Professional Documents
Culture Documents
CONFERENCE
ADVENTIST CHURCH MANAGEMENT
SYSTEM
A-Adventist
C-Church
M-Management
S-System
5
INOCHENGETWA CHAIZVO!
ANOCHENGETWA
MEMBERSHIP AUDIT:
CAREMOMETER!
Nemhaka yei tine maauditor emari
tisina evanhu vakabhapatidzwa!
RUKA 15: 1-7
Zvino vateresi vose nevatadzi vakaswedera kwaari,
kuzomunzwa. VaFarise nevanyori vose vakagunun’una,
vachiti: Uyu munhu unogamuchira vatadzi, achidya navo.
Zvino wakavaudza mufananidzo uyu, achiti: “Ndianiko
kwamuri une makwai anezana, kana akarashikirwa nerimwe
rawo, ungasasiya 99 murenje, akatevera rakarashika kusvikira
ariwana? Kana ariwana, unoriisa pamafudzi ake, achifara.
Kana asvika kumusha, unokokera shamwari dzake
navakavaka naye, akati kwavari: Farai neni, nekuti ndawana
gwai rangu rakanga rakarashika. Ndinoti kwamuri, saizvozvo
mufaro uchava kudenga pamusoro pemutadzi mumwe
unotendevuka, kupfuvura vakarurama 99, vasingatsvaki
kutendevuka.
KUVERENGA VANHU
1. Nemhaka yei tichafanira kuverenga vanhu?
2. Vanofanira kuverengerwa kupi?
3. Ndiani chaiye anebasa iri?
4. Zvinofanira kuitwa kangani nguva dzipi?
5. Ko zita rinodzimwa nekereke kwapera
makore mangani?
6. Zvinopera riini izvi zvekuverenga vanhu?
BRIEF SYNOPSIS A SPECIAL
LIST
1 Kings 4: 30, 31
1 Chron. 25
Heman
Jeduthan
Darda
Mahol
12
NZC STRATEGY PLAN 2021-23
OBJECTIVE 5
To compile and manage membership data for statistical
reports.
ACTIONS / PLANS
Compiling & uploading statistical reports.
Ensure membership entered into ACMS plaform
KEY PERFORMANCE INDICATORS (KPI)
Up to date statistical reports
Increase in membership on the ACMS plaform
13
NORTH ZIMBABWE CONFERENCE
Date: Week :
Name of Church:
ACMS Statistical:
NORTH ZIMBABWE CONFERENCE
ACMS Statistical: 21
BASA GURU RECHECHI BHODI
Evangelism
Nurture
Kuzviita kuburikidza nereport inobva kuna clerk:
a) Membership
b) Baptism yemwedzi wapera
c) Baptism kubva kutanga kwegore.
d) Register revachangobva kubhapatidzwa
e) Missing members
f) Reclaimed
g) Transfers In/Out.
AUXILIARY MEMBERSHIP LISTS
Definition of auxiliary-supporting, assisting
and ancillary.
Members to reclaim
Auxiliary Membership List Assigned to care/visit
Frequent regular members- Pastor & Elders
Non-Frequent regular members- Deacons
Members to transfer in or out- Clerical
Members we don’t know where they are- Deacons
Members to reclaim- AMO-WM & AY
25
LOCAL CHURCH
First Elder (Chair)
Church Clerk (Secretary)
ACMS Coordinator (Clerk)
Personal Ministries Director
Women’s Ministries Leader
Youth Leader
Treasurer
AMO
Head Deacon
Head Deaconess 26
Jery. 48: 10
Ngaatukwe unobata basa
raJehova . . .
R I RA !
N G A
RA
27
Jery. 48: 10
Ngaatukwe unobata basa
raJehova asina hanya naro.
R I RA !
N G A
RA
28