Professional Documents
Culture Documents
(Season one)
ɔ § ɓɔ § ɓɔ § ɓ
ɔ § ɓɔ § ɓɔ § ɓ
ɔ § ɓɔ § ɓɔ § ɓ
ɔ § ɓɔ § ɓɔ § ɓ
ɔ § ɓɔ § ɓɔ § ɓ
ɔ § ɓɔ § ɓɔ § ɓ
ɔ § ɓɔ § ɓɔ § ɓ
ɔ § ɓɔ § ɓɔ § ɓ
ɔ § ɓɔ § ɓɔ § ɓ
ɔ § ɓɔ § ɓɔ § ɓ
ɔ § ɓɔ § ɓɔ § ɓ
ɔ § ɓɔ § ɓɔ § ɓ
ɔ § ɓɔ § ɓɔ § ɓ
ɔ § ɓɔ § ɓɔ § ɓ
ɔ § ɓɔ § ɓɔ § ɓ
*the rich guy fall in love with the drama
girl*
*written ✍by*
ʇauthoress anashe
ʇauthoress lesley
ʇ author matrax asher
Pdf by VaDeny....
2023 production
chapter 1
anashe
ndakatanga kunyepedzera
kudzedzereka apa ndaiziva tsoro yangu
zvangu pandakaona open space
ndakamupa rimwe gwati rekuti
akadzedzereka ndopakazouya mamwe
ma brother vandibata
paakatondiona akaseka
ndakasvika pa cumpus 10 to 8
ndakabva ndatopinda mu class
me...huumm
end of chapter 1
stay tune
https://chat.whatsapp.com/IoV2iKi94w
r11o46Nla6uE
*WRITTEN ✍ BY*
ʇAuthoress Anashe
ʇAuthoress Lesley
ʇ Author Matrax Asher
2023 Production
Anashe
Ndakariisa mubag ,
ͳͳͳ
Terrymore akandiseka veduwe
Anyway takazonogara pa panzvimbo
pedu .
Pataiwanzo gara ,
Him...follow me .
Me...yes .
Ndakasara ndichicheuka
ndakagamuchirwa nembama ndimama
vainge vandirova .
Stay tuned ʇ
https://chat.whatsapp.com/IoV2iKi94w
r11o46Nla6uE
*UP COMING NEW COLLABORATION*
ɔ § ɓɔ § ɓɔ § ɓ
ɔ § ɓɔ § ɓɔ § ɓ
ɔ § ɓɔ § ɓɔ § ɓ
ɔ § ɓɔ § ɓɔ § ɓ
ɔ § ɓɔ § ɓɔ § ɓ
ɔ § ɓɔ § ɓɔ § ɓ
ɔ § ɓɔ § ɓɔ § ɓ
ɔ § ɓɔ § ɓɔ § ɓ
ɔ § ɓɔ § ɓɔ § ɓ
*THE RICH GUY FALL IN LOVE WITH
THE DRAMA GIRL*
*WRITTEN ✍BY*
ʇAuthoress Anashe
ʇAuthoress Lesley
ʇ Author Matrax Asher
2023 PRODUCTION
*Asher Adams*
Akandigadzirira papepa
Kondaizvinzwa kaaa
Ndakatoti ndinyepe
Him...Mr arrogant
Ndeyani
Stay tuned
Lets comment to move forward
https://chat.whatsapp.com/IoV2iKi94w
r11o46Nla6uE
*UP COMING NEW COLLABORATION*
ɔ § ɓɔ § ɓɔ § ɓ
ɔ § ɓɔ § ɓɔ § ɓ
ɔ § ɓɔ § ɓɔ § ɓ
ɔ § ɓɔ § ɓɔ § ɓ
ɔ § ɓɔ § ɓɔ § ɓ
ɔ § ɓɔ § ɓɔ § ɓ
ɔ § ɓɔ § ɓɔ § ɓ
ɔ § ɓɔ § ɓɔ § ɓ
ɔ § ɓɔ § ɓɔ § ɓ
ɔ § ɓɔ § ɓɔ § ɓ
ɔ § ɓɔ § ɓɔ § ɓ
ɔ § ɓɔ § ɓɔ § ɓ
ɔ § ɓɔ § ɓɔ § ɓ
ɔ § ɓɔ § ɓɔ § ɓ
ɔ § ɓɔ § ɓɔ § ɓ
ɔ § ɓɔ § ɓɔ § ɓ
ɔ § ɓɔ § ɓɔ § ɓ
ɔ § ɓɔ § ɓɔ § ɓ
ɔ § ɓɔ § ɓɔ § ɓ
ɔ § ɓɔ § ɓɔ § ɓ
ɔ § ɓɔ § ɓɔ § ɓ
ɔ § ɓɔ § ɓ
*WRITTEN BY*
ʇAuthoress Anashe
ʇAuthoress Lesley
ʇAuthor Matrax Asher
2023 PRODUCTION
Read .......Comment and share ˄˄
ʇChapter 5
*ʇThis Chapter is not edited so
correct mistakesʇ*
*ʇAsher Adams*
Ndakasvika kumba ndakaona ma door
akakiwa ndaive nema spare keys
zvangu
Ndakatomborara ndakatozopepuka
kuma 7 ndopandakanzwawo kutaura
