Professional Documents
Culture Documents
CHAPTER 1
End of chapter 1
💞🩵TWO-TIMER🩵💞*
*
https://chat.whatsapp.com/E2lSvM4RJiO9OB4
ubYceWy
*WRITTEN BY*
*LEE aka MAI RYAN*
📞📞📞
*CHAPTER 2 ⃣*
Takasvika mamha vayitobika zvemasikati sezvo
nguva dzaive dzichiripo .Takavasweresa
takananga kuspare kwedu.Nomsa akaita
zvekusvikokanda bag rake machocolate
ndokubva ati mwararaa pasi.
💞🩵TWO- TIMER💞🩵*
*
https://chat.whatsapp.com/E2lSvM4RJiO9OB4
ubYceWy
*WRITTEN BY*
*LEE aka MAI RYAN*
📞📞📞.
*CHAPTER 3 ⃣*
*MAI NOMSA*
Takati tasvika kubva kuairport kunotambira
murume wangu uyo ayibva kuDubai kunohodha
zvinhu zvedu zvekutengesa.Tine boutique
mutown saka iye ndiye anonohodha
achitengesa ini ndiri teacher hangu paQueen
Elizabeth.Akasvikopfuurira kunogeza ini
ndakasara ndichibika sadza.Paakapedza
kugeza ndaive ndatopedza
kubika.Ndakangobika revanhu two chete sezvo
Nomsa naElse vaive varamba zvesadza
vakadya maspageti atayive tasiya masikati ,
vakayenda kunorara.Pakadzoka baba Nomsa
kunogeza vaive vatorara saka ndakangotora
sadza redu takanodyira kubedroom.Tapedza
ndakanorongedza maplates pandakadzoka
ndipo pandakaona baba Nomsa vaburitsa
mabox two vakamaisa pabed vakabva ati.
Him: Yes.
End of chapter 3
💞🩵TWO- TIMER🩵💞*
*
https://chat.whatsapp.com/E2lSvM4RJiO9OB4
ubYceWy
*WRITTEN BY*
📞📞📞
+2760 478 8878
*CHAPTER 4 ⃣*
*NOMSA*
Me: Kupi?
Me: Ok darling.
Shantel: Hesi .
Me: Nomsa.
Me: Thanks.
Me: Ok.
Me: Sharp.
Ndakabva ndatodzima data ko ndaive
ndisisagone nemufaro zvee.Ndakatombomuka
kudzika pasi ndichifamba famba nemufaro
sezvo Else ayive atorara kare.Ummm ndaive
ndozvitongesa kuti "ndini here ndadiwa
nemukomana akanaka kudaro".Kana Stan musi
iwoyo handina kufunga
nezvake.Ndakatozovhinduka ondifinera achiti
"babe sei usiri kupindura message yangu ini
ndanga ndichikuona uri online".Ndakabva
ndanyepa ndakati "foni yanga ina
Else."Akazvibvuma ndokutaura hedu but ayive
atondibhohwa kunditadzisa kufunga Denford
wangu , eheka anga atove wangu ndaive
ndingomirira kuti kuyedze kuti ndimuti neniwo
zvisazongonzi ndakabvuma munhu nezuva
one..Ndakabva ndarara ....
End of chapter 4
💞🩵TWO- TIMER🩵💞*
*
https://chat.whatsapp.com/E2lSvM4RJiO9OB4
ubYceWy
*WRITTEN BY*
*CHAPTER 5 ⃣*
Me: Ok ndinouya.
Him: Sharp , urikuitei hako.
Me: Sharp.
Me: Heya.
Ndakadaro tichipinda mumba.Takasvika
mamha vaive vatouya vese nadaddy vachiona
tv.Ndakavaswerera tayenda kunochinja mamha
vakabva vati" one wenyu ngaachinopedzesa
kubika sadza muriwo ndabika"...Ini kuti
ndinomira pastove nezvandayinzwa ,
disappointed yandaive ndaitwa naDenford
ndakati Else ayende.Ini "um sisi handisi kunzwa
mushe endayi henyu kunobika".Akanditarisa
akati "urikunzwei mwana wamai".Ndakati
"kuneta neta hangu" .Zvikanzi "ok sisi no
problem , ndagara zvekubika
ndozvifarira".Akabva ayenda ndakanzwa foni
yorira mubag rake rekuchikoro kahana
kakatomborova ndichiti zvimwe
ndiDenford.Ndakanotarisa ndayida kudaira
ndonyepera kutaura nevoice raElse
ndichimuramba zvino ndakaona ari Ethel
handina kudaira.Ndakabatidza data ndichitarisa
kuti kwaive kusina message kubva kunaDenford
here.Ndakatura befu ndaona kusina.Ndaive
ndisisagarisike kutaura chokwadi
ndakambofunga kuti ndiudze Else kuti asiyane
nekutaura naye nekuti ndewangu zvino Denford
akatonditi sorry achinzwa zvayisabuda .
