Professional Documents
Culture Documents
_Edited by Nassey_
+263788183445
CHAPTER 1
Hussein
"Okay dad"
Mhamha vakatanga kuimba song
yekurumbidza Mwari
tikadairawo.Vapedza takatanga kunamata
tichibva taenda kunorara.Ndiwo waiva
mutemo wepamba pedu mainamata
pamwe chete musati maenda
kunorara.Ndakanzwa knock padoor
pangu ndikavhura ndikaona ari Noreen.
"Sorry mkoma"
Ndakavatenda nemashoko
avo.Mangwana acho Noreen akamukira
kuenda kuchikoro anga ari book
six.Kazhinji kacho ndini ndaimutora kubva
kuchikoro.Time dzandakaenda
kunomutora ndakasvika achitukana
neumwe mkomana anga ariwo mu
uniform.
https://chat.whatsapp.com/JJgc0eurxxzFy
AZntV4NWp
*CHAPTER 2*
*Hussein*
"Taura tinzwe"
"Thanks my son"
https://chat.whatsapp.com/1M3RbIkBk0LJ
ykvZ099WmQ
_Edited by Nassey_
+263788183445
*CHAPTER 3*
*Hussein*
https://chat.whatsapp.com/1M3RbIkBk0LJ
ykvZ099WmQ
_Edited by Nassey_
+263788183445
*CHAPTER 4*
*Juliet*
"Okay Boss"
"Get out"
*Hussein*
"Okay"
"Noreen" ndakamushevedza.
"Mkoma"
"Ehe ndadya"
Ndakamuperekedza kuchikoro
ndikanotaura nemkuru wechikoro.
"Wadiii"ndakadaro.
"Boss vapi"
"Mr S.Nyati"
"Chibuda unonoka"
https://chat.whatsapp.com/7ZYdR4vtrNC
HdW8vrJ0KTm
*CHAPTER 5*
*Hussein*
Ndakangonyemwerera tikanamata
ndikaenda kunorara.Ndakarota mhamha
vachichema ukuwo mudhara vanga
vakatarisa pasi vasiri kana
kutaura.Ndakapepuka ndikatanga
kunetseka nehope dzandarota.Mangwana
acho yaitova weekend ndakaswera
pamba.
"Why bro"
"Okay bro"
Ndakabuda kuenda kuhotel
kuya.Ndakasvika kuona musikana uya
aripo achicleaner.
"Juliet Dube"
"Why madaro"
*LAST SUPPER*
_Written by King Lee_
~LeeMarzy~
+263774206587
_Edited by Nassey_
+263788183445
*CHAPTER 6*
*Juliet*
"Aaaah handei"
https://chat.whatsapp.com/7ZYdR4vtrNC
HdW8vrJ0KTm
_Written by King Lee_
~LeeMarzy~
+263774206587
_Edited by Nassey_
+263788183445
*CHAPTER 7*
*Hussein*
Ndakazoomer ndichida kuona kuti ndiani
ndakaona munhu anga akapfeka mask
nehembe dzeblack.Ndakaedza kufunga
kuti ndiani ane body yakafanana neiyi
ndakatadza kubatanidza.Ndakabuda
ndikaenda paya pakaitikira
tsaona.Ndakamira paya kwenguva
yakareba ndichifunga kuti zvino
ndichatangira papi.Ndakafunga kunoona
mupurisa uya aioona nezvenyaya
yacho.Ndakamufonera sezvo number
dzake ndaiva nadzo.Ndakaenda kubasa
kwavo.
"Mava papi"
"Hooo okay"
"Ndauya mkoma"
https://chat.whatsapp.com/B9Xwsng3LVs
EkNBjrpUqSu
_Edited by Nassey_
+263788183445
*CHAPTER 8*
*Juliet*
"Ko hauchashandi kuDelta here nhai
Trevor" ndakabvunza ndaona ava
nemazuva asati adzoka kubasa kwake.
