Professional Documents
Culture Documents
(Free chapters)
Edited by SlyTee
~Another one•
Chapter 1
*Edited by SlyTee*
+27 613 665 283
silehsterproductions@gmail.com
*Chapter 02*
*Dorcas*
*Edited by SlyTee*
*Chapter 03*
*Munashe*
*END OF CHAPTER 03 *
*Edited by SlyTee*
*Chapter 04*
*Dorcas*
Chihelele@sileh.pro
G4WPJhXrs0hE2MsW1IcEB3
*Tears After Pride*
*Edited by SlyTee*
*Dorcas*
Ndakambosvikirwa nemweya
wekumufinhura kuti nditi "tiri kuronga
zvirefu nemurume wangu" asi
ndakangozvidzora ndokuti,
Lots of love
Silehster Productions
https://chat.whatsapp.com/G4WPJhXrs
0hE2MsW1IcEB3
*Edited by SlyTee*
+27 613 665 283
silehsterproductions@gmail.com
*Chapter 5*
*Munashe*
Takapikisana kudzamara
takutonakirwa takutoseka hedu. Cecilia
was a free spirit aingoita ndinzwe as if
life was worth living aingondipa
mazano nema hopes ekuti
zvichandinakira rimwe zuva.
*END OF CHAPTER 05 *
*Edited by SlyTee*
*Chapter 7*
*Basil*
*Edited by SlyTee*
*Chapter 8*
*Munashe*
Kurarama naCecilia muhwani room
kwainge kwaoma chaiko nekuti
ndainzwa kuti ndiri kunyura nemusoro
makumbo mudenga.Iye agoti aive
agara akazvinakira uye apa aive
awedzera wena zvekuti upenyu hwaive
hwakuomera ini nekuti ndaive
ndongomufunga pese asi ndakati
zvirinane pane kufunga Dorcas aive
nemunhu vake kare. Ndakazofunga
kumutsvakira
zvekutengesawo,paakaita kamari kake
akabva ati akunoroja izvo
ndakazviramba ini ndaive ndisisade
asuduruke pandiri ini.Mupfungwa
nemumoyo mangu ndaive ndatovaka
musha wedu naCecilia
ndikapedza.Kuti ndimuudze ndaitya
kuti aizonditora semunhu akaita sei
?,ndaitya kuti aigona kutotuta
nekutya.Chandakaona chaiita ade
kubva inhau yekurara nekuti uyu
Pedzisayi mukomana wepa next
musikana wake aive atouya nema
bags zvekutozogara chaizvo.
Ndakafunga kunotsvaka machira kuti
umwe neumwe awane pake
pekurara.Ndakatanga mu flea market
mana Dorcas ndaida kutenga chi
comforter ndozonotsvaka
machira.Ndichiri kutenderera ndakabva
ndatosangana naDorcas,ndaive
ndisina kumbofunga nezvake.
Ndakabva ndatonotenga pa stand
pake,zvinhu zvaichinja Dorcas aigara
akazadza stand yake kupfuura
mashops mahombe chaiwo zvekuti
kunyangwe achiti haasati ahodha
unenge usingaone musiyano asi musi
you maingove nezvimbatya
zvaiverengwa.I could sense kuti things
were not the same again but anway
who was I to judge vasikana vembozha
pamwe aive atovimbiswa zvidhafu
akutosiya zvekutengesa.