Ndakadzosera foni yake mubag.Rakazoyibva
sadza takanodya.Patainge tarara ndakayenda
kuaap ndakafara kuona kune message kubva
kuna Denford yaive yakanzi "urisei".
Ndakasekerera ndakati "azorealizer kuti anoda
ini awona kuti Else haana dhiri". Ayitove online
ndakabva ndatopindura.
*ELSE*
Daddy vaive vatiigira manecklace ndakafara
chaizvo.Ndakatoyenda kuchurch
ndakayiroverera vanhu vayingoyirumbidza kuti
yakanaka.Pandakadzoka kuchurch ndakabva
ndayiisa mubox mayo. Ndayizoyiona futi ndave
kuyenda kuchurch asi ndaive nekakubatikana
kuti mamha vayirwara apo Nomsa
ayisambokendenga hake ayive atoswera
nemukomana wake kutadza kunonamatira
mamha vanorwara..Ndakazofara ave
mangwana acho vakutosekererawo kana
kubasa vakayenda.Week rese rakapera
tichiyenda kuchikoro yave Friday tichibva
kuchikoro nenzira yekutenderera
kutara.Takaona mota yaDenford , akakumbira
kutaura naNomsa asi ndakazonzwa oti ayireva
ini.Takasara tatarisana manje vanhu vese
vayenda.Apo pakaita nguva pasina ayitaura
neumwe.Ndini ndakatozoti ," saka wandimisira
kuti tiite zvistatue panapa takatarisana."Ndiko
kuzobwaira kwaakaita akati" no kutopererwa
nekuona ngorozi pasi pano . Ndayiti
dzinowanikwa kudenga chete kaini".Ini "ayizve
Mr girrafe ,ngirozi yamuri kutaura iripi?."Akabva
ati "iii ndonzi Denford ini kwete girrafe. Asi
hazvina mhosva hazvo nekukuda kwandinoita
ndinobvuma undishedze chero nezita
iroro.Ndinokuda mwana iwe. Unonzani ,musi
uye wakazoyenda ndisina kuziva zita rako.
End of chapter 5
💞🩵TWO- TIMER🩵💞*
*
https://chat.whatsapp.com/LoPuwJ8bu9L0ZBv
ggs21Gw
*WRITTEN BY*
📞📞📞
*CHAPTER 6 ⃣*
*MAI NOSMA*
Him: Ok my love.
Her: Yes.
Me: Enda unondipirwa number dzake.Ndivo
vasikana vandakaona wakamira navo kuairport
kaavo.
Me: Denford.
Her: Wekupi.
Her: Zvinengei.
Her: Ok.
Her: Sharp.
💞🩵TWO- TIMER🩵💞*
*
https://chat.whatsapp.com/LoPuwJ8bu9L0ZBv
ggs21Gw
*WRITTEN BY*
*CHAPTER 7 ⃣*
*ELSE*
Her: Ko nei.
Me: Heloo.
Me: Hapana.
Me: Yes .
Ndadaro nesmile.
End of chapter 7
💞🩵TWO- TIMER🩵💞*
*
https://chat.whatsapp.com/LoPuwJ8bu9L0ZBv
ggs21Gw
*WRITTEN BY*
*CHAPTER 8 ⃣*
Mamha:Makasanganepi nhayi?
Me: Ok mamha.
Me: Dzerudo?
Me: Kupi?
Him: Tinenge tiri local hedu muno muaHarare
tichimbogocha tichifara.KuBellantyine park
kuHarare east pedyo nekuGreendale.Boys
rimwe ririkuuya Tafadzwa naDaniel vanenge
variko nevasikana vavo.
End of chapter 8
💞🩵TWO -TIMER🩵💞*
*
https://chat.whatsapp.com/LoPuwJ8bu9L0ZBv
ggs21Gw
*WRITTEN BY*
*CHAPTER 9 ⃣*
*NOMSA*
Me: Ok ngaipere.
Me: Varikunzwei.
Me: Hapana.
Me: Kwete.
Her: Saka chiyi sisi taura ndikubatsirei.Inga
munoziva kuti muri sisi vangu wani ndinoita
zvese zvamunoda.
Her: What?
Me: Ayiwa.
Me: Ko wamurambidzirei.
Her: Aah ndayizoonana naye sei.Obvious church
yakapera tinenge tave kuyenda kumba
namamha.
Me: Yaah.
M: Heloo.
Me: Yes.
Me: Ok sharp.
End of chapter 9
💞🩵TWO-TIMER🩵💞*
*
https://chat.whatsapp.com/LoPuwJ8bu9L0ZBv
ggs21Gw
*WRITTEN BY*
*LEE aka MAI RYAN*
📞📞📞
*CHAPTER 1 ⃣0 ⃣*
*DENFORD*
Ndayiti zvangu zvaive zvapera naMimy izvo
munhu ayitoda kunyengererwa chete.Akazoti
ave mangwana acho ndayenda kubasa
ndakaona akapacker mota yake pacompany
pandayishanda.Ndakaburuka iye akabva
aburukawo mumota make akauya kwandaive
ndiri kwakusviko mira pamberi pangu.