"Okay daddy"
"Mangwana iweekend wakati unouya
kumba kwangu"
"Ask"
"Yes"
Musikana uyu aitova free ndakabvapo
ndatova nenumber dzake.Guess anonzi
Noreen.Ndakaenda kumba nehembe
dzangu nyowani.Ndakasvika Mai Maka
vari pacall vachitaura nemurume
navo.Ndakapinda muroom ndikapfeka
hembe nyowani ndichida kuratidza sis
vangu.
"Thanks ndikufara"
"Obvious"
"Okay sorry"
"But..."
"But what"
"Handichamunzwiri shuga
sezvandaimboita kudhara ameno why sis"
"Aaah ndomuda"ndakadaro.
"Musoro wangu"
https://chat.whatsapp.com/B9Xwsng3LVs
EkNBjrpUqSu
_Written by King Lee_
~LeeMarzy~
+263774206587
_Edited by Nassey_
+263788183445
*CHAPTER 9*
*Hussein*
Takaramba takatarisana
naOppah.Noreen akazviona ndiye
akazopedza runyararo rwanga rwavapo.
"Ndarishaya ini"
"Ehe ndokuziva"
https://chat.whatsapp.com/B9Xwsng3LVs
EkNBjrpUqSu
_Edited by Nassey_
+263788183445
*CHAPTER 10*
*Noreen*
"Noreen tell me why wakavenga mkoma
vangu"akabvunza Otilia takagara zvedu
panze pagate repamba pedu.
_Edited by Nassey_
+263788183445
*CHAPTER 11*
*Juliet*
Takasvika kumusha mhamha vangu
vakafara kundiona.Pavanhu vese ndaiva
too close namhamha vangu ndaiona
vaifara kuti ndakuroorwa.Ini pachangu
munhu wacho ari kuroorwa ndaisava
nemufaro.Mhamha vakazviona kuti
ndaiva ndisina mufaro.
"Juliet"
"Mhamha"
"Thanks"
"Taura tinzwe"
"Ndikuda one room pamba pako don't
worry pamari ndobhadhara"said Noreen.
https://chat.whatsapp.com/JScjhXal0T18y
ZGLkWWOro
_Written by *King Lee*_
~LeeMarzy~
+263774206587
_Edited by Nassey_
+263788183445
*CHAPTER 12*
*Hussein*
"Otilia ndiye chete akaba diary pano
hakuna umwe ndiri kutya anogona
kufurira Noreen havafane kutamba
vese"said Trinity.
"Ndiani akadaro"
"Ndiri kubvunzawo"
"Usatya handimbokundikane"
"Haana mkomana"
"Ndiri kudzoka"
"Ndine chichemo"
"Hooo"
"Sorry boss"
https://chat.whatsapp.com/IF8dZoMaqWz
0danrDXdg3y
_Edited by Nassey_
+263788183445
*CHAPTER 13*
*Hussein*
"Handina foni"
"Hapana chawatadza"
"Okay"
"Ndadii mhamha"
"Haa makoti unodiwa shem
ndazviona"said Mainini Silivia.Julie
akabva andicheka nerimwe ziso handina
kukwanisa kutarisana naye ndakatarisa
kuside.
"Okay kwacho"
Ndakaenda kunozvivharira muroom
mangu.Ndakazoshevedzerwa chikafu
chaita.Ndakaenda patable paive
nevamwe.Noreen akanamata tikatanga
kudya zvedu.Chair yangu neya Julie
dzanga dzakatarisana.Ndaipota ndichibira
kumutarisa ndakatoona kuti anga
akutonyara.Haana kumbodya
zvakanyanya akatoti aguta.Mainini Silivia
vakatanga zvavo kuseka.
https://chat.whatsapp.com/IF8dZoMaqWz
0danrDXdg3y
_Edited by Nassey_
+263788183445
*CHAPTER 14*
*Hussein*
"Ndokubatsira nei"
"Ngatitaure tichidya"
https://chat.whatsapp.com/LvIISq5IHny9A
r3ylUJpSW
_Edited by Nassey_
+263788183445
*CHAPTER 15*
*Hussein*
"Why wadaro"
"Ndatozviona nekuti Oppah uyu
akafonerwa nadad kuti aite nyaya iyi
vakamupa mari futi"said Otilia.