down stairs kureva kuti vana mom
Vanga vadzoka
Ndakaenda kuti ndinovamhoresa
pamwe nemuyenzi anga anzi akuuya
kauyu
Me....whattt never
Ndakasiya ndarovera table kwakubuda
kuenda kuroom kwangu
Me....auuch ukundidzimbira
Pake l knocked
Ndakanzwa munhu oti ndiyani
ndakangoti nechemumoyo kana
achindiuraya anongouraya zvake
End of Chapter 5
Lets comment kana maonawo book
show some reacts ndokuti tizive kaa
guys kuti maverenga§ѽ
https://chat.whatsapp.com/IoV2iKi94w
r11o46Nla6uE
ɻɻɻɻɻɻɻɻɻɻɻɻɻɻ
ɻɻɻɻɻɻɻɻɻɻɻɻɻɻ
ɻɻɻɻɻɻɻɻɻɻɻɻɻɻ
ɻɻɻɻɻɻɻɻɻɻɻɻɻɻ
ɻɻɻɻɻɻɻ
*WRITTEN ✍BY*
ʇAuthoress Anashe
ʇAuthoress Lesley
ʇ Author Matrax Asher
2023. PRODUCTION
*Asher Adams*
Ndakarota ndakakomberedzwa
nevanhu about 12 vainge vakapfeka
zvitema ndakangonzwa vachiti .
Her....ok ok come .
Ndaitoimba ,
Stay tunedʇ
*WRITTEN ✍BY*
ʇAuthoress Anashe
ʇAuthoress Lesley
ʇ Author Matrax Asher
2023 PRODUCTION
*ʇAnashe*
Me....ok
Ndakanotora mvura inodziya
ndakamupa kuti amwe
Then ndokutobika sadza inzara chete
ini hangu am handina hutsinye
zvekuzosvika pakunyima munhu
chikafu uum ikoko handiko
Aiita kundisvotesa
Ndakamuudzawo dzandainge
ndichipindana nadzo akati ndodziziva
kaaa
End of Chapter 7
*ʇBook redu richanakidza kana
mukaisawo ma comments vanyori
venyu vanobva vafarawo kaa*
https://chat.whatsapp.com/IoV2iKi94w
r11o46Nla6uE
ɔ § ɓɔ § ɓɔ § ɓ
ɔ § ɓɔ § ɓɔ § ɓ
ɔ § ɓɔ § ɓɔ § ɓ
ɔ § ɓɔ § ɓɔ § ɓ
ɔ § ɓɔ § ɓɔ § ɓ
ɔ § ɓɔ § ɓɔ § ɓ
ɔ § ɓɔ § ɓɔ § ɓ
ɔ § ɓɔ § ɓɔ § ɓ
ɔ § ɓɔ § ɓɔ § ɓ
ʇAuthoress Anashe
ʇAuthoress Lesley
ʇ Author Matrax Asher
2023 PRODUCTION
*ʇChapter 6*
*ʇAnashe*
Vanasikana varikusangana
nematambudziko akawanda
mukurarama uku but no one care coz
havanagoni kuzvi defender zvino ini
Tomboy am here as a representation l
will stand for the girl child ndosaka
ndakazviita murume kudai coz
ndikapfeka skert vanondijairira kaa
This other day ndiri pa school
ndakutoenda kumba
Vaitove worried
*Back to my story*
Ndakaenda kumba
Ndakatombobatidza radio ndichiridza
music ndichitamba zvangu stress free
handiti ndanga ndapedza nemuvengi
wangu here
Ndoyandakamuisa iyoyo
Ndakapedza kwakunyatsoenda
kunodyira padhuze naye ndichiita
kuridza mukanwa zvechifinhu
End of Chapter 6
What happened
Guys lets comment am sorry
nekunonoka kuunza book kuwandirwa
asi ndikasaita busy ndinounza ma
chapter akawanda
Not edited
https://chat.whatsapp.com/IoV2iKi94w
r11o46Nla6uE
*WRITTEN ✍BY*
ʇAuthoress Anashe