💞🩵TWO-TIMER🩵💞*
*
https://chat.whatsapp.com/LoPuwJ8bu9L0ZBv
ggs21Gw
*WRITTEN BY*
*LEE aka MAI RYAN*
📞📞📞
*CHAPTER 1 ⃣1 ⃣*
*ELSE*
Veduwe zvinoita rudo ndaive ndonakirwa naro
zvakapfurikidza ndayiti ndionekewewo zvee
umwe wangu sezvo kumusha kwandayiyenda
kwaive kusina love.Zvino zvakaita ndinonoke
kusvika kumba apo ndaive ndanyepa ndichiti
ndayiyenda kumaextra lessons.Pandakasvika
kumba hana yangu yaive yoita
kurova.Kunyanya pandakaona daddy vadzoka
ndakaita kunge ndichazviitira wet nekutya.Vaive
vakatogara vachidya ende ndivo vakabva
vatotanga kutaura.
Me: Ehoyi.
Mamha: Chiiko.
*NOMSA*
End of chapter 11
💞🩵TWO-TIMER🩵💞*
*
https://chat.whatsapp.com/LoPuwJ8bu9L0ZBv
ggs21Gw
*WRITTEN BY*
📞📞📞
+2760 478 8878
*CHAPTER 1 ⃣2 ⃣*
*DENFORD*
Me: Yaah .
Me: Urisei.
Her: Ethel
Me: Urisei.
Her: Boe hangu , warova wena.
Me: Akakunyepera.
Favor : Zvaramba.
Me: Nomsa.
Him: Wati ndiye sisi vaElse zviye.
*ELSE*
Me: Hoo.
End of chapter 12
💞🩵TWO -TIMER🩵💞*
*
📞📞📞
*CHAPTER 1 ⃣3 ⃣*
*NOMSA*
Him:Une sure.
Him: Usanditaurire.
Me: Zvinengei.
Him: Ndanyarara.
Akabva atora plate yake akanogara kumasofa
achidyira ikoko.Takasara namamha taive
totaura zvebusiness ravo kusvika tipedze
kudya.Tapedza takamboti tanderei tichiona TV
zvishoma ndokuzonorara hedu.Kungosvika
kupinda kumachira nekurara , foni yacho yaive
yobhohwa pasina kutaura naElse.Ave
mangwana acho ndakamuka ndakayenda
kubasa...Yave Wednesday tapedza basa ndave
kutopinda mumota mangu Des ayive opindawo
mune yake yaaive akapacker paside neyangu
ndakanzwa oti.
Me: Kutiyi.
Akabva abuda mumota make akauya kuzomira
pawindow peyangu.
Me: Kunoitei?
Me: Boe.
Him: Kunoitei?
Me: Kunongokuona nechimoko chako.
Me: Nekuti.
End of chapter 13
💞🩵TWO -TIMER🩵💞*
*
*WRITTEN BY*
*LEE aka MAI RYAN*
📞📞📞
*CHAPTER 1 ⃣4 ⃣*
*DENFORD*
Me: Urikudeyi.
Her: Ndangosara ndega apo iwe wanditiza.
Her: Kwete.
Me: Hello.
Her: Girrafe.
Me: Hello.
Me: Month-end.
Her: Month-end inext week ,handi ndipo pari
kupera mwedzi .
*ELSE*
Me: Varikugeza .
End of chapter 14
💞🩵TWO -TIMER🩵💞*
*
👇🏼inbox
Varikuda kubva pa1 pindai umu
handipe book
https://chat.whatsapp.com/JS8KYKDRpb2ALX
LbEN9D5A
*WRITTEN BY*
📞📞📞
+2760 478 8878
*CHAPTER 1 ⃣5 ⃣*
Her: Ko chiyi.
Me: Kungoneta neta mufunge hapana pandiri
kuti apa asi ndirikungonzwa knuneta.
Me: Sharp.