"Why Hussein",
_Edited by Nassey_
+263788183445
*CHAPTER 16*
*Hussein*
Pakataurwa zvemafinger prints
ndakambovhunduka nekuti banga iroro
rakabvutirwa Juliet.Ndakazodzikama
ndaziva kuti mafinger prints aizobuda
emunhu akapedzisira kubata banga iroro
kureva iye Oppah acho.
"Ndirove handimbonyarari"
*Mai Nyati*
*LAST SUPPER*
https://chat.whatsapp.com/K1a3Ab9X5zf3
f9T0hXstzI
_Edited by Nassey_
+263788183445
*CHAPTER 17*
*Hussein*
https://chat.whatsapp.com/K1a3Ab9X5zf3
f9T0hXstzI
_Edited by Nassey_
*CHAPTER 18*
*Noreen*
"Ehe ndovaziva"
"Handizive"
"Handizive"
"Rekugarage"
https://chat.whatsapp.com/IGzihwUNcAm
97BChVYz7bF
_Edited by Nassey_
+263788183445
*CHAPTER 19*
*Hussein*
"Vakandirova"
"Noreen"
"Mkoma"
"Hoo
"Ndafunga mira ndifonere Gidza auye
tikaita vatatu zvinenge zviri nani"
"Yes"
"Kudhara"
https://chat.whatsapp.com/IGzihwUNcAm
97BChVYz7bF
*CHAPTER 20*
*Hussein*
"Aaah ndadiii"
"Unonakidza"
"Hooo ngatichienda ndane hope"said
Juliet.
"Ok"
"Julie"
"Hussein"
"Tarisa kuno"
"Handidi"
"Sorry amana"
https://chat.whatsapp.com/IGzihwUNcAm
97BChVYz7bF
*CHAPTER 21*
*Hussein*
*Juliet*
"Where is Hussein"
"Yes"
https://chat.whatsapp.com/JWCeFrpd2Kc
5Hw0CytHPjO
_Edited by Nassey_
+263788183445
*CHAPTER 22*
*Hussein*
"Uchibuda kuendepi"
Kasinagwara akatanga kuseka
zvavo.Vakabuda tikasara mukamba
muya.Ndakatanga kurota vabereki vangu
vachifara ndoshaya chii
chaifadza.Ndakapepuka kwaedza Rejoice
akamira padoor.Rejo ndiye akatiponesa
akatisunungura achiti evidence yese
yaonekwa.
"Officer Kasinagwara"said Mr
Nyati.Vakataura zvakawanda apa Mr
Kasinagwara vanga vasati vasvika.
"Ndiri bhoo"
°°°°°°°°°°°°°°°°°°°°°°°°°°°°°°°°°°°°°°°°°°°°°°
°
*Julie*
Pakabuda Hussein ndaida kuteverawo
ndaisada kusiyana naye.Ndakabuda
ndikaona mota yavo yatoenda
ndakadzoka mumba manga masara
Fatso naGidza.Takatakura Mai Nyati
tikavaendesa kuchipatara manheru
acho.Ndichipedza ndakaenda kumba
handina kurara zuva iri ndichifunga
Hussein mupenyu here.Ndakafonera
Noreen akadaira ndikamubvunza Hussein
ari ikoko munhu akutondidaira
rough.Ndakashaya kuti ndakamutadzirei
musikana uyu.Vese naTrinity vanga
vandivenga ndakazvipira nyaya idzi
dzichipera ndoenda kumba
kwedu.Zvakuita sekunga ndisina
kumba.Ndakabatwa nehope pasofa
ipapo.Gidza akazondiudza kuti Hussein
asungwa futi.
"Julie"
"Hussy"
"Aaah"
https://chat.whatsapp.com/JWCeFrpd2Kc
5Hw0CytHPjO
_Edited by Nassey_
+263788183445
*CHAPTER 23*
*Hussein*
"Vakati chiii"
_Edited by Nassey_
+263788183445
*CHAPTER 24*
*Hussein*
Ndakasara ndikatambira call kubva kuna
Rejoice.Zvakataurwa zvacho
zvakandivhundutsa.Hanzi Mr Nyati
vakupenga ndakatadza
kuzvitambira.Ndakaona ari maskiri avo
ekuda kubuda mujeri.Ndaida kuenda
kunovaona ndapedza kudya.Ndakaenda
kunogara mudinning ndichiona zvangu
rimwe film raIP Man.Trinity akauya kugara
paside pangu achibaya baya foni yako.