*Silehster Productions*
G4WPJhXrs0hE2MsW1IcEB3
*Tears After Pride*
*Edited by SlyTee*
*Chapter 9*
*Dorcas*
Ndokudai ndokudai
G4WPJhXrs0hE2MsW1IcEB3
*Edited by SlyTee*
*Chapter 10*
*Cecilia*
Zvaive zvaitika pakati pangu
naMunashe zvakasara zvichindidya
moyo nekuti Dorcas aizonditora
semunhu akaita sei ? Iyo Masvingo
yese yaizondiregerera here nekuti
relationship yaMunashe naDorcas
yainge yema celebrities kumusha
kwedu,hapana aisaziva nezvavo zvese
nembwa dzaiziva kuti Munashe ndewa
Dorcas.Ndakaona kuti ndaizove muipi
chaiye asi chaindipa nyadzi moyo
wangu waimuda Munashe I wasn't
regretting zvese zvataive taita asi kuti
ndaitya kutaura kwevanhu kunyangwe
humhandara hwangu handina
kurwadziwa kuti ndaive ndapa
Munashe.Asi nyaya yaive yondinetsa
ndeyekuti ko iye Munashe wacho was
he feeling the same here or ndini
ndaingodanana ndega ? Asi mashoko
ake aive achiri kungoita mawungira
mumusoro mangu."Asi kuti airevesa
here ?,apa aive aenda kumapurazi,kuti
ndokwaive kutizwa kwacho ?" I
remember very well my mother vachiti
mukomana akangorara newe
zvatopera anogona kukusiya,manje
Munashe wacho aisave mukomana
wangu nhai Mwari ndochihure ka
chandainge ndaita ichi.Asi kumuda
ndaimuda nemoyo wangu wese
mhani.But ndakazviudza hangu kuti
zvaaenda aive atogona
ndaizongosiyana nazvo kana kuri kuti
anouya achiti ngatidanane ndoramba
asi kana atiza zvavharana nekuti
hapana chaibuda pakudanana kwacho.
Ndozvandakagona kupindura
ndaishaya nyaya naye ini kubva
manheru pataive tafarisa nekuti
ndaisapererwa kutaura naMunashe.
Munashe: "Ndokuona mangwana
handitika,ndichafona pandichapinda
mutown."
Munodiwa mufunge.
#Silehster Productions
G4WPJhXrs0hE2MsW1IcEB3
*Edited by SlyTee*
*Chapter 11*
"Dorcas*
G4WPJhXrs0hE2MsW1IcEB3
*Edited by SlyTee*
*Chapter 13*
*Cecilia*
Akazouya Munashe weekend achibva
kufarm asi ndaive ndazviudza kuti it's
either ondisiira room yake yairoja yoita
rangu oudza landlord kuti ndini
ndakugarapo sezvo aive akugara
kufarm kana achiuya maweekends
otsvaka kwekusvikira.Ndainge
ndakasara ndikafunga ndikapedza kuti
zvataive taita zvaive zvisina kunaka
nekuti Dorcas aive shamwari
yangu.Zvese zvatainge taita
naMunashe taizongo zvikanganwa
toenderera mberi nehupenyu as if
nothing happened nekuti kuputsa
friendship nekuda kwechihure
ndaisada.Paakapinda padoor
ndakabva ndatosunga kumeso ndaida
asaite tupfungwa twehunhubu.
silehster.pro
G4WPJhXrs0hE2MsW1IcEB3
*Tears After Pride*
*Edited by SlyTee*
*Chapter 12*
*Dorcas*
Silehster.Pro
G4WPJhXrs0hE2MsW1IcEB3
*Tears After Pride*
*Edited by SlyTee*
*Munashe*
*Edited by Kiwa*
*Chapter 15*
*Munashe*
*Edited by Kiwa*
*Chapter 16*
*Dorcas*
*Edited by Kiwa*
+27 613 665 283
silehsterproductions@gmail.com
*Bonus Chapter*
*Cecilia*
Takazorara ndakutonakirwa,Virginia
aiziva zvinhu nenzvimbo zvekuti aive
akazvarirwa nekukuriramo muGweru
saka aive nestayira yese. Ndakarara
ndakutonzwa kurerukirwa
neupenyu,shamwari dzobetsera hama
dzangu ndiri ndega ndaitoona sekuti
ndane mutoro muhombe.Takamuka
makuseni ndokuenda kumisika yedu
nyaya ichingori yekuenda kwambuya
veku 6 neya John.Ini hangu John
ndaisamuda ndaimuvenga ainge tsotsi
chairo asi nekudawo kurwadzisa
Munashe ndaive ndazvipira kudanana
naye chete.