Akayenda ndakasara
ndichitsvaira.Ndakambotsvaira yese here yard
yacho ndakagumira panzira ini.Ndakanonwa tea
nechimodho apo Gogo vaive vayenda
kumusangano waive washevedzerwa muraini
mavo imomo.Pandakapedza kudya ndakabva
ndayenda kunorara.Ndakazvambarara
pamusoro pemubhedha , ndakafuga
thower.Ndakatozomuka kuma12pm time
dzakabva Gogo kukusangano ndivo vakatosvika
kundimutsa vachiti ndinwe mapiritsi
ndakaramba ini.Ndakabva ndatomuka kana
simba rainge rakuita richiuya.Ndakatsvaira
dzimba dzese kwakuisa cobra.Ndapedza
ndakasuka maplates enezuro wacho manheru
neaayive tanwira tea makuseni.Time
dzandakapedza dzanga dzatove kuma1pm
ndonguva dzaive dzobva vana kuchikoro.Uye
ndonguva dzakapfuura Martha , ini ndaive
ndatobata bucket rangu kuti ndinochera mvura
yekugeza kuchibhorani sezvo migodhi yaive
yototanga kuomerwa kwaive kusina kunaya
zvakanaka gore iroro.Martha akabva ati
ndimumirire tiyende tese.Ini semunhu
ayitozezawo kuyenda ega ndakabva ndatogarira
bucket kuroad ikoko ndave kumirira
Martha.Ndakabva ndafunga kurudunura
musoro wangu sezvo Den ayiuya mangwana
acho ndayisada kuti andione
nemagodi.Ndakarudunura fast ko magodi
anombonetsa here.Unongobata chishinda
wongoti dhadha dhaa achirudunuka .Two
minutes ndaive ndatopedza apo Martha ayive
asati auya.Ndakasiya kugomo kuroad
ndakayenda kunokama musoro
mangu.Ndakatora shinda yekurukisa musoro
ndakakwidza vhudzi rangu kuti rionekerewo
nekuti itsindi chairo vhudzi rangu rakawandisa
uye haritane kukura seipapo raive
ratokuririra.Martha paakazouya akatosvika
kushamisika achindiona ndarudunura.
💞🩵TWO -TIMER🩵💞*
*
👇🏼ibox
Vanoda kubva pa1 pindai umu
handipe book
https://chat.whatsapp.com/JS8KYKDRpb2ALX
LbEN9D5A
*WRITTEN BY*
*LEE aka MAI RYAN*
📞📞📞
*CHAPTER 1 ⃣6 ⃣*
*NOMSA*
Her: Vadini?
Me: Havasi kurwara here moda kuti vasare futi
vega.
Me: Hapana.
Me: Variboe..
Me: Ok cool.
End of chapter 16
*💞🩵TWO -TIMER🩵💞*
*WRITTEN BY*
*LEE aka MAI RYAN*
📞📞📞
*CHAPTER 1 ⃣7 ⃣*
*ELSE*
Me: Horaity .
Me: Kumusha.
Ndakatodaro ndave confused nekuti Nomsa
ayive akandiudza kuti akatransfare.
Her: Kukuona?
Me: What.
💞🩵TWO -TIMER🩵💞*
*
👇🏼inbox
Vanoda kubva pa1 pindai umu
handipe book
https://chat.whatsapp.com/KX74YFiWU8i0yz6
gWFrlSZ
*WRITTEN BY*
*LEE aka MAI RYAN*
📞📞📞
*CHAPTER 1 ⃣8 ⃣*
*DENFORD*
Ndakarwadziwa pandakaudzwa naElse kuti
ayisakwanisa kuuya kumba.Apo mamha vaive
vakatomumirira.Mangwana acho vakatorovha
kubasa kwavo vachiti vaone muroora wavo.Apo
ini ndakaramba ndakarara hangu
kutokanganwa kuvaudza kuti hakuna muroora
ayiuya.Pandakazobuda ku9am ndave kunzwa
nzara ndipo pakashamisika mamha vakabva
vati.
Me: Nomsa?
Me: Lawyer.
Me: Ok mamha.
End of chapter 18
💞🩵TWO -TIMER🩵💞*
*
https://chat.whatsapp.com/KX74YFiWU8i0yz6
gWFrlSZ
*WRITTEN BY*
📞📞📞
*CHAPTER 1 ⃣9 ⃣*
Ndiri munzira ndakabatidza foni yangu yandaive
ndakadzima kubva zvandaive ndayenda
kwanaDen ndaive ndakaidzima.Ndakangoita on
pandakapihwa number natete mai Salisha
ndokuyidzima pakare ndisina kutorarisa
mamessage.Zvino ipapo ndakati rega
ndichitarisa ndayitoziva kuti Nomsa any
nditsvaga asi ndayifunga achiri kuground.
.Pandakayiita one pakabva papinda
mamessage kubva kuna Nomsa ayive akanzi
"urikupi ndoda , kunoudza daddy kuti urikuita
zvevakomana .Haungandisiye ndega muground
uchiita zvaDenford wako iyeye."Handina
kupindura hana yangu ndiyo yaive yongorova
ndichizvitongesa kuti kwandayiyenda kwaive
kutsvene here.Kana Denford handina kuda
kumuudza nezvemessage iyoyo ndayingoti
ndinozviona ndasvika kumba.
