakakumbira kuti
COFFIN rivhugwi pandakavona
COFFIN ravakudziswa
ndakabvapo ndikayenda seri
kwemba kundochema mukadzi
wangu nokuti ndayiziva kuti
handichazomuvoni futi again
Angela
END Of CHAPTER
Semi final
FINAL SEASON 1
CHAPTER 23
Angela
Mr Isaac
Chipo
Ndaroorwa na mr Isaac
ndichivona vachitadza ku heavy
sex neni ndakambofunga kuti
pamwe handisi kunyatso
kugeza zvino rimwe zuva
arimanheru ndakageza nguva
dzekuvata ndapedza
ndakapfeka ka night dress
kangu kadiki diki musi uyu
ndakabata bata mr Isaac pose
pandinoziva kuti ma feelings
emurume anosimuka asi
ndakasvika pakuvona kuti
ndirikupedza nguva ndakabva
ndabva pamusoro pavo
ndikarara ndakagumbuka uye
ndakavafuratira ava makuseni
ndakavaudza kuti " i have
everything at my beck and call
but i want more.....i am a
woman i want to love and be
loved ndapedza kuvaudza izvi
havana kundipindura vakabva
vatobuda vakayenda vasina
kuweneka asi ndakangoti ini
vakasachinja ndinoenda
handinga gariri zvakadaro
Mai Angela
Mr Isaac
ndakabva pamba ndichienda
S.A Pretoria kuma business
angu asi ndakanga ndisina
mufaro zvachose bcz
ndayitovona ndarambwa na
Chipo ndasvika ku Pretoria
ndakapinda mu office yangu
ndikatanga kufunga
zvakawanda kusvika pakuvona
kuti kana Chipo akasiyana neni
ndinongogara kusvika
dambudziko rangu ranaka
kunyangwe ndika cost ma
million dollars kuti ndinake apa
kuti ndivudze chipo kuti
ngamirire zvichanaka haasi ku
understand zvachose
ndakasvika pakuvona kuti
Angela i wife material asi ava
wife material yemumwe
murume bcz pakaroorwa
akandiudza kuti ndichirega
kumufonera "nguva
dzakafamba ndichingofunga
zuva kusvika pakuvira nguva
dzava kuma past six ndipo
pandakazobuda mu office
tikadzokera ku zim na kephias
nemunzira ndayiva ndisingadi
zvokutaura kusvika kephias
angotangavo kunditaudza
"murungu wangu
munoratidzika kufunga
zvakanyanya inga makaroora
mumwe mukadzi zva Angela
chingozviudzayi kuti
zvakadarika bcz matova
nemumwe mukadzi new wife
"hayisi nyaya ya Angela
ndirikutofungavo zvangu
zvimwe
pandakavona dambudziko ra
mr Isaac risinga chinji
ndakarongedza nhumbi dzangu
dzose ndikadzokera kumusha
kwedu
Mr Isaac