ʇAuthoress Lesley
ʇ Author Matrax Asher
2023 PRODUCTION
*ʇChapter 9*
*ʇAsher*
Takamhanya setichadambuka
makumbo ini ndaitofunga ndikurota ini
zvinhu zvese zvaiitioa raitoita sedrama
ndikafunga kuti deyii tisisina kujamba
mumota
Tatofa zvese zvaiitika zvaisanzwisisika
Kovanhu ava chavanga vachida
kutiuraira chii ndakabva ndatofunga
kuti pamwe ma enemies aa Anashe
chet manje tikasvika pedu tega
dakumurova anotaura chete chokwadi
angandimhanyisise kuita sendichafa
nekuda kwake anondiona chete nhasi
Ndakamutarisa ndikabvunza
Me....iwe uri musikana here kana kuti
utori nechinhu sechemukomana
Ndakamumutsa
Her...hameno xxaa
Akabva ati
Ndakabvunza
Me...todii
Ndakawedzera kutya
Me...saka todii
Ndakazopepuka negwati ȶ
Anashe ndiye anga andirova
End of Chapter 9
Comments
Not edited
https://chat.whatsapp.com/IoV2iKi94w
r11o46Nla6uE
*WRITTEN ✍BY*
ʇAuthoress Anashe
ʇAuthoress Lesley
ʇ Author Matrax Asher
2023 PRODUCTION
*ʇno comment no bookʇ*
*ʇChapter 8*
*ʇAnashe*
Ndakasimuka ndakashamisika kuona
ari Asher ainge apinda akaita kurova
serious
Her...hello mwanangu
L felt loved
Me..murisei mama
Ndakaidzima ndokugadzirira
ndakabuda ndakananga kumba kwamai
Asher
Mama vakabvunza
Her....iwe Tana hauna ma table
manners here ukusekei ipapa
Akabva ati
Him....jump jump
Mota yakaputika
Tichimhanya kudaro
End of Chapter 8
Stay tuned
Not edited
*WRITTEN ✍BY*
ʇAuthoress Anashe
ʇAuthoress Lesley
ʇ Author Matrax Asher
2023 PRODUCTION
*ʇChapter 10*
*ʇAsher*
Her...tangira pekutanga
Ndakati
Me...saka todii
Her...torwa
Akamwiswa dzakanyepedzera
kukurumidza kumuka obvious dzainge
dzashatirwa nema porridge
ndakazoseka manje akati
Her...oooh ndiri kupi Asher ndipoo
sadza
Him....mukuenda kupi
Me...masvingo mutown
Him....pindai tiende
No comment no book
Not edited
Stay tuned
*weloveyoufam*ʇhttps://chat.whatsa
pp.com/IoV2iKi94wr11o46Nla6uE
ɔ § ɓɔ § ɓɔ § ɓ
ɔ § ɓɔ § ɓɔ § ɓ
ɔ § ɓɔ § ɓɔ § ɓ
ɔ § ɓɔ § ɓɔ § ɓ
ɔ § ɓɔ § ɓɔ § ɓ
ɔ § ɓɔ § ɓɔ § ɓ
ɔ § ɓɔ § ɓɔ § ɓ
ɔ § ɓɔ § ɓɔ § ɓ
ɔ § ɓɔ § ɓɔ § ɓ
ʇAuthoress Anashe
ʇAuthoress Lesley
ʇ Author Matrax Asher
2023 PRODUCTION
*ʇChapter 11*
*ʇAnashe*
L was fade up nenyaya dzekugara
musango idzi zvichikonzerwa nebenzi
ramunoti Asher iri look now
Takuita semhuka manje ini l stand my
ground ndakatoona kuti we can't keep
running away kaa obvoius hapana
kwatinosvika so panapa panotoda
kuzvimirira
So ndokuzosimudzira kwatakaita
nerwendo rwedu
.