Takati tichisvika pamashops ekutwo Den
akabva amisa mota ndaive ndakutoda
kuburuka.Akabva ati "wakutoyenda usina
kundipa kana kiss zvayo even hug
babe".Ndakangosverera kwaaive akagara
ndakamupa hug iye yekungoti zvindibve nekuti
pfungwa dzainge dzisisiri panzvimbo ndaive
ndotofunga zvekumba.Nguva yandaive
ndakamumbundira ndakanzwa oti "ndiNomsa
kauyo".Ndakabva ndacheeuka kwaive
kwakatarisa Den.Ndakaona zveshuwa ari
Nomsa asi munhu waayive naye ndiye
akandirovesa nehana ,ayive nadaddy.Ndakabva
ndati," mahwii ana Daddy , ndichaburuka
sei".Apo maziso aNomsa nababa vake
ayitoratidza kuti ari kumota yataive tiri.Asi
ndayiziva kuti vayisationa nekuda
kwetint.Denford akabva ati "ndivo baba vako
here avo , ko zvavanenge varikuuya
kuno".Zveshuwa vayitouya kumota yaDen.Hana
manje yaive yorova.Ndakabva ndadzikisa seat
ndakaita zvekuzvambarara kana Denford
akadarowo.Taive tarara zvino takatarisana hana
yangu ndiyo taive yongonzwika kurova.Pasina
nguva baba vakasvika takanzwa voknocker
kuwindow kuside randaive ndiri chairo vachiti"
Else buda umo ndirikuziva kuti urimo.Nhasi
unondiona".Ndakaramba ndiri zii.Vakagogodza
kepiri ",iwe hausi kundinzwa here? Iwe nzenza
yemwana urikuita basa rekudanana nemasugar
daddy zera rako iroro . Ndoda kukurova kasika
kubuda."Hana yangu yayiwedzera
kurova.Ndaive ndoita kudedera kana Denford
akazviona akaswedera kuseat randaive ndiri
kwakundipa tight hug.Ndakazevezera munzeve
dzake ndakati "ndirikutya Den".Akandibata
muromo kuti nyarara.Ndakanzwa voti ",Nomsa
mune vanhu imomu".Nomsa akadaira kuti "ehee
varimo ,atorimo Else umu."Zvokanzi "haa
hamuna vanhu handei".Takabva tanzwa kuti
zii.Papera kanguva Denford akabva asimudza
musoro kwakutarisa tarisa akati vayenda.Ndipo
pandakasimudzawo musoro takambundirana
pakare naDen taive tagara.Ndakatanga
kuchema ndakati "Den Nhasi ndinodzingwa
kumba hangu ini.Ndosvika ndichitiyi kumba
chokwadi".Akanditi "babe nyarara ,kana uchitya
zvekudaro ngatidzokere kumba kwedu pane
kuti unorohwa".Ndakamuregedzera
ndakamutarisa kumeso ndakati "aah ndichiri
mwana wechikoro ini".Zvokanzi "saka
wazvopira kunorohwa here babe zvekuti uchiri
mwana wechikoro hazvina basa even urikumba
kwedu unongodzidza pane
kunorohwa".Paakapedza kudaro ndakabva
ndanzwa kutota kumagaro kwangu.Ndakabata
waneyi iropa.Ndaive ndatoyenda kumaperiods
mazuva angu asati asvika.Denford akazviona
akati ",asi mazuva ako anga akwana"
Ndakazunguza musoro ,kuramba.
Vakabva vanyara.
Me: Ummmm.
End of chapter 19
💞🩵TWO -TIMER🩵💞*
*
👇🏼Inbox
Vanoda kubva pa1 pindai umu
handipe book
https://chat.whatsapp.com/KX74YFiWU8i0yz6
gWFrlSZ
*WRITTEN BY*
📞📞📞
+2760 478 8878
*CHAPTER 2 ⃣0 ⃣*
*NOMSA*
Me: KuBorrowdale.
End of chapter 20
💞🩵TWO -TIMER🩵💞*
*
👇🏼inbox
Vanoda kubva pa1 pindai umu
handipe book
https://chat.whatsapp.com/GglJ7ARnRFI2zDS
Ms7ACTn
*WRITTEN BY*
📞📞📞
+2760 478 8878
*CHAPTER 2 ⃣1⃣*
*MAI NOMSA*
Him: Ok.
*ELSE*
Me: Neniwo.
Me: Ok my love.
💞🩵TWO -TIMER🩵💞*
*
👇🏼inbox
Vanoda kubva pa1 pindai umu
handipe book
https://chat.whatsapp.com/GglJ7ARnRFI2zDS
Ms7ACTn
*WRITTEN BY*
*LEE aka MAI RYAN*
📞📞📞
*CHAPTER 2 ⃣2⃣*
*NOMSA*
Akadzoka Else ndakanyepera kumufarira handi
daddy vaive vakavimbisa kuti vachandiitira
plan.Takanyora matest takapedza.Vhiki
ratakapedza weekend yacho Else akabva abuda
kunoswera naDenford.Ndakaswera
ndakasuruvara musi iwoyo.Apo ndayingove
ndega pamba mamha nadaddy vaive vayenda
kuboutique.Mai Lizy mulodger wepamba pedu
ndivo vaivepo but ndaive ndisina nyaya
navo.Vayitoswera vakazvivharirawo muroom
mavo.Vakazouya vabereki vangu Else asati
auya.Akazouya hake akasvikopfuurira
kunogeza.Ave mangwana acho ndakati rega
ndinzwe kuti kwavamwene kwaakamboyenda
ane kamutodo zvakafamba mushe here.
