You are on page 1of 2

Zita rechikoro.

: City Study Centre (010018)

Danho : O Level

Component : 5

Mhando yeCALA: Chinyoreso nebepa


Zita rechidzidzo : Rondedzero yetsamba

Hunyanzvi. : Tsvakurudzo nekugona kugadzira dambudziko

Musoro veCala : Nyora tsamba kumukuru wedunhu rako uchimutsanangurira zviri kukonzera

makakatanwa mudunhu menyu uye zvingaitwa kugadzirisa makakatanwa

aya

Zvinangwa zveCALA: Vana vanofanirwa kugona

1) Kutsvakurudza zviri kukonzera makakatanwa mudunhu mawo

2) kupa maonerowo awo pane zvingaitwe kuti makakatanwa Aya apere

3) Kunyora nyaya iyi muchishona chakanaka uye chinodakadza

Dambudzo rawonekwa : Mumatunhu akasiyana siyana muZimbabwe vanhu vanotadza

kuwirirana mukugarisana munzvimbo dzavagere, vana vanofanira

kutsvaga zviri kukonzera makakatanwa Aya uye zvingaitwa kuti

makakatanwa Aya apere.

Zvirikuda kuitwa : CALA yedu ine matanho maviri

1) kudonhongodza zviri kukonzera makakatanwa mudunhu mavo

- Vana vanofanirwa kupa zvikonzero zvishanu zviri kukonzera makakatanwa mudunhu mavo

2) kugona kupa nzira shanu /zvingaitwe kuti makakatanwa apere

-vana ngavape nzira shanu dzinogona kubatsira kupedza makakatanwa

Tips

1) Nhanganyaya yako inofanirwa kunyorwa nemazvo

2) Zvibodzwa zvichapiwa pamutauro uchashandiswa zvakanaka


3) Manyorero akanaka etsamba anopihwawo zvibodzwa

Marking guide

1) Tsvakurudzo nekunyora zvikonzero makakatanwa (10marks)

2) Kunyora nekutsvakurudza zvingaitwa kupedza makakatanwa(5 marks)

3) Manyorerwo erondedzero yetsamba yebasa akakodzera (5 marks)

5) Kunyora chinyorwa chine ndima dzakakodzera (5 marks)

6) Mutauro vakanyorwa nemazvo uye zviperengo chaizvo (5 marks)

Humhizha huchatarisirwa kumudzidzi

Nzira Wabaya wagona Waedza Watadza


dzemakwenyero
zvikonzero kutsvunha kugona kudoma kudoma zvikonzero zvikonzero zvisina
zvinokonzera zvikonzero zvikonzero(4) zvisina tsanangura kuzara uye zvisina
makakatanwa(5) zvishanu (5) izere(3) udzamu(0-2)
Nzira Kitsvunha nzira kudoma nzira Kudoma zvisina Nziraa dzisina
dzingashandiswa shanu dzekupedza kujeka3) tsananguro izere
kupedza nemazvo(5) matambudziko(4) (0-2)
makakatanwa(5)

Manyorerwo Kugona
etsamba akanaka kutevedza
(5) manyorerwo
etsamba akanaka
(5)
ndima (5) ndima dzakajeka ndima dzakanyorwa
chose dzine zvakanaka(4)
mitsara
inopindirana (5)
kunyorwa zviperengo zviperengo nemutauro
kwakanaka (5) nemutauro vakanaka(4)
zvakarungwa
nemazvo(5)

You might also like