You are on page 1of 3

Rondedzero

Tsamba
Zviperengo
Zvimiso
Mutauro
Zvirungamutauro
Mutinhimira
Batanidzo nepatsanuro yamazwi

Vhiki inopera MUSORO   VAVARIRO DZEVHIKI JERERO MIDZIYO MADZIDZISIRO ZVIITWA ONGORORO
18/11/22 Kuteerera   Kuvandudza unyanzvi hwavadzidzi hwekuteerera nhau -Bumbiro reChiShona peji 3 Dapamazwi Mapoka Kuteerera nhau nekudzitaura vachiedzesera.  
nenyaya

-nhau -Dzidzai ChiShona 3 peji Redhiyo Mibvunzo nemhinduro Kupedzisa zvidimbu zvenyaya vari mumapoka

-nyaya Pepanhau Edzesero

  Chivhitivhiti
  -Kutaura   Kuvandudza unyanzvi hwevadzidzi hwekutaura -Bumbiro reChiShona peji 3 Mifananidzo yavanhu vemumhuri Edzesero Kuedzesera nokuita mitambo yamabasa emumhuri  
zvemabasa anoitwa mumhuri uye zvemwedzi nemwaka vachiita mabasa akasiyana akasiyanasiyana mumapoka
yegore
Mabasa anoitwa mumhuri Dzidza ChiShona 3 peji Mapoka
Chati rine mwaka yegore Kutaurirana nekuedzesera zvinoitika mumwaka
yegore yakasiyana
-Mwedzi nemwaka yegore Nhaurirano

Mitambo
  Kuverenga   Kuvandudza unyanzvi hwevadzidzi hwekududza mazwi Bumbiro reChiShona        
nemazvo pamwe nekuverenga ndima vachinzwisisa.

-Mitinhimira peji Chati rine mitinhimira Mitambo -Vadzidzi vanoita mitambo yekuverenga mazwi ane
mitinhimira iri pachati

-Nzwisiso   Mapoka
-Vadzidzi vanokurukura zvaverengwa vari
mumapoka
    Nhaurirano

 
  Kunyora   Kubatsira vadzidzi kunyora rondedzero vachiumba          
zvirevo zvinoyerera vachishandisa nguva dzezuva
dzakakodzera
-Rondedzero yakarongwa: Zuva randisingakanganwi Bumbiro reChiShona Makadhi ane nguva dzezuva dzakasiyana Mibvunzo nemhinduro Mumapoka vadzidzi vanonyora zvirevo zvinoratidza
nguva dzakasiyana

-Mutauro -Chati rine ndima dzerondedzero Mapoka


Vadzidzi vanokurukura nezvemusoro
werondedzero vozonyora rondedzero
Nguva dzakasiyana dzazvino dzakare dzichauya vachitungamirirwa nezvir pachati
MORGAN ZINTEC COLLEGE

MATENHE ECHISHONA

GWARO RECHITATU

VAVARIRO DZEKOTORO

KUTEERERA

i)Kuti vadzidzi vave nechidakadaka chekuteerera nyaya dzakasiyanasiyana

ii)Kubatsira vadzidzi kuti vagone kupatsanura mitinhimira yakasiyana

KUTAURA

i)Kubatsira vadzidzi kutaura nyaya dzakasiyanasiyana vachishandisa ChiShona chinonzwisisika

ii)Kuvandudza unyanzvi hwavadzidzi hwekutaura vachizvivinzva

KUVERENGA

i)Kubatsira vadzidzi kuverenga zvinyorwa zveChiShona vachitsetsenura

ii) Kuti vadzidzi vaverenge zvinyorwa zveChiShona vachinzwisisa zvavanoverenga

KUNYORA

i)Kubatsira vadzidzi kunyora mazwi, zvirevo nendima dzinoyerera

ii) Kuti vadzidzi vave nemanyukira pakunyora tunyaya twavo, tsamba, nhetembo nerondedzero

ZVIDZIDZWA

Nzwisiso

You might also like