Professional Documents
Culture Documents
His Brother
His Brother
Written By Rue M
0788357900
Chapter 1
Ndakashaya zvekuita
kwangunyorara kusvika musi
wafona baba vachiti ndidzoke
kuKadoma vandiwanira basa
ndikati better kuchiudza tete kuti
ndaipa. Vakashatirwa vanzwa kuti
ndaidanana naAlex ane mukadzi
asi yaisava mhosva yangu nekuti
ndaive ndisingazive chokwadi.
Ipapo ndipo pavakazoti tibvise
nhumbu ini ndikarambisisa hoping
Alex would make a plan but akabva
andichinjira kuita imwe mhuka
kukanganwa kuti ndiye munhu
aisarara asina kundiona.
Manheru ndakavhunduka
pandakapepuka ndichinzwa
pamubhedha pane munhu.
Pandakafugura jira ndakaona vari
Baba Anashe ndikati, "bamukuru!"
Vakatanga vazamura vakazoti,
"mhaa."
End of chapter
[9/29, 16:25] Rue M Novels:
https://chat.whatsapp.com/IXkRtO
WhZxGGBP5ia3JKxF
His Brother
Written By Rue M
0788357900
Chapter 2
Zvikomborero
Ndakaona kuti ndikaita dzungu
ndaiyedzerwa ndodzungaira neraini
saka ndakadzima ndikati, "asi
bamukuru hazvizi
zvatakatenderana." Ivo vakaona
kuti shasha inenge yapfavirira
vakadzokera kunogara
pamubhedha vachiti, "Mai Tee
havana kunge vakuudza here?"
"Handingazotadze kuverenga
Shona mind you ndakaipasa," I
clapped back vakangoseka
ndokukata phone tikaenda kumba.
Tichisvika ndakatanga kubika
zvemanheru, tikadya nekutandara
like a complete family. Pakurara
Anashe akabva anzi aende kuroom
kwake nana2 ndikangozviudza kuti
ndorara mukitchen but vana
vachingonorara BaAnashe vakabva
vatoti munhu kubedroom ndikati,
"ndorara muno."
End of chapter
[9/29, 16:25] Rue M Novels:
https://chat.whatsapp.com/J73y00z
CnFgEJv6ssVwx1D
His Brother
Written By Rue M
0788357900
Chapter 3
Zvikomborero
End of chapter
[4/28, 10:14 PM] Rue M: His
Brother
Written By Rue M
0788357900
Chapter 4
Tawanda
Ndaisamboda kubatanadzirwa
panyaya dzamukoma asi at the
same time ndaityira kuti
Zvikomborero akaenda kwashe
vaisara vari pachena thus agreeing
to help him clear his mess kwete
kuti ndakafarira Manzuma.
Kwaitongovewo kubetsera mwana
wamai vangu sezvatakakura
tichirairwa kuti kutsva kwendebvu
varume vanodzimurana. Mukoma
ndivo vakazoona zvakakodzera kuti
vanditende naManzuma.
"Zvichitobuda izvozvo?"
Ndakabvunza zvikanzi, "zvinotadza
nei? Hatingambopererwe
nezvekutaura tave vanhu vakuru."
"Ndonotora mangwana,"
vakadavira mukoma ndikati,
"chikumbirai maiguru zambiaka kuti
aite semunhu kwaye." Tanga
tasvika pamba saka mukoma
vakabva vapinda mumba mavo
kunotora zambia nedhuku zvaMai
Rudo.
"Musambode kundingwarisira
henyu nekuti zvekuGweru ikoko
ndoswera ndazvivharisa
ndonyatsopina baba kuti hakuna
mukadzi anogara kutown woenda
wega kuGweru kwacho. Kana
muchivharirana mubedroom
masikati machena pamba pane
vanhu kuzoti mave vaviri kuGweru
moita sei?" he said ndikati,
"makazvitangirei if you don't trust
us and mukati asare Juno
munenge magona nekuti neniwo
handisi kuda kuenda naye
December ndiri kuda kuroora."
End of chapter
[4/28, 10:15 PM] Rue M: His
Brother
Written By Rue M
0788357900
Chapter 5
Zvikomborero
End of chapter
[4/28, 10:16 PM] Rue M: His
Brother
Written By Rue M
0788357900
Chapter 6
Tawanda
End of chapter
[4/28, 10:17 PM] Rue M: His
Brother
Written By Rue M
0788357900
Chapter 7
Alex
Tawanda naZvikomborero vaiti
vandigona vasingazive kuti ndiri a
million steps ahead of them.
Ndaizogara naZviko kutown
ndawana basa? Musha wabasa
vangu ndausiya nani? Naiye
Tawanda kutofara achifunga kuti
ndichamupa mombe yangu ine
zamu, nhai ndiyani murume
akambobhadharwa kuti apihwe
mukadzi muno muZimbabwe?