Me: Denford.
Him: Good.
Me:Ok daddy.
Him: Nomsa.
*ELSE*
Her: Kwete.
End of chapter 22
💞🩵TWO -TIMER🩵💞*
*
👇🏼inbox
Vanoda kubva pa1 pindai umu
handipe book
https://chat.whatsapp.com/GglJ7ARnRFI2zDS
Ms7ACTn
*WRITTEN BY*
📞📞📞
*ELSE*
Me: Sharp.
Me: What.
Him: Yes babe let's talk about
marriage.Ndakakurora unogara kumba kwedu
uchiyenda kuchikoro simple.
Me:Ehoyi mamha.
End of chapter 23
💞🩵TWO -TIMER🩵💞*
*
👇🏼inbox
Vanoda kubva pa1 pindai umu
handipe book
https://chat.whatsapp.com/K3DCzC0SqWL2Ne
a5cxEg0a
*WRITTEN BY*
📞📞📞
+2760 478 8878
*CHAPTER 2 ⃣4⃣*
*NOMSA*
Vakadaro b
vachirova rova sofa nechibhakera chavo.
Me: Nhumbu?
Me: Ehee
End of chapter 24
💞🩵TWO -TIMER🩵💞*
*
*WRITTEN BY*
📞📞📞
*NOMSA*
*ELSE*
Ndakabva ndanyarara.
Him: Babe.
End of chapter 25
💞🩵TWO -TIMER🩵💞*
*
👇🏼inbox
Vanoda Kubva pa1 pindai umu
handipe book
https://chat.whatsapp.com/K3DCzC0SqWL2Ne
a5cxEg0a
*WRITTEN BY*
*LEE aka MAI RYAN*
📞📞📞
*CHAPTER 2 ⃣6⃣*
*DENFORD*
*Kana ndiri kure unondifonera , ndoda uve
pedyo ugondiyimbira.Kana ndauya unondifarira
,kana ndayimba unotitambira*
*Babe uri ruva remoyo wangu ndiwe wakabata
moyo wangu ende ndiwe une ganje remoyo
wangu*....
Ndini uyo ndayiridza kasong kaKyeston
ndichinanaidza mota ndakananga
kumba.Ndayiita kutevedzera nemalrycs apo
ndichisekerera ndayitofunga Else panguva iyoyo
ndakabva ndati rega ndimufonere.Ndakadialer
number dzake haana kunonoka kudaira.
*NOMSA*
Ndakagutsirira musoro.
Daddy: Ko madzoka.
💞🩵TWO -TIMER🩵💞*
*
👇🏼inbox
Vanoda kubva pa1 pindai umu
handipe book
https://chat.whatsapp.com/EfdW7nDzH3L9Xzz
Qb9Aro5
*WRITTEN BY*
*LEE aka MAI RYAN*
📞📞📞
*CHAPTER 2 ⃣7⃣*
*DENFORD*
Me: Aramba.
Her: Heloo.
Akaita kuvhunduka.
Her: Hapana.
Me: Haa Nomsa saka nhumbu iyi haisi
yaDenford kaiyi .Ndeya Denford here nhumbu iyi.
*WRITTEN BY*
*CHAPTER 2 ⃣8⃣*
*MAI NOMSA*
Her:Ko chiyi.
Vakadaro vachisimuka
ndakasimukawo.Ndakatora makey takabuda
.Ndakakiya shop ndakanopinda mumota mai
Mupfunde vachipindawo mavo.Ndakayenda
kumba.Ndichisvika kumba munhu
wandakatanga kutaura naye ndiElse
pafoni.Ende ndakaita lucky kuti ayitove online.
Me: Ok sharp.
Ndakasimuka ndakapukuta
misodzi.Ndakanotora mornarch rangu raive
ratobamuka.Ndakanoroisa muspare
yandayishandisa.Ndiko kutanga kugara
kwandakaita nambuya Murungu.Tayigara hedu
zvakanaka uye ini kufamba ndaive
ndisisafambe kana Martha akatoita mazuva
asingazive kuti ndakadzoka.Kufamba kuye
hunge zvinhu zvese zvakaringana.Ini ndayinzwa
kuremerwa ndichiti ndakaona vana vechikoro
vachiyenda kuchikoro ndoti "zvavo vane
vabereki."Apo kana foni yaive isisavaraidze
handi ndaive ndakablocker Denford .Yanga
yangove foni yezita.Munhu wandayitotaura
naye ndiEthel namamha vayifona pano neapo
vachida kunzwa kuti ndirisei.Mazuva akafamba
ikave mwedzi ndipo pandakanzwa mai Nomsa
vachindibvunza kuti mai vangu vayinzani.
