You are on page 1of 2

TRANSLATION MMSE

Ndichakubvunzai mibvunzo, yedzai nepamunogona kuipindura, imwe yacho yakati omei asi
imwe yakareruka. Musazvinetse henyu nekuti mibvunzo yacho inoongorora zvinhu
zvakasiyana siyana zvinobetsera kuti tinzwisise kushanda kwepfungwa dzenyu.

1 Tiri mugore ripi?

Tiri mwaka upi we gore?

Ko mwedzi wacho?

Zuva ranhasi chii( zuva, mwedzi negore)

Zuva ripi resvondo

2 Tiri munyika ipi

Ko Dunhu?

Tiri muGuta ripi?

Ko Chipatara chipi?

Wadhi ipi?

3. Ndichataura mazwi matatu, andinotarisira kuti muzoarangarira

Penzura, tafura nezhanje

Ndoda kuti murangarire mazwi aya nekuti ndichada kukubvunzai mushure mechinguva
chinotevera

4. Tomboti mune zana remasendi, mukabvisa manomwe panosara mangani

Ko mukazobvisazve mamwe manomwe?

Ko mukazobvisazve mamwe manomwe?

Ko mukazobvisazve mamwe manomwe?

Ko mukazobvisazve mamwe manomwe?


4 Pereterai izwi iri WORLD (nyika)

Chimbotangai ne mberi muchidzokera shure

5 Dzokororai mazwi matatu aya andamboti muzoarangarira

6 (nhongedzera kuchinyoreso neringazuva) ichi chichi?.

7 Pane zvandichataura kamwe chete zvandinoda kuti muzodzokorora (no ifs or buts)

8 Torai pepa iri neruoko rwerudyi. Petai bepa nepakati. moriisa pasi

9 Verengai zvakanyorwa muite zvakanyorwa apa (vharai maziso)

10 Nyorai mutsara wamunongoda (unosanganisira izwi rekuita uye zita rechinhu)

11 Edzai kukopera mufananidzo uyu sezvauri.

You might also like