Tawanda ndiye aitofanira kundiripa
mombe sezvo anga atora mukadzi
kwete kumupa mombe pamusoro
pemukadzi however I played along
kusvika musi wekuenda kuGweru
ndikatovapa mari yerent nechikafu
and promised Zviko mari
yepreparation but ndanga ndisina
imwe mari yandaizomupa.
"Yakarogedzerwa vanabamunini,"
akadaro ndikati, "yese?"
Ndakatozoenda kunorara
ndatsamwira baba vaida kutambisa
mombe kushaya kuti vaida
ndizosara nei ndave sabhuku.
"BaRudo?" Mamoyo akadaro
achindizungunutsa shoulder tiri
pamubhedha nehasha ndikati,
"chiiko? Hausiwe wanga uchiti
handisi murume masikati iko zvino
wakuti baRudo, baRudo? Manje
nhasi hatisi kuita izvozvo rara
hako." Akaseka ndadaro achiti,
"ahh unopenga wambonzwa
zvandiri kuda here?"
End of chapter
*Rue M Novels*
*1500RTGS/R50/$2 EACH*
Dilemma
Unexpected 1
Loved
We're in love
We are one
Only You
*1200RTGS/ R45/$1.50 EACH*
Let's be one
Unforseen
Unexpected 2
Redeemer
Mamoyo
Back To You
Infertile
Disparity *X* Mai Tanny
Chosen *X* Josh Vombo
*Free books*
Complicated love
Scared to be lonely
Ensnared
NB: _Munowana free book kana
matenga any book pane ari on
sale_
*Payment details*
_Ecocash/innbucks_
0788357900 R.Mbombi
To those in SA
~ pay@outlet
Ackermans
Boxer
PEP
Spar
Usave
ShopRite
Checkers
Pick n Pay
Reference: 11454
Account number: 120502477
R.Mbombi
[9/29, 16:25] Rue M Novels:
https://chat.whatsapp.com/CtigXQA
HNDe1wm4XlqTdU7
His Brother
Written By Rue M
0788357900
Chapter 8
Alexander
"Proof? Proof yei?" I asked with a
calm voice kuti zvisaonekwe kuti
ndine mhosva. "Chingobvuma kuti
nhumbu ina Zviko ndeyako pasina
kurebesa nyaya," she said ndikati,
"unopenga here iwe? Kungoenda
kubasa one day wakutozviona
sababa pano? Wakuda
kutonditonga nekuti
wakushandaka?"
"Ndozvazvinoitwa here?"
Vakabvunza baba zvikanzi,
"baRudo anonetsa zvamunoziva
imi."
End of chapter
[9/29, 16:25] Rue M Novels:
https://chat.whatsapp.com/FPJit1T
ujTcI6j5I5WNWeE
Written By Rue M
0788357900
Chapter 9
Tawanda
Zviko paakandiratidza message
yaAlex ndakabva ndaona kuti
kumudzosera kumusha ndiko
kwaitoita nekuti nyaya yacho yanga
yondiremera on the other side
Marvelous achindipa pressure
kusvika pakuti Zviko ngaauye
agare naye. Week ranga ratopera
imba tisina kuiwana apa night shift
yangu yanga yaperawo saka
ndaive ndakurara muspare
malandlord naMike.
Zviko akatanga achiramba kuenda
kumusha achiti, "ndinotangirai
payi? Zvonyadzisa izvi."
End of chapter
*Rue M Novels*
*1500RTGS/R50/$2 EACH*
Dilemma
Unexpected 1
Loved
We're in love
We are one
Only You
*Free books*
Complicated love
Scared to be lonely
Ensnared
NB: _Munowana free book kana
matenga any book pane ari on
sale_
*Payment details*
_Ecocash/innbucks_
0788357900 R.Mbombi
To those in SA
~ pay@outlet
Ackermans
Boxer
PEP
Spar
Usave
ShopRite
Checkers
Pick n Pay
Reference: 11454
Account number: 120502477
R.Mbombi
[9/29, 16:25] Rue M Novels:
https://chat.whatsapp.com/LlH396X
lWs3LXnwCuA3cXj
His Brother
Written By Rue M
0788357900
Chapter 10
Zvikomborero
"Haa ungatevedzera
Zvenyika(doctor) here? Marve
azotouya kubasa ndisati
ndamubvunza nezvazvo abva
atondiudza kuti Mandebvu
akambotaura naye zvepromotion
akati she should keep reminding
him about it so nezuro
vakamufonera manheru vakati
auye nemapaper ake," he
explained ndikati, "saka Mandebvu
ndiye anga akanzi daddy? Handi
waiti akafonerwa nadaddy vake
manheru?"