Ndakavaudza ndakazoona vanditumira
maphotos.Ndakaona vaive vakada kufanana
namai vangu ndakaudza mai Nomsa .Zvakaita
ndifungisise mai vangu
zvakanyanya.Ndakabvunza mai Nomsa kuti
vaive vavawanepi asi havana kupindura .Umwe
musi ndichitoisa marasha hangu pamusoro
pechimodho chandayibika ndiri mukitchen
yambuya murungu.Ndakanzwa mota
kutinhira.Ndakamboda kuignore ndichiti pamwe
yaipfura kuroad .Ndakazonzwa ruzha kuti
rwaive pachivanze , zvakandipa kubuda
mukitchen
ndichimhanya.Ndakanosanganidzana
naDenford maziso.Iye achiburuka mumota
make ini ndakamira pamusiwo
wekitchen.Ndakaramba ndakamuyeva.Umwe
moyo wakafara kumuona umwe moyo
wakatsamwa kuti ayive avingei.Kana Gogo
vaive vatobudawo mudinning mavaive vari
vamira paverondor.Ndakanzwa voti ,"ko
hautambire umwe wako suu ".Ndakavatarisa
neziso rekuti "umwe wangu upi."Vakabva
vandipa masign ekuti "enda umomutambira"
iyewo ane manyemwe ayive ongoramba
akamira kunge chistatue.Ndakafamba ndakati
"titambire ,ko mavingei"?Zvikanzi "saka
kutambira kwako kuri papi kana uchibvunza
muyenzi kuti wavingei.Ndibatsire kutora zvinhu
zvandauya nazvo muboot.Akanovhura boot
wanei makazara grocery apo ayingove mapack
mapack. Ndakabva ndati ,"hezvo asi wauya
kuzorora Nomsa mazigrocery ese aya asi
igrocery ramai". Zvikanzi "ndichakurova
muromo iwoyo nekiss unoti ndingaroore
Nomsa ndinodanana naye here".Ipapo ayive
atondibata muchiuno andiswededzera pedyo
naye. Zvandakanzwa ipapo ,wako ndewako
shuwa chero wakagumbuka mafeelings
anotonga.Taive tatarisana zvino ambuya
vayisationa nekuti taive takavharidzirwa
nemota.Rimwe grocery raive richiri pasi rimwe
mumota.Takamboita kanguva takadaro pasina
ataura neumwe.Ndakazosuduruka paayive ari
ndakati "wavingei".Zvikanzi "ndavinga
iwe".Ndakati, "usiyane neni handidanane
nemunhu ane mwana ini.Handichatode nezvako
kana wapisira petrol uchifambira ini
wayirasa".Ndakadaro ndichitsiga case yesugar
ndakanoisa mudinning .Takatakura zvese
kusvika zvapera . Ndipo paakazogara pasi
akakwazisa ambuya.Ndakanzi ndimubikire
sadza sezvo isu taive tatodya remanheru ,
chimodho chandayibika chaive chemangwana
acho kuseni.Ndakamubikira sadza
akadya.Apedza takatandara
ndakazonomuratidza mekurara , ini ndakayenda
kunorara naGogo .Kwayedza ndakamuka
ndakaita basa.Time dzandakanochera mvura
kuchibhorani ndakaona atevera zvikanzi ",ende
unogona kuignore".Ndakati "ini handisi kuda
zvekutaura newe.Zvawauya kuno Nomsa
wamusiya nani". Akaseka zvikanzi kuti
"mukadzi wangu here ,mukadzi wangu ndiwe.
Chero Nomsa ane nhumbu yangu babe asi
mistake yakaitika inga unozviziva wani
.Wandinoda ndiwe ndinotoshaya kuti sei
wayisada kutaura neni.Handina kuziva kuti
kurara kwandakaira naye achabata pamuviri
ini".Ndakati "zvino yavepo ende hazvichaita kuti
tirambe tichidanana nekuti hama dzaNomsa
wacho ndidzo dzirikundichengeta saka
takazoramba todanana wavo mwana ane
nhumbu zvinoita kunge ndavabetrayer".Zvikanzi
"hakuna zvakadaro babe kana vachikuda
nemoyo wese chinovatadzisa kuzvitambira
chiyi"?. Ndakati "zviri easy kwauri asi kwandiri
hazvizi nyore".Ipapo ndayitaura ndichitsiga
bucket , ndaive ndatochereredzera
mvura.Ndichangotsiga Denford akabva
andipabata mumaside pedyo nechemuwaist
achiita kutekenyedza , ndakavhunduka.