Ndakaona kuti mota ikaputila iyi
tinogona kufa tese apa zvikashaya
zvazvinobatsira ndakada kuenda
ndakatarisa kwanga kuna Asher
ndikaona hezvo he was struggling
kutomuka chaiko seems like anga
akuvara ndaida kumusiya but
pandakazofunga kuti ko amai vake
ndovaudza kuti kudii ndakabva ndatya
Ndakazowana marii
Him....yaah
Akabva atokata
Him....hayaaͳͳννmusikana iwe
hauko
Me...ndiri mukomana
ɔ § ɓɔ § ɓɔ § ɓ
ɔ § ɓɔ § ɓɔ § ɓ
ɔ § ɓɔ § ɓɔ § ɓ
ɔ § ɓɔ § ɓɔ § ɓ
ɔ § ɓɔ § ɓɔ § ɓ
ɔ § ɓɔ § ɓɔ § ɓ
ɔ § ɓɔ § ɓɔ § ɓ
ɔ § ɓɔ § ɓɔ § ɓ
ɔ § ɓɔ § ɓɔ § ɓ
ʇAuthoress Anashe
ʇAuthoress Lesley
ʇ Author Matrax Asher
2023 PRODUCTION
*ʇ Link ye group iri temporarily
unavialable so for now nonone is able
to joinʇ*
*ʇChapter 12*
*ʇAnashe*
Takatukana na Asher zvekuti team
raive mumba umu rakasvika
pakunyarara manje richiona movie
remahara
Ndakatoseka ndikati
*ʇAsher*
*WRITTEN ✍BY*
ʇAuthoress Anashe
ʇAuthoress Lesley
ʇ Author Matrax Asher
2023 PRODUCTION
*ʇAsher*
Me ..hello Boss
Him..wassup Asher
Me..am gud muriseiwo ikoko
Her...whattt
Me...saka ukuitei .
Her....haa hameno zvaukuona izvozvo
Boss Lady
Me...go ahead
Her...where is my jayden
Hana yangu yakarova
Her...why
My Ex mai Jayden
Ndakataura
End of Chapter
̎̎̎̎https://chat.whatsapp.com/
IoV2iKi94wr11o46Nla6uE
ɔ § ɓɔ § ɓɔ § ɓ
ɔ § ɓɔ § ɓɔ § ɓ
ɔ § ɓɔ § ɓɔ § ɓ
ɔ § ɓɔ § ɓɔ § ɓ
ɔ § ɓɔ § ɓɔ § ɓ
ɔ § ɓɔ § ɓɔ § ɓ
ɔ § ɓɔ § ɓɔ § ɓ
ɔ § ɓɔ § ɓɔ § ɓ
ɔ § ɓɔ § ɓɔ § ɓ
ʇAuthoress Anashe
ʇAuthoress Lesley
ʇ Author Matrax Asher
2023 PRODUCTION
*Boss Lady*
Them....yes
Me...l will repeat again any silly mistake
consider your self dead now we are
safe because no one knows us
varegedze vachaurayana vega
Me....dad
Him...yess my daughter
Me....todii
*ʇAsher*
Me..maswerasei mama
Her...ndaswera mwanangu ita uuye
kumba iwe mwana wako apotsa abiwa
tototenda ma guards akawanda aya
Her...usakanganwe Anashe
Me...aaa anouya ega kaa
Hanzi
End of Chapter 14
Lets drop comments guys kana uchida
ku addwa mu group conduct
+27768421946
Stay tuned§
https://chat.whatsapp.com/IoV2iKi94w
r11o46Nla6uE
*UP COMING NEW COLLABORATION*
ɔ § ɓɔ § ɓɔ § ɓ
ɔ § ɓɔ § ɓɔ § ɓ
ɔ § ɓɔ § ɓɔ § ɓ
ɔ § ɓɔ § ɓɔ § ɓ
ɔ § ɓɔ § ɓɔ § ɓ
ɔ § ɓɔ § ɓɔ § ɓ
ɔ § ɓɔ § ɓɔ § ɓ
ɔ § ɓɔ § ɓɔ § ɓ
ɔ § ɓɔ § ɓɔ § ɓ
*THE RICH GUY FALL IN LOVE WITH
THE DRAMA GIRL*
*WRITTEN ✍BY*
ʇAuthoress Anashe
ʇAuthoress Lesley
ʇ Author Matrax Asher
2023 PRODUCTION
*ʇ Link regroup riri temporary
unavailable so kana uchida kupindamu
group inbox +27787971649 or +263 71
669 1678 ʇ*
*ʇChapter 15*
*ʇAnashe*
Me...ndiyanikooo akundikanganisa
hope dzangu
Me....dakukugadzirisa chimuromo
ichocho chinotaura kwachisina
kuswera
Ndakafamba
Naye tasvika pa tape paye ndakabva
ndati
Ndakazongomusiya ndaneta
ndopaakasimuka achimhanya
akandirova mbama ndakatanga
kumutevera but deyii ndakaziva
zvaanga andirongera ndakarega hangu
Akamhanya neku swimming pool
Akabva azoti
Him....Anashe chindisiya xaa
ndichikudzidzisa zvakanaka