End of chapter
[4/28, 10:18 PM] Rue M: His
Brother
Written By Rue M
0788357900
Chapter 11
Zvikomborero
"Ndozvaunoita Tawanda
unonyepa," I said akati,
"handimbodaro this time trust me,
anyways pabikwei pano."
End of chapter
[9/29, 16:25] Rue M Novels:
https://chat.whatsapp.com/K1pWw
oqmGA1HQTm90zDxQy
His Brother
Written By Rue M
0788257900
Chapter 12
Zvikomborero
Ndakasvika kumba kwangu hana
ichiroveswa nemashura andaida
kuitirwa naTawanda and dai
ndisina kuzodana Mai Mike
ndingadai ndichitaura zvimwe.
Tawanda aona kuti handisi
kuwirirana neidea yake akabva
akiya door akaisa makey
muhomwe yeshort raaive akapfeka.
Ndakamboda kumatora ndikaona
kuti ndichingoisa ruoko rwangu
muhomwe make ndanyura.
"Uchamira ipapo kusvika
mangwana," akadaro achienda
pamubhedha ndikati,
"hazvichanakidze izvi ndipe
makey!"
"Wakazviwanepi izvozvo?"
Ndakamubvunza akati, "haa Zviko
zvinhu zvaingotaurwa naAlex kuti
akakuwana usiri mhandara and
wakadzingwa kumba kwedu
wanetsa that's why vabereki vako
vasingade kukugamuchira nekuti
une musikanzwa."
End of chapter
[9/29, 16:25] Rue M Novels:
https://chat.whatsapp.com/K1pWw
oqmGA1HQTm90zDxQy
His Brother
Written By Rue M
0788357900
Chapter 13
Tawanda
"Dai muchigofitwa
nezvamunorukwa better," I said
ndichitora makey angu akati, "watii
Tawanda?"
"Wazvinzwa," ndakadavira
ndichimuratidza way yekubuda
nayo mumba. Abuda ndakakiya
door ndikaenda kwandaive ndasiya
Zviko wanei munhu hakuna.
Ndakangonyumwa kuti aenda
kumba ndokutevera ndikasvika
akachipeta madress aya.
"Ko wazonditiza sei?" I asked akati,
"ndanga ndichida kuzorora ini!"
End of chapter
[9/29, 16:25] Rue M Novels:
https://chat.whatsapp.com/EMzMsx
GkKnQGEw1Ts26djr
His Brother
Written By Rue M
0788357900
Chapter 14
Zvikomborero
"Yakazara," ndakadaro
ndichimutambidza laptop tikatanga
kuona series riya till I dozed off.
The next time I opened my eyes, I
found myself wrapped in
Tawanda's arms. Ndaida kutobva
paari but akabva andibata zviri tight
ndikatoona kuti shasha yanga
yakamuka. "Don't fight these
feelings Zviko," he said ndikati,
"this is wrong Tawanda."
"Chienda," ndakatoita
zvekumudzinga ndiye dhuma
dhuma naMarve wake pamain door
ndikangodongorera ndiri mumba
kuti zviri kuitana sei kwakutoona
vanhu vatopfuudzana. Ndakabva
ndangogadzira mumba mangu
maisatora nguva kwakunogeza
ndokudzoka ndichigadzirira
Tawanda breakfast. Akanonoka
kuuya ndikaenda panze kunodziya
mushana sezvo mumba
maitonhora. Ndisati
ndanyatsoterera mushana uye
ndinzwe ndadirwa mvura
kumusana. Ndakasimuka fast
ndichida kuona kuti ndiyani
anofarisa iyeye but before I could
confront that person ndakanzwa
smell yeweti chaiyo kwakuzonzwa
Marve achiti, "hiii sorry handina
kumboona kuti pane munhu."
"Marvelous!" Ndakavhunduka
ndanzwa Shanty wandaishanda
naye andidana akati, "uri
kufungeiko ipapa?"
Written By Rue M
0788357900
Chapter 15
Tawanda
"Ndokumbirawo kukuona
Tawanda," akadaro atochinja mood
ndikati, "uri kundiona wani?"
End of chapter
Please Note
*SA Subscribers*
R30 Econet airtime
R50 for 2 books through Avon
account
*SA Subscribers*
R50 Econet airtime
R50 through Avon account
*Ecocash/ Innbucks*
0788357900 R.Mbombi
*Econet Airtime*
0788357900
*Avon pay@outlet*
Ackermans
Boxer
PEP
Spar
Usave
ShopRite
Checkers
Pick n Pay
Reference: 11454
Account number: 120502477
R.Mbombi
His Brother
Written By Rue M
0788357900
Chapter 16
Zvikomborero
"Kwana Marve,"akapindura
amuona achisiiwa nemota pamba
pavo naMandebvu. "Ko zvaari kuita
seanorwara wani?" Ndakabvunza
Tawanda ndakatarisa mafambiro
aiita Marve akati, "it's obvious kuti
ari kubva kunobvisa nhumbu."