"No handina"
"Hoo okay"
"I love you Juliet"
"Julie nditarise"
"Handidi"
"Unondinyara"
"Okay boss"
Ndakaona kuti pane zvanga zvachinja
pahotel apa.Ndinotanga kuverenga
mapaper aiva aiswa
patable.Ndakanoverenga mari ndikaona
yakashota.Zvakandinetsa saka ndiani
aitora mari asi hakuna umwe ndiye Ivy
uyu.Handina kuda kumuitira dzungu
ndakaita sendisina chandaona kunga
ndakapusa.Ndakaswera ndiri busy zuva
iri.Takazoenda kumba naJulie.Takasvika
tikashamisika kuona pamba paina......
https://chat.whatsapp.com/C6IWUlAM4X
HKbfP7JwJZBP
_Edited by Nassey_
+263788183445
*CHAPTER 25*
*Noreen*
"Chokwadi chipi"
"Hooo"said Hussein.
"Trinity"
"Hoo haandirambidze"
*Otilia*
https://chat.whatsapp.com/C6IWUlAM4X
HKbfP7JwJZBP
_Written by King Lee_
~LeeMarzy~
+263774206587
_Edited by Nassey_
+263788183445
*CHAPTER 26*
*Hussein*
"Shaa nezuro ndakakapedzera
unondiziva ndine manzwi anotapira"said
Gidza.
"No handisati"
.
Vakaenda kunorara zvavo.Julie akabika
rice akavaendesera kuroom kwavo
vakadya zvavo.
*Juliet*
"Buda muno"
"Babe ndoda ku..."
https://chat.whatsapp.com/C6IWUlAM4X
HKbfP7JwJZBP
_Written by King Lee_
~LeeMarzy~
+263774206587
_Edited by Nassey_
+263788183445
*CHAPTER 27*
*Julie*
"Nyaya ipi"
"Mom"
Ndakavasimbisa ndikasiya
varara.Ndakabuda naNoreen ndikarova
mota kuenda kumba kwaMai
Maka.Ndakasvika kuona mota yaiva
yakapakwa ipapo yairatidza kuti
inyowani.Takanoka padoor paya BaMaka
vakavhura door ndikamhanyirwa naMaka.
"Yeee mama Julie"said maka.
"Where is my sister"
"Ndakamudzinga pano"
"Ndiani iyeye"
"Silivia"
"Babe"
"Aaah ndisiye"
"Thanks tete"
"Ukunyarei"
"Handisi kunyara tete aah"
"Daddy"
"Sweetheart"
"Makoti ko ndiani"
"Hooo"
https://chat.whatsapp.com/C6IWUlAM4X
HKbfP7JwJZBP
_Edited by Nassey_
+263788183445
*CHAPTER 28*
*Silas*
"Babe"
"Siyana neni ndoda kuibvisa nhumbu iyi
handina mwana anoita baba mhondi
nxaaa"said Ivy.
"Favour yei"
"Kupfuudza Hussein"
"Okay hubby"
*Julie*
"Ndeyangu mhamha"
"Hmmm hoo"
"Collins"
https://chat.whatsapp.com/JpT6KpDu7v4
KPw47poq4bw
_Edited by Nassey_
+263788183445
*CHAPTER 29*
*Hussein*
"Daddy"
"Dziva kani"
"Zvaunotopenga nhai"
_Edited by Nassey_
+263788183445
"Okay bro"
"Business Management"
"Hooo wafunga kuita zvakaitwa
namhamha" ndakadaro
ndichinyemwerera.
"Daddy ka"
*3 Years later*
"Saka vayipi"
•°•°•°•°•°•°•°•°•°•°•°•°•°•°•°•°•°•°•°•°•°•°•°•°•
°•°•°•°•
*THE END*
_Namo Amitabha_
Etc mese
_________________________________
__
#PDF CREATED BY LORITY ARTS#
_________________________________
__