Him...yes am serious
Ndakabva ndamusiya mbichana
mbichana
L then said
Me....thanks
Him...what
Me...ndati waita basa
Me...taurai mudhara
Him....zvese zvaunoita izvi
wakazvidzidziswa nani
So ndakati
Me...ko jahaman ndoda kaa
munondisiya pa fazh kaa
dakumbonoona kuti team rangu hwo
far waiziya
Akabva ati
Him....ok ndoenda ndichikusiya kwacho
Me...musandityire mukuru
Pa campus
End of Chapter 15
+27787971649 fro joining group
*WRITTEN ✍BY*
ʇAuthoress Anashe
ʇAuthoress Lesley
ʇ Author Matrax Asher
2023 PRODUCTION
*ʇChapter 16*
*Pamela*
*Asher*
Me..whatt
Her...ukuti what chiiko nhaiwe l can't
see izvezvi
Ndobva ndati
*WRITTEN ✍BY*
ʇAuthoress Anashe
ʇAuthoress Lesley
ʇ Author Matrax Asher
2023 PRODUCTION
*ʇ˜Whatsapp&Calls +27768421946
& +27787971649ʇ*
Vakuda from one pindai umuȲȲȲȲ
https://chat.whatsapp.com/IjqTkmSoy
W3EtKpzoSXyEH
*ʇChapter 17*
*ʇAnashe*
Takapinda mumota
Asher ai driver hameno aienda kupi
akazondigezesa maziso nemvura
Me...ndambodaro here
Ndakazozvishingisa ndikati
Me....Asher
Him...uuum
Him...what is it
Me...ok chibaba
Aka driver mota takafamba takanosvika
pa side ten paya
"Hwahwa"
Him....chiii
Ndakati
Sound yepfuti
Shitt yanga yanosvika kurova view
mirror excalty pa side patanga takamira
Asher akangondibata kwakuvhura door
kwakutondiisa pa steering ndakazama
kuda ku mover but nekudhakwa
ndakatadza ku mover so iye akangouya
achigara achibata steering ini ndiri
pamakumbo
.ndakazoshingirira kwakunogara pa
mother seat paye
Ndokutora hembe yangu kwakupfeka
Her...10pm
Ndakabva ndaa
End of Chapter 17
Lets comments like always tikupei
imwe chapter pachinenguva
*WRITTEN ✍BY*
ʇAuthoress Anashe
ʇAuthoress Lesley
ʇ Author Matrax Asher
2023 PRODUCTION
*ʇ˜Whatsapp&Calls +27768421946
& +27787971649ʇ*
Vakuda from one pindai umuȲȲȲȲ
https://chat.whatsapp.com/IjqTkmSoy
W3EtKpzoSXyEH
*ʇChapter 18*
*Asher Adams*
So ndakabva ndangozvishingisa
ndakaenda mu bathroom muya ndainge
ndakabata towel rangu ndakamuputira
nehembe dzake dzodzo
Ndokumusimudza ndakanomuisa pa
bed ndakambotanga ndakwenya
musoro ndichigaya kuti zvandikuda
kuita ndinozvikwanisa hhere
Ndakatarisa kuside
Ndokutora towel kwakutanga
kumupukuta apa hana yangu yakatanga
kurova zvimwe zvaisati yamboita
Ndaingogaya kuti kokana akamuka
ipapa anondindiitasei type yaAnashe
inogona kutokuuraya chaiko
haatembeke kaa handiti musi uya
ndakamu saver kuvanhu vaya munhu
apedza akutondirova futi
kundisingambira dzakondo
Ndakapedza kumupukuta
Ndokubvisa short rake ranga rakaita
kubata chaiko hamenowo maziso angu
asina muganhu aya ndaizama kusa
kutarisa ku side but ndaizongoona
maziso angu akamutarisa
Ndakanzwa hana yangu kuwedzera
kurova futi and like serious
Ndapedza ndakamusimudza
kwakutomuisa mumota
Ndakangoramba ndichivanyepera
handiyi doc vanga vandiudza kuti
anomuka hake as long as
ndamugezesa she will be fine
Ndakanzwa m footsteps
Anashe....whaaatttt
ɔ § ɓɔ § ɓɔ § ɓ
ɔ § ɓɔ § ɓɔ § ɓ