*SA Subscribers*
R30 Econet airtime
R50 for 2 books through Avon
account
*Ecocash/ Innbucks*
0788357900 R.Mbombi
*Econet Airtime*
0788357900
*Avon pay@outlet*
Ackermans
Boxer
PEP
Spar
Usave
ShopRite
Checkers
Pick n Pay
Reference: 11454
Account number: 120502477
R.Mbombi
His Brother
Written By Rue M
0788357900
Chapter 17
Alexander
End of chapter
*SA Subscribers*
R50 Econet airtime
R50 through Avon account
*Ecocash/ Innbucks*
0788357900 R.Mbombi
*Econet Airtime*
0788357900
*Avon pay@outlet*
Ackermans
Boxer
PEP
Spar
Usave
ShopRite
Checkers
Pick n Pay
Reference: 11454
Account number: 120502477
R.Mbombi
Written By Rue M
0788357900
Chapter 18
Zvikomborero
Pavakati vanoda privacy
ndakangobuda mumba ndikamira
paside pedoor kuti ndinzwe
zvavaida kuronga nevana vavo
pamusoro pangu. Pavakataura
zvekuti nhumbu inongobva ndaida
kutopinda mumba ndimisidzane
navo pane huroyi hwavaida kuita
masikati machena asi ndakaramba
ndakamira ndanzwa Tawanda
achiti, "izvozvo hazviite zvachose
mhai?"
"Pamakanyarira mukoma
pavakabata Nono chibharo,"
Tawanda clapped back zvikanzi
naAlex ndakabata chii?"
End of chapter
Please Note
*SA Subscribers*
R30 Econet airtime
R50 for 2 books through Avon
account
*SA Subscribers*
R50 Econet airtime
R50 through Avon account
*Ecocash/ Innbucks*
0788357900 R.Mbombi
*Econet Airtime*
0788357900
*Avon pay@outlet*
Ackermans
Boxer
PEP
Spar
Usave
ShopRite
Checkers
Pick n Pay
Reference: 11454
Account number: 120502477
R.Mbombi
After payment inbox 0788357900
with proof of payment moiswa
musubgrp muchasvikira book
kusvika kufinal(chapter 50+)
Written By Rue M
0788357900
Chapter 19
Zvikomborero
Ndakaitwa sendichamedzwa
nemaziso aMai Rudo avo
vakangokwanisa kuti, "mainini
mune sure?" Handina kuvapindura
ndikangohwandisa face kuseri
kwaTawanda ndichinyara semuroyi
ayedzerwa. "Hanzi aita sei?"
Tawanda akabvunza dare vatete
vangu vakati, "rine manyanga
hariputirwe mainini?"
"Ndikazvara ndozvishandira
ndochengeta mwana wangu,"
ndakadaro zvikanzi, "kuzvishandira
kupi semakaenda kuchikoro mai
nhiya?"
"Ndoenda kuJoni kune vamwe," I
replied mbuya vakati, "hatidi
kuchengeteswa zvana zvine
vabereki isu. Nherera chete
ndodzatinochengeta pano."
Please Note
*SA Subscribers*
R30 Econet airtime
R50 for 2 books through Avon
account
*SA Subscribers*
R50 Econet airtime
R50 through Avon account
*Ecocash/ Innbucks*
0788357900 R.Mbombi
*Econet Airtime*
0788357900
*Avon pay@outlet*
Ackermans
Boxer
PEP
Spar
Usave
ShopRite
Checkers
Pick n Pay
Reference: 11454
Account number: 120502477
R.Mbombi
After payment inbox 0788357900
with proof of payment moiswa
musubgrp muchasvikira book
kusvika kufinal(chapter 50+)
His Brother
Written By Rue M
0788357900
Chapter 20
Last free chapter
Zvikomborero
"Kumhanyei?" Ndakabvunza
ndichiratidza kushamisika akati,
"handizivi kuti ndakakuudza
kangani kuti mwana haana mhosva
and ndichamuda semwana wangu
but kungokakavadzana kwaitika
kudare wakutobvisa nhumbu?"
Please Note
*His Brother* is going to be on sale
from chapter 21.
*SA Subscribers*
R30 Econet airtime
R50 for 2 books through Avon
account
*From 10 October 2022*
1600RTGS ecocash
1800RTGS airtime
2USD Innbucks
3USD buddie airtime
*SA Subscribers*
R50 Econet airtime
R50 through Avon account
*Ecocash/ Innbucks*
0788357900 R.Mbombi
*Econet Airtime*
0788357900
*Avon pay@outlet*
Ackermans
Boxer
PEP
Spar
Usave
ShopRite
Checkers
Pick n Pay
Reference: 11454
Account number: 120502477
R.Mbombi