Professional Documents
Culture Documents
COM
GRADE FIVE
SHONA WORKBOOK
WEEK 11 AND 12
NAME
CLASS
MARIRO
Mariro inguva yekuchema mufi. Itsika yechivanhu kuti kana kwaita rufu
vanhu vemunharaunda vanoenda pamusha paita rufu kundobata maoko.
Vanoenda pamariro havangoenda vakabata maoko aiwa. Vanoenda
vakatakura zvipo zvinonzi chema. Chema inogona kuva mari, kana muriwo,
kana hupfu. Chema inogona kuve murubatsiro rwakaita sekutakura huni
dzichaveswa kana mvura ichashandiswa nevanhu vanoungana pamariro.
Kunyangwe uya asina chema yechipo, ane nzira dzekubatsirana nevaya
vafirwa. Vamwe vanobika kudya kwevanhu. Vamwe vanogeza midziyo
inoshandiswapo, sendiro nepoto. Vamwe vanoimba kana kuridza ngoma
vachiedza kunyaradza vaya vafirwa. Chinangwa chikuru ndechekurerutsa
dambudziko rerufu.
ZADZISA NEMAZWI
AKAKUDZERA
_
1. Zuva rinobuda nekuma _
2. Zuva rinodoka neku
3. Kana kunze kwadoka, kunze kunoita
4. Kana avamauro vanhu vanobatidza
5. Baba vanosvika pamba vachibva kubasa zuva rave
6. Munguva dzechando vanhu vanodziya
7. Shumba, nzou, gudo nenyati imhuka dzinogara
8. Munhu akafa anovingwa ku_
9. Varimi vazhinji vanofarira kurima
NYORA RONDEDZERO INOMUSORO
WEKUTI MUSI WANDISINGAKANGANWI
MHUKA
MWANA
1. Shumba
2. Mutiro ---
3. Inda _-
4. Datya ---
5. Hove
6. Rovambira ---
7. Mvuu _--
8. Katsi _
9. Njiva
10.Mombe
GADZIRIRO
Gadziriro zvirongwa zvonofanoitwa pamberi pechimwe chiitiko. Sekuti:
kunyora bvunzo kunoda gadziriro. Kufamba rwendo kunoda gadziriro. Kevesa
moto konoda gadziriro. Kurima kunoda gadziriro. Muchato unoda gadziriro.
Kubudirira, kana kutadza kududirira kwechiitiko kunobva mugadziriro.
Nekudaro gadziriro inokosha zvikuru
6. Murimi mukuru
7. Munhu kadzi achembera
8. Munhu rume achembera
9. Mwana akafirwa nevabereki
10. Mukoma asvika zera rokuroora