ɔ § ɓɔ § ɓɔ § ɓ
ɔ § ɓɔ § ɓɔ § ɓ
ɔ § ɓɔ § ɓɔ § ɓ
ɔ § ɓɔ § ɓɔ § ɓ
ɔ § ɓɔ § ɓɔ § ɓ
ɔ § ɓɔ § ɓɔ § ɓ
ɔ § ɓɔ § ɓɔ § ɓ
ʇAuthoress Anashe
ʇAuthoress Lesley
ʇ Author Matrax Asher
2023 PRODUCTION
*ʇ˜Whatsapp&Calls +27768421946
& +27787971649ʇ*
https://chat.whatsapp.com/IjqTkmSoy
W3EtKpzoSXyEH
*ʇChapter 19*
*ʇAnashe*
So ndakasimuka takufamba
ndopakanzi na Tanatswa
Her...Anashe harisi boxer ra Asher here
iroo
Me....whaaaaatttΤ
Me...Tana
Her...hee
Me....komuno munema cameras
Me...ook
Me...yaa kudhara
Me...ok safe
Akada kundipa hembe dzake manje
taisapfekerana kaa
Me....ok mama
Ndakangobvuma kondairambasei
Her...mwanangu
Asher...aaa mama
Me....Asher
Him...uuumm
Me...ndezva
Me...wandikwadza Asher
Akabva atanga kuseka
Me...handisisina simba
Him...mira ndikusimudze akabva
andisimudza kwakundibereka
Him....vasikana munondisembura
End of chapter 19
Lets react
ɔ § ɓɔ § ɓɔ § ɓ
ɔ § ɓɔ § ɓɔ § ɓ
ɔ § ɓɔ § ɓɔ § ɓ
ɔ § ɓɔ § ɓɔ § ɓ
ɔ § ɓɔ § ɓɔ § ɓ
ɔ § ɓɔ § ɓɔ § ɓ
ɔ § ɓɔ § ɓɔ § ɓ
ɔ § ɓɔ § ɓɔ § ɓ
ɔ § ɓɔ § ɓɔ § ɓ
ʇAuthoress Anashe
ʇAuthoress Lesley
ʇ Author Matrax Asher
2023 PRODUCTION
*ʇ˜Whatsapp&Calls +27768421946
& +27787971649ʇ*
https://chat.whatsapp.com/IjqTkmSoy
W3EtKpzoSXyEH
*ʇChapter 20*
*ʇAsher*
Chokwadii Anashe ndakazomuwanira
size yake manje pandakabata zamu
rake uumm ranga rakaita futa
kunyatsokunzwa kuti nuclea yakazara
imi chibhora chemukati chiye
ndakanyatsokuridzvanya
Me...chiiko
Her...look uyo munhu uyu what is he
doing pamota yako
Ndakabva ndamira
Her...kumba
Me....kwanii
Her...zvinei newe its not like
tinehukama kaa nhai officer
Her...ndagara zvekutonyengererwa
handidi handisi babe rako kaini
Akabva afamba kwakutobuda handina
kana kumboita pressurw yekumutevera
kana anga achifunga kuti
ndomunyengerera manje am not that
type ini
Me...hameno
Me...wangu kozvaukutaura
ukuzviwannepi
Ndakasvika nekumborara
Munoziva
Ndakanzwa kupera simba
ndakambogara pasi and type yema
tracker acho haangodi kubviswa
zvechidofo and akama connecter pa
phone pake anenge achiona zvese all
my plans uuum ndakarara pa bed
Ndakavatsanangurira zvese
Vanhu vese vakashamisika so
takazoronga kuti ndichaenda na Ben ne
team rese riri under ICT vondi
disconnectera network coz hanzi aive
connected pane chi wifi router changa
chaiswa futi pamba but hapana kana
chandaiziva
Me....hey
Her...wadii
React
Lets comment
We love you allʇʇʇ
https://chat.whatsapp.com/HxRtJPyW
ZwoA1B4jh4MriW
ɔ § ɓɔ § ɓɔ § ɓ
ɔ § ɓɔ § ɓɔ § ɓ
ɔ § ɓɔ § ɓɔ § ɓ
ɔ § ɓɔ § ɓɔ § ɓ
ɔ § ɓɔ § ɓɔ § ɓ
ɔ § ɓɔ § ɓɔ § ɓ
ɔ § ɓɔ § ɓɔ § ɓ
ɔ § ɓɔ § ɓɔ § ɓ
ɔ § ɓɔ § ɓɔ § ɓ
ʇAuthoress Anashe
ʇAuthoress Lesley
ʇ Author Matrax Asher
2023 PRODUCTION
*ʇ˜Whatsapp&Calls +27768421946
& +27787971649ʇ*
https://chat.whatsapp.com/IjqTkmSoy
W3EtKpzoSXyEH
*ʇChapter 21*
*ʇAsher*
Takaenda mukati
Uum chando chacho changa
chakunyanya l could ses kuti
aitonhorwa zvisingaite but
aingozvishingisawo
Me...ok
Her...kupi
Me...kumba kwedu
Her....kwedu?