Zvandakanzwa zvacho ipapo zvakaita
ndipunzire bucket rambuya Murungu pasi zvese
nemvura yaro rakabva ratsemuka .Iye
kwakutanga kuseka hake hanzi "ende une
moto."Ndakamutarisa neface yaive serious
ndakati "hapana chinosetsa".Akabva auya
pandaive ndakamira akandibata "zvikanzi
urikurambeyi ".Ndayida kumurambidza
kundibata kwayive akandiita but ndayinzwa kuti
dai angoramba akandibata ndaive ndamusuwa
.Taive tatarisana akabva atanga kundikisa asi
handina kuresponder chero yainaka asi
ndakangofunga kuti muromo ,"iwoyu
wakambokisa futi Nomsa "ndakabva ndamuti
mbama ndakati "siyana neni ita
zvaNomsa".Ende handina kuzomira
ndakanhonga chibucket chambuya murungu
ndini uyo kumhanya kuyenda
kumba.Ndakasvikozvivharira mumba mambuya
ndakatanga kuchema.Ndayimuda but
ndayifunga kuti mai Nomsa vanozotiyi
ndakaramba ndodanana naye even mbuya
Murungu ndayisaziva pane pfungwa
dzavo.Ndakachema kusvika ndatobatirwa
nehope ndakazomutswaa naGogo vaive vauya
mubedroom.
End of chapter 28
*Please note kuti season 1 yedu irikuperera
pachapter 30 saka two free chapters left kuti
tipinde mussn two .Ssn two yedu ichange iri
onsale vanoda kuramba vachiyenderera mberi
nebook mobhadhara*
ZIM SIDE
SA SIDE
💞🩵TWO -TIMER🩵💞*
*
*WRITTEN BY*
📞📞📞
*MAI NOMSA*
*NOMSA*
Her: Hoo.
Akadaro achikwenya pahuma pake
.Ndakashamisika ndichiona ring muruoko
rwake yegold chaiyo .Ndakabatikana
ndakatoziva kuti hapana umwe ayive
amutengera kunze kwaDenford.Ndaive
ndotofunga kuyiba ndonyepera Denford kuti
akayitengesa . Zvino ndakashaiswa
mukana.Mangwama acho akabva amuka
achiyenda ndisati ndaronga kuti ndoyiiba sei
apo vakayenda vese namamha.Papera mazuva
ndakaona tete vadzoka.Vakatouya vega kusvika
pamba kwete zvekufona vari kuMbare kuti
tivatambire.Ipapo ndakazongoona vave pagate
ndaive ndakagara mudinning tina
mamha.Ndakabva ndavamhanyira tete
ndochivambundira.
Takapinda mumba vakakwazisana namamha.
Me: Ko kusafona nhayi tere kuti murikuuya.
ZIM SIDE
SA SIDE
💞🩵TWO -TIMER🩵💞*
*
*WRITTEN BY*
*LEE aka MAI RYAN*
📞📞📞
*SSN 1 FINAL*
*CHAPTER 3 ⃣0⃣*
*DENFORD*
Me: Ok momy.
*ELSE*
Mai vangu ndakavaona ndakafara
chaizvo.Ndayida kutosara ndichikurukura navo
zvino ivo vakandirambira vakati ndinozodzoka
nekuti vayida kubuda kudzokera
kwavakarorwa.Ndakangobvuma zvavaive
vataura takadzoka hangu namai Nomsa kumba
kwaHonde.Pasina three days list raive
ratonyorwa ramai zvese nerababa . Ndakati
ndariverenga ndakaita kukanuka ndakati "nhayi
gogo manyorero evanhu ava list ndeyekuti
ndirorwe here kana kuti vanoda
kutonditengesa.Vanoti seven thousand usa
ndeyekutamba nayo .Ndagove mwana wa
Minister here anobvisirwa makutukutu emari
iwaya".Zvikanzi naGogo "pamwe vazviitira kuti
vagowana kusheyana namai Nomsa nababa
Nomsa kukurera kwavakaita".Ndakati" but
kutaura pafair Gogo mari yose inofanira
kudyiwa namai Nomsa nababa Nomsa nekuti
ndivo vakandichengeta , ivo havafaniri kudya
pfuma yangu.Izvi zvekuti vanofanira kunge
varipo ndezvechirango chete."Zvikanzi "vanoita
zvavanoda nekuti ndivo vanenge vachiti
vakakuzvara".Ndakati "zvakaoma Gogo ndoda
kuti pakurorwa kwangu muve muripo Gogo
handi".Zvikanzi "ehunde tinenge tiriyo Else kana
Mwari achinge atindera"..Ndayikurukura
nambuya Murungu.Takagara mukitchen
mavo.Ave mangwana acho Denford akabva
atotaura date raayiuya kuzoroora racho asi ini
ndayitonyara hangu nemazimari ayive
akanyorwa pabepa ekupenga iwayo.Zvisinei
mazuva akafamba.Rakasvika week rekuti
ndichinororwa racho.Ndakaona call kubva kuna
Nomsa ndakadaira.
Me: Hallo.
Her: Hesi kani chumugunduru chekumba
kwedu.Ndangoti ndifone ndikuudze kuti musi
wa21 March Ndiri kurorwa naDenford.
Me: Ok mamha.
ZIM SIDE
SA SIDE