You are on page 1of 1

Madimikira

1. Aigochera pautsi
2. Bereka gumbo
3. Chando chobvunza mutupo
4. Chavakadya chapfuka
5. Chidokori mushonga wemavende
6. Chiseko chenyika
7. Chisionekwi mudzi webwe
8. Chitsoka ndibereke
9. Chiuno chakareruka
10. Dzamira nemhuru
11. Dzweteramatadza nzungu dzechinanzvirwa
12. Ganyamuto mbama inodzipura nenyama
13. Gudzamudungwe
14. Hana nhete
15. Hari yofanzirofa
16. Hwaive hutsi
17. Hwenyakwese mimba yebere
18. Inongova njakenjake
19. Jemanewadya
20. Kange mbeu kurima kwandikona
21. Karibe musvinu kambudzi kaMunyebvu
22. Kubata kumeso semwana wegudo
23. Kubata shaya
24. Kubatiswa manhenga
25. Kubatwa huyanga
26. Kubatwa kasiyanwa
27. Kubatwa nekunze kweruoko
28. Kubaya dede nemukanwa
29. Kubva zera
30. Kubikirwa nevakaguta
31. Kuda zvakapfava sehonye
32. Kudonha rute
33. Kudya gaka
34. Kudya arere
35. Kudya mutupo unopera meno
36. Kudya nemeso
37. Kudya nhoko dzezvironda
38. Kudya nyika rutivi
39. Kudya zvavapfupi nekureba
40. Kudyira payakasungirwa

You might also like