Me...why
Me...but uum
Her...rega wangu ndoenda ndega its not
like ndikunyengerera kaini
Ndakabva ndati
Kwaku driver
Me...Ana
Her...heee
Me...Anashe
Her..huum
Her...waitasei masikati
Me...ndakutuka
Her..Hoo
Me...saka wandiregerera
Ndopaakazoti
Her...ndakuregerera
Me....sure here
Me...zvipi izvozvo
Takatukana tukana
Kusvika tanyararidzan Anashe
akazobuda mumba umu apedza kudya
akandipa masamba nesugar zvikanzi
bika tea yako aive neka gas kake ini
zvekutobika ndaisazvigona ndakatanga
kudzidziswa kubika zvese nesadza
ndichiita nditsunywa nzeve ndakazoti
ȶȶȶ
Three strong magwati akatevererana
ndakabata dama rangu ndakaona ndi
Anashe anga akamuka
She said
Her...chaurikudonhedza rute
wakanditarisa chii ipapa
Ndakadaira
Her...ini zvee
End of Chapter 21
Lets react
Lets comment
We lovs you
all;https://chat.whatsapp.com/HxRtJ
PyWZwoA1B4jh4MriW
https://chat.whatsapp.com/IjqTkmSoy
W3EtKpzoSXyEH
*THE RICH GUY FALL IN LOVE WITH
THE DRAMA GIRL*
*WRITTEN ✍BY*
ʇAuthoress Anashe
ʇAuthoress Lesley
ʇ Author Matrax Asher
2023 PRODUCTION
*ʇ˜Whatsapp&Calls +27768421946
& +27787971649ʇ*
Group 1 kana razara mopinda umu mu
group two ndomunoiswa from 1
ȲȲȲȲ
https://chat.whatsapp.com/IjqTkmSoy
W3EtKpzoSXyEH
*ʇChapter 22*
*ʇBoss Lady*
Him...chinhoyi caves
Me...eish but haa we are the
unstoppable hapana anotikwanisa isu
Him....handina mukadzi
Her...hoo
Akabv atochinja nyaya because
akatoon akuti nyaya iyo yaitochinja
mood yaAsher
Asher....todii
Vapedza kugadzirira
End of Chapter 22
Lets react
Lets drop comments
https://chat.whatsapp.com/HxRtJPyW
ZwoA1B4jh4MriW
ɔ § ɓɔ § ɓɔ § ɓ
ɔ § ɓɔ § ɓɔ § ɓ
ɔ § ɓɔ § ɓɔ § ɓ
ɔ § ɓɔ § ɓɔ § ɓ
ɔ § ɓɔ § ɓɔ § ɓ
ɔ § ɓɔ § ɓɔ § ɓ
ɔ § ɓɔ § ɓɔ § ɓ
ɔ § ɓɔ § ɓɔ § ɓ
ɔ § ɓɔ § ɓɔ § ɓ
https://chat.whatsapp.com/IjqTkmSoy
W3EtKpzoSXyEH
ʇAuthoress Anashe
ʇAuthoress Lesley
ʇ Author Matrax Asher
2023 PRODUCTION
*ʇ˜Whatsapp&Calls +27768421946
& +27787971649ʇ*
https://chat.whatsapp.com/IjqTkmSoy
W3EtKpzoSXyEH
*NOTE-*
Two free Chapters Left kuti season one
ipere season Two will be onsale
nemutengo uri affordable kumunhu
wese
*ʇ Chapter 23*
*ʇAsher*
Me....yes
Me....koo chiii
End of chapter 23
*ʇSEASON 2 ONSALE*
*ʇRICH GUY FALL IN LOVE WITH THE
DRAMA GIRL*
*åâZim Side*
*Ecocash*
*$1500 pa 0783968222 Allan Matura*
*Airtime*
*Econet it's $1800 on +263 78 774
8087*
*yeNetone +263 71 669 1678*
0r
*$1 US airtime* *munounza*
ȲȲȲȲ
*Econet 078 774 8087*
*Netone 071 669 1678*
*åâS.A side*
*airtime*
*20r MTN* +27787971649
*20r Easyload*
+27768421946
*zvichemo*
ɔ § ɓɔ § ɓɔ § ɓ
ɔ § ɓɔ § ɓɔ § ɓ
ɔ § ɓɔ § ɓɔ § ɓ
ɔ § ɓɔ § ɓɔ § ɓ
ɔ § ɓɔ § ɓɔ § ɓ
ɔ § ɓɔ § ɓɔ § ɓ
ɔ § ɓɔ § ɓɔ § ɓ
ɔ § ɓɔ § ɓɔ § ɓ
ɔ § ɓɔ § ɓɔ § ɓ
https://chat.whatsapp.com/IjqTkmSoy
W3EtKpzoSXyEH
ʇAuthoress Anashe
ʇAuthoress Lesley
ʇ Author Matrax Asher
2023 PRODUCTION
*ʇ˜Whatsapp&Calls +27768421946
& +27787971649ʇ*
https://chat.whatsapp.com/IjqTkmSoy
W3EtKpzoSXyEH
*ʇ Season one Semi<>final*
*NOTE-*
1 chapter left season one
Season two will be on sale with an
affordable price tell a friend to tell a
friend
*ʇChapter 24*
*ʇAnashe*
*Back to my story*
*ʇAsher*
Ooh kovanhu vanga vakutora ma
pictures futi
Her...huumm
Me ....ok thanks
Akarigadzira rikabuda
L posted it pama accounts ake ese
zvese nepa youtube
Her.....Asher
Her....ok ok
Me...close ur eyes
Her....manje handinyare
Musikana aive na Anashe akabva
abuda
achiseka hake
Her...yes
Ndakabva ndatanga kufamba
ndichienda kwaari ndakasvika padhuze
naye
Ndakamutarisa mumaziso and akabva
anditarisa
Ndakamupa ndikati
Me....love?ϯmy foot
Him...then if you don't love her what is
the reason of kissing here
Me...
Ndakabva ndamusiya
Akabva atanga kuseka hake Bradley
End of Chapter 24
*ʇSEASON 2 ONSALE*
*ʇRICH GUY FALL IN LOVE WITH THE
DRAMA GIRL*
*åâZim Side*
*Ecocash*
*$1500 pa 0783968222 Allan Matura*
*Airtime*
*Econet it's $1800 on +263 78 774
8087*
*yeNetone +263 71 669 1678*
0r
*$1 US airtime* *munounza*
ȲȲȲȲ
*Econet 078 774 8087*
*Netone 071 669 1678*
*zvichemo*
https://chat.whatsapp.com/HxRtJPyW
ZwoA1B4jh4MriW
ɔ § ɓɔ § ɓɔ § ɓ
ɔ § ɓɔ § ɓɔ § ɓ
ɔ § ɓɔ § ɓɔ § ɓ
ɔ § ɓɔ § ɓɔ § ɓ
ɔ § ɓɔ § ɓɔ § ɓ
ɔ § ɓɔ § ɓɔ § ɓ
ɔ § ɓɔ § ɓɔ § ɓ
ɔ § ɓɔ § ɓɔ § ɓ
ɔ § ɓɔ § ɓɔ § ɓ
https://chat.whatsapp.com/IjqTkmSoy
W3EtKpzoSXyEH
ʇAuthoress Anashe
ʇAuthoress Lesley
ʇ Author Matrax Asher
2023 PRODUCTION
*ʇ˜Whatsapp&Calls +27768421946
& +27787971649ʇ*
https://chat.whatsapp.com/IjqTkmSoy
W3EtKpzoSXyEH
*ʇSeason one Final*
*ʇBoss Lady*
Me...Attention
Him....havapo Boss
Me....whatt
Him....yes havana kumbosvika kunoku
Everything
Ndakabva
*ʇSEASON 2 ONSALE*
*åâZim Side*
*Ecocash*
*$1500 pa 0783968222 Allan Matura*
*Airtime*
*Econet it's $1800 on +263 78 774
8087*
*yeNetone +263 71 669 1678*
0r
*$1 US airtime* *munounza*
ȲȲȲȲ
*Econet 078 774 8087*
*Netone 071